id
int64 1
31k
| verse_id
stringlengths 7
11
| translation
dict |
---|---|---|
30,901 |
ZEC_5_11
|
{
"en": "And he said unto me, To build her a house in the land of Shinar: and when it is prepared, she shall be set there in her own place.",
"sna": "Akapindura akati, “Kunyika yeBhabhironi kundorivakira imba. Kana yapera, dengu richaiswa imomo panzvimbo yaro.”"
}
|
30,902 |
ZEC_5_2
|
{
"en": "And he said unto me, What seest thou? And I answered, I see a flying roll; the length thereof is twenty cubits, and the breadth thereof ten cubits.",
"sna": "Akandibvunza akati, “Unooneiko?” Ndakapindura ndikati, “Ndinoona rugwaro rwakapetwa rwuri kubhururuka, rwakareba makubhiti makumi maviri nokufara makubhiti gumi .”"
}
|
30,903 |
ZEC_5_3
|
{
"en": "Then said he unto me, This is the curse that goeth forth over the face of the whole land: for every one that stealeth shall be cut off on the one side according to it; and every one that sweareth shall be cut off on the other side according to it.",
"sna": "Uye iye akati kwandiri, “Uku ndiko kutuka kunobuda pamusoro penyika yose; nokuti sezvazvakanyorwa kune rimwe divi, mbavha imwe neimwe ichaparadzwa, uye sezvazvakanyorwa kune rimwe divi racho, mumwe nomumwe anopika zvenhema achaparadzwa."
}
|
30,904 |
ZEC_5_4
|
{
"en": "I will cause it to go forth, saith Jehovah of hosts, and it shall enter into the house of the thief, and into the house of him that sweareth falsely by my name; and it shall abide in the midst of his house, and shall consume it with the timber thereof and the stones thereof.",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Ndichabudisa kutuka, uye kuchapinda muimba yembavha nomumba mouyo anopika nhema nezita rangu. Kucharamba kuri mumba make uye kuchaparadza zvose mapango namabwe ayo.’ ”"
}
|
30,905 |
ZEC_5_5
|
{
"en": "Then the angel that talked with me went forth, and said unto me, Lift up now thine eyes, and see what is this that goeth forth.",
"sna": "Ipapo mutumwa akanga achitaura neni akaswedera kwandiri akati, “Simudza meso ako uone kuti ichi chii chiri kubuda apo.”"
}
|
30,906 |
ZEC_5_6
|
{
"en": "And I said, What is it? And he said, This is the ephah that goeth forth. He said moreover, This is their appearance in all the land",
"sna": "Ndakabvunza ndikati, “Chiiko?” Akapindura akati, “Iri idengu rokuyeresa.” Uye akatizve, “Ichi ndicho chitadzo chavanhu vari munyika yose.”"
}
|
30,907 |
ZEC_5_7
|
{
"en": "(and, behold, there was lifted up a talent of lead); and this is a woman sitting in the midst of the ephah.",
"sna": "Ipapo hwidibiro yomutobvu yakasimudzwa, uye mukadzi akanga akagara mudengu imomo!"
}
|
30,908 |
ZEC_5_8
|
{
"en": "And he said, This is Wickedness: and he cast her down into the midst of the ephah; and he cast the weight of lead upon the mouth thereof.",
"sna": "Mutumwa akati, “Uyu ndiye zvakaipa,” achibva amusundidzira zvakare mudengu uye ndokuzarira muromo wedengu nehwidibiro yomutobvu."
}
|
30,909 |
ZEC_5_9
|
{
"en": "Then lifted I up mine eyes, and saw, and, behold, there came forth two women, and the wind was in their wings; now they had wings like the wings of a stork; and they lifted up the ephah between earth and heaven.",
"sna": "Ipapo ndakasimudza meso angu ndikaona, hapo pamberi pangu paiva navakadzi vaviri, mhepo iri mumapapiro avo! Vaiva namapapiro anenge mapapiro edambiramurove, uye vakasimudza dengu vakaenda naro mudenga pakati pedenga nenyika."
}
|
30,910 |
ZEC_6_1
|
{
"en": "And again I lifted up mine eyes, and saw, and, behold, there came four chariots out from between two mountains; and the mountains were mountains of brass.",
"sna": "Ndakasimudzazve meso angu ndikaona, hapo pamberi pangu paiva nengoro ina dzaibuda kubva pakati pamakomo maviri, makomo endarira!"
}
|
30,911 |
ZEC_6_10
|
{
"en": "Take of them of the captivity, even of Heldai, of Tobijah, and of Jedaiah; and come thou the same day, and go into the house of Josiah the son of Zephaniah, whither they are come from Babylon;",
"sna": "“Tora sirivha negoridhe kubva kuvatapwa vanoti Heridhai, naTobhiya uye naJedhaya, vasvika vachibva kuBhabhironi. Enda, zuva rimwe chetero, kuimba yaJosia mwanakomana waZefania."
}
|
30,912 |
ZEC_6_11
|
{
"en": "yea, take of them silver and gold, and make crowns, and set them upon the head of Joshua the son of Jehozadak, the high priest;",
"sna": "Tora sirivha negoridhe ugadzire korona, uye ugoidzika pamusoro womuprista mukuru, Joshua mwanakomana waJehozadhaki."
}
|
30,913 |
ZEC_6_12
|
{
"en": "and speak unto him, saying, Thus speaketh Jehovah of hosts, saying, Behold, the man whose name is the Branch: and he shall grow up out of his place; and he shall build the temple of Jehovah;",
"sna": "Muudze kuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Houno murume anonzi Davi, achakura panzvimbo yake uye achavaka temberi yaJehovha."
}
|
30,914 |
ZEC_6_13
|
{
"en": "even he shall build the temple of Jehovah; and he shall bear the glory, and shall sit and rule upon his throne; and he shall be a priest upon his throne; and the counsel of peace shall be between them both.",
"sna": "Ndiye achavaka temberi yaJehovha, uye achapfekedzwa ukuru agogara achitonga pachigaro chake. Uye achava muprista pachigaro chake. Uye pachava norugare pakati pezviviri izvi.’"
}
|
30,915 |
ZEC_6_14
|
{
"en": "And the crowns shall be to Helem, and to Tobijah, and to Jedaiah, and to Hen the son of Zephaniah, for a memorial in the temple of Jehovah.",
"sna": "Korona ichapiwa kuna Heridhai, naTobhiya, naJedhaya uye naHeni mwanakomana waZefania sechiyeuchidzo mutemberi yaJehovha."
}
|
30,916 |
ZEC_6_15
|
{
"en": "And they that are far off shall come and build in the temple of Jehovah; and ye shall know that Jehovah of hosts hath sent me unto you. And this shall come to pass, if ye will diligently obey the voice of Jehovah your God.",
"sna": "Avo vari kure vachauya kuzobatsira kuvaka temberi yaJehovha, uye iwe uchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose andituma kwauri. Izvi zvichaitika kana ukateerera zvakanaka Jehovha Mwari wako.”"
}
|
30,917 |
ZEC_6_2
|
{
"en": "In the first chariot were red horses; and in the second chariot black horses;",
"sna": "Ngoro yokutanga yakanga ine mabhiza matsvuku, yechipiri ine matema,"
}
|
30,918 |
ZEC_6_3
|
{
"en": "and in the third chariot white horses; and in the fourth chariot grizzled strong horses.",
"sna": "yechitatu ine machena uye yechina ine mapfumbu, ose aiva nesimba."
}
|
30,919 |
ZEC_6_4
|
{
"en": "Then I answered and said unto the angel that talked with me, What are these, my lord?",
"sna": "Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Zviiko izvi, ishe wangu?”"
}
|
30,920 |
ZEC_6_5
|
{
"en": "And the angel answered and said unto me, These are the four winds of heaven, which go forth from standing before the Lord of all the earth.",
"sna": "Mutumwa akandipindura akati, “Iyi ndiyo mweya mina yokudenga, inobuda payakanga imire pamberi paIshe wenyika yose."
}
|
30,921 |
ZEC_6_6
|
{
"en": "The chariot wherein are the black horses goeth forth toward the north country; and the white went forth after them; and the grizzled went forth toward the south country.",
"sna": "Ine mabhiza matema iri kuenda kunyika yokumusoro, ine mabhiza machena iri kuenda kumadokero, uye ine mabhiza mapfumbu iri kuenda kunyika yezasi.”"
}
|
30,922 |
ZEC_6_7
|
{
"en": "And the strong went forth, and sought to go that they might walk to and fro through the earth: and he said, Get you hence, walk to and fro through the earth. So they walked to and fro through the earth.",
"sna": "Mabhiza ane simba paakabuda akanga achitsvaka kuti aende nomunyika yose. Uye iye akati, “Endai munyika yose!” Saka akaenda nomunyika yose."
}
|
30,923 |
ZEC_6_8
|
{
"en": "Then cried he to me, and spake unto me, saying, Behold, they that go toward the north country have quieted my spirit in the north country.",
"sna": "Ipapo akadanidzira kwandiri achiti, “Tarira, ayo anoenda kunyika yokumusoro, apa Mweya wangu zororo munyika yokumusoro.”"
}
|
30,924 |
ZEC_6_9
|
{
"en": "And the word of Jehovah came unto me, saying,",
"sna": "Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,"
}
|
30,925 |
ZEC_7_1
|
{
"en": "And it came to pass in the fourth year of king Darius, that the word of Jehovah came unto Zechariah in the fourth day of the ninth month, even in Chislev.",
"sna": "Mugore rechina raMambo Dhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekaria pazuva rechina romwedzi wepfumbamwe, mumwedzi weKisirevhi."
}
|
30,926 |
ZEC_7_10
|
{
"en": "and oppress not the widow, nor the fatherless, the sojourner, nor the poor; and let none of you devise evil against his brother in your heart.",
"sna": "Musamanikidza chirikadzi kana nherera, mutorwa kana murombo. Musafungirana zvakaipa mumwoyo menyu.’"
}
|
30,927 |
ZEC_7_11
|
{
"en": "But they refused to hearken, and pulled away the shoulder, and stopped their ears, that they might not hear.",
"sna": "“Asi vakaramba kuteerera; mukuzvikudza vakafuratira uye vakadzivira nzeve dzavo."
}
|
30,928 |
ZEC_7_12
|
{
"en": "Yea, they made their hearts as an adamant stone, lest they should hear the law, and the words which Jehovah of hosts had sent by his Spirit by the former prophets: therefore there came great wrath from Jehovah of hosts.",
"sna": "Vakaomesa mwoyo yavo sedombo romusarasara uye vakasateerera kumurayiro kana kumashoko aJehovha Wamasimba Ose aakanga atuma noMweya wake kubudikidza navaprofita vekare. Saka Jehovha Wamasimba Ose akatsamwa zvikuru."
}
|
30,929 |
ZEC_7_13
|
{
"en": "And it is come to pass that, as he cried, and they would not hear, so they shall cry, and I will not hear, said Jehovah of hosts;",
"sna": "“ ‘Pandakadana, havana kuteerera; saka pavakadana, handina kuvateerera,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,930 |
ZEC_7_14
|
{
"en": "but I will scatter them with a whirlwind among all the nations which they have not known. Thus the land was desolate after them, so that no man passed through nor returned: for they laid the pleasant land desolate.",
"sna": "‘Ndakavaparadzira nechamupupuri pakati pendudzi dzose, uko kwavakava vatorwa. Nyika yakava dongo shure kwavo zvokuti hapana aizogona kupinda kana kubudamo. Izvi ndizvo zvavakaita kunyika yaifadza, ikava dongo.’ ”"
}
|
30,931 |
ZEC_7_2
|
{
"en": "Now they of Beth-el had sent Sharezer and Regem-melech, and their men, to entreat the favor of Jehovah,",
"sna": "Vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemi-Mereki, pamwe chete navanhu vavo, kuti vaende kuna Jehovha"
}
|
30,932 |
ZEC_7_3
|
{
"en": "and to speak unto the priests of the house of Jehovah of hosts, and to the prophets, saying, Should I weep in the fifth month, separating myself, as I have done these so many years?",
"sna": "kundokumbira kuvaprista veimba yaJehovha Wamasimba Ose nokuvaprofita vachiti, “Ndochema nokutsanya nomwedzi wechishanu here, sezvandakaita kwamakore mazhinji aya?”"
}
|
30,933 |
ZEC_7_4
|
{
"en": "Then came the word of Jehovah of hosts unto me, saying,",
"sna": "Ipapo shoko raJehovha Wamasimba Ose rakasvika kwandiri richiti,"
}
|
30,934 |
ZEC_7_5
|
{
"en": "Speak unto all the people of the land, and to the priests, saying, When ye fasted and mourned in the fifth and in the seventh month , even these seventy years, did ye at all fast unto me, even to me?",
"sna": "“Bvunza vanhu vose venyika uye navaprista kuti, ‘Pamakatsanya uye mukachema mumwedzi wechishanu nowechinomwe kwamakore makumi manomwe akapfuura, makatsanyira ini zvechokwadi here?"
}
|
30,935 |
ZEC_7_6
|
{
"en": "And when ye eat, and when ye drink, do not ye eat for yourselves, and drink for yourselves?",
"sna": "Uye pamaidya nokunwa, makanga musingangozvifadzi here?"
}
|
30,936 |
ZEC_7_7
|
{
"en": "Should ye not hear the words which Jehovah cried by the former prophets, when Jerusalem was inhabited and in prosperity, and the cities thereof round about her, and the South and the lowland were inhabited?",
"sna": "Aya haasiwo here mashoko aJehovha akaparidzwa kubudikidza navaprofita vekare, Jerusarema namaguta aro akaripoteredza parakanga riri parugare uye richibudirira, uye nyika yeNegevhi nomujinga mezvikomo zvokumavirira muchakagarwa navanhu?’ ”"
}
|
30,937 |
ZEC_7_8
|
{
"en": "And the word of Jehovah came unto Zechariah, saying,",
"sna": "Uye shoko raJehovha rakasvikazve kuna Zekaria richiti,"
}
|
30,938 |
ZEC_7_9
|
{
"en": "Thus hath Jehovah of hosts spoken, saying, Execute true judgment, and show kindness and compassion every man to his brother;",
"sna": "“Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Tongai nokururamisira kwezvokwadi; muitirane tsitsi nenyasha."
}
|
30,939 |
ZEC_8_1
|
{
"en": "And the word of Jehovah of hosts came to me , saying,",
"sna": "Shoko raJehovha Wamasimba Ose rakasvikazve kwandiri richiti:"
}
|
30,940 |
ZEC_8_10
|
{
"en": "For before those days there was no hire for man, nor any hire for beast; neither was there any peace to him that went out or came in, because of the adversary: for I set all men every one against his neighbor.",
"sna": "Nguva iyoyo isati yasvika kwakanga kusina munhu aishandira mubayiro kana chipfuwo. Hapana aienda kundoita basa rake norugare nokuda kwomuvengi wake, nokuti ndakanga ndarwisanisa munhu wose nomuvakidzani wake."
}
|
30,941 |
ZEC_8_11
|
{
"en": "But now I will not be unto the remnant of this people as in the former days, saith Jehovah of hosts.",
"sna": "Asi zvino handichazoitiri vanhu ava vakasara sezvandakaita pamazuva akare,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,942 |
ZEC_8_12
|
{
"en": "For there shall be the seed of peace; the vine shall give its fruit, and the ground shall give its increase, and the heavens shall give their dew; and I will cause the remnant of this people to inherit all these things.",
"sna": "“Mbeu ichakura zvakanaka, muzambiringa uchabereka zvibereko zvawo, nyika ichabereka zvirimwa zvayo, uye matenga achaburutsa dova rawo. Ndichapa zvinhu zvose izvi senhaka kuna vakasara vavanhu ava."
}
|
30,943 |
ZEC_8_13
|
{
"en": "And it shall come to pass that, as ye were a curse among the nations, O house of Judah and house of Israel, so will I save you, and ye shall be a blessing. Fear not, but let your hands be strong.",
"sna": "Sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi, imi Judha neIsraeri, saizvozvo ndichakuponesai, uye muchava chinhu chinoropafadza. Musatya, asi itai kuti maoko enyu asimbe.”"
}
|
30,944 |
ZEC_8_14
|
{
"en": "For thus saith Jehovah of hosts: As I thought to do evil unto you, when your fathers provoked me to wrath, saith Jehovah of hosts, and I repented not;",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Sezvandakanga ndafunga kuuyisa njodzi pamusoro penyu, uye ndikasaitira madzibaba enyu tsitsi paakanditsamwisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose,"
}
|
30,945 |
ZEC_8_15
|
{
"en": "so again have I thought in these days to do good unto Jerusalem and to the house of Judah: fear ye not.",
"sna": "“saka zvino ndafunga kuita zvakanakazve kuJerusarema neJudha. Musatya."
}
|
30,946 |
ZEC_8_16
|
{
"en": "These are the things that ye shall do: Speak ye every man the truth with his neighbor; execute the judgment of truth and peace in your gates;",
"sna": "Izvi ndizvo zvinhu zvamunofanira kuita: Tauriranai chokwadi, uye tongai nezvokwadi uye nokururamisira mumatare enyu"
}
|
30,947 |
ZEC_8_17
|
{
"en": "and let none of you devise evil in your hearts against his neighbor; and love no false oath: for all these are things that I hate, saith Jehovah.",
"sna": "usarongera muvakidzani wako zvakaipa, uye usafarira kupika nhema. Ndinovenga zvose izvi,” ndizvo zvinotaura Jehovha."
}
|
30,948 |
ZEC_8_18
|
{
"en": "And the word of Jehovah of hosts came unto me, saying,",
"sna": "Shoko raJehovha Wamasimba Ose rakasvikazve kwandiri richiti:"
}
|
30,949 |
ZEC_8_19
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: The fast of the fourth month , and the fast of the fifth, and the fast of the seventh, and the fast of the tenth, shall be to the house of Judah joy and gladness, and cheerful feasts; therefore love truth and peace.",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Kutsanya kwomwedzi wechina, wechishanu, wechinomwe nowegumi kuchava nguva dzomufaro nokupembera, nemitambo yomufaro kuna Judha. Naizvozvo mude zvokwadi norugare.”"
}
|
30,950 |
ZEC_8_2
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: I am jealous for Zion with great jealousy, and I am jealous for her with great wrath.",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Ndine godo kwazvo pamusoro peZioni; ndiri kutsva negodo pamusoro paro.”"
}
|
30,951 |
ZEC_8_20
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: It shall yet come to pass , that there shall come peoples, and the inhabitants of many cities;",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Vanhu vazhinji navagari vomumaguta mazhinji vachauyazve,"
}
|
30,952 |
ZEC_8_21
|
{
"en": "and the inhabitants of one city shall go to another, saying, Let us go speedily to entreat the favor of Jehovah, and to seek Jehovah of hosts: I will go also.",
"sna": "uye vagari vomune rimwe guta vachaenda kune rimwe vachinoti, ‘Ngatiendei nokuchimbidza kundokumbira nyasha kuna Jehovha, nokutsvaka Jehovha Wamasimba Ose. Ini pachangu ndiri kuenda.’"
}
|
30,953 |
ZEC_8_22
|
{
"en": "Yea, many peoples and strong nations shall come to seek Jehovah of hosts in Jerusalem, and to entreat the favor of Jehovah.",
"sna": "Uye vanhu vazhinji nendudzi dzine simba vachauya kuJerusarema kuzotsvaka Jehovha Wamasimba Ose nokukumbira nyasha kwaari.”"
}
|
30,954 |
ZEC_8_23
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: In those days it shall come to pass , that ten men shall take hold, out of all the languages of the nations, they shall take hold of the skirt of him that is a Jew, saying, We will go with you, for we have heard that God is with you.",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Mumazuva iwayo varume gumi kubva kundimi dzose nendudzi dzose vachabatirira kwazvo pamupendero wenguo yomuJudha vachiti, ‘Ngatiendei tose, nokuti takanzwa kuti Mwari anewe.’ ”"
}
|
30,955 |
ZEC_8_3
|
{
"en": "Thus saith Jehovah: I am returned unto Zion, and will dwell in the midst of Jerusalem: and Jerusalem shall be called The city of truth; and the mountain of Jehovah of hosts, The holy mountain.",
"sna": "Zvanzi naJehovha: “Ndichadzokera kuZioni uye ndichagara muJerusarema. Ipapo Jerusarema richanzi Guta reZvokwadi, uye gomo raJehovha Wamasimba Ose richanzi Gomo Dzvene.”"
}
|
30,956 |
ZEC_8_4
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: There shall yet old men and old women dwell in the streets of Jerusalem, every man with his staff in his hand for very age.",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Varume navakadzi vakwegura vachagarazve mumigwagwa yeJerusarema, mumwe nomumwe aine mudonzvo muruoko nokuda kwokukwegura kwake."
}
|
30,957 |
ZEC_8_5
|
{
"en": "And the streets of the city shall be full of boys and girls playing in the streets thereof.",
"sna": "Migwagwa yeguta ichazara navakomana navasikana vanotambamo.”"
}
|
30,958 |
ZEC_8_6
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: If it be marvellous in the eyes of the remnant of this people in those days, should it also be marvellous in mine eyes? saith Jehovah of hosts.",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Zvingaita sezvinoshamisa kuna vakasara vavanhu ava panguva iyoyo, asi zvichaita sezvinoshamisa here kwandiri?” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,959 |
ZEC_8_7
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: Behold, I will save my people from the east country, and from the west country;",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Ndichaponesa vanhu vangu kubva kunyika dzokumabvazuva nedzokumavirira."
}
|
30,960 |
ZEC_8_8
|
{
"en": "and I will bring them, and they shall dwell in the midst of Jerusalem; and they shall be my people, and I will be their God, in truth and in righteousness.",
"sna": "Ndichavadzosazve kuti vazogara muJerusarema; vachava vanhu vangu, uye ndichava akatendeka uye akarurama kwavari saMwari wavo.”"
}
|
30,961 |
ZEC_8_9
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: Let your hands be strong, ye that hear in these days these words from the mouth of the prophets that were in the day that the foundation of the house of Jehovah of hosts was laid, even the temple, that it might be built.",
"sna": "Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Imi munonzwa mashoko aya iye zvino, akataurwa navaprofita vaivapo nheyo dzemba yaJehovha Wamasimba Ose padzakateyiwa, maoko enyu ngaasimbe kuti temberi igovakwa."
}
|
30,962 |
ZEC_9_1
|
{
"en": "The burden of the word of Jehovah upon the land of Hadrach, and Damascus shall be its resting-place (for the eye of man and of all the tribes of Israel is toward Jehovah);",
"sna": "Shoko raJehovha rinorwisana nenyika yeHadhiraki uye richagara pamusoro peDhamasiko, nokuti meso avanhu naamarudzi ose eIsraeri ari pana Jehovha,"
}
|
30,963 |
ZEC_9_10
|
{
"en": "And I will cut off the chariot from Ephraim, and the horse from Jerusalem; and the battle bow shall be cut off; and he shall speak peace unto the nations: and his dominion shall be from sea to sea, and from the River to the ends of the earth.",
"sna": "Ndichabvisa ngoro kuna Efuremu, namabhiza ehondo kuJerusarema, uye uta hwehondo huchavhunwa. Achaparidzira ndudzi rugare. Ushe hwake huchabva kugungwa huchisvika kugungwa, uye kubva kuRwizi kusvika kumigumo yenyika."
}
|
30,964 |
ZEC_9_11
|
{
"en": "As for thee also, because of the blood of thy covenant I have set free thy prisoners from the pit wherein is no water.",
"sna": "Kana uriwe, nokuda kweropa resungano yangu newe, ndichasunungura vasungwa vako kubva pagomba risina mvura."
}
|
30,965 |
ZEC_9_12
|
{
"en": "Turn you to the stronghold, ye prisoners of hope: even to-day do I declare that I will render double unto thee.",
"sna": "Dzokerai kunhare yenyu, imi vasungwa vetariro; kunyange iye zvino ndichazivisa kuti ndichadzorera kwamuri zvakapetwa kaviri."
}
|
30,966 |
ZEC_9_13
|
{
"en": "For I have bent Judah for me, I have filled the bow with Ephraim; and I will stir up thy sons, O Zion, against thy sons, O Greece, and will make thee as the sword of a mighty man.",
"sna": "Ndichakunga Judha sendinokunga uta hwangu, uye ndichaizadza naEfuremu. Ndichamutsa vanakomana vako, iwe Zioni, kuti varwise vanakomana vako, iwe Girisi; uye ndichakuita somunondo wemhare."
}
|
30,967 |
ZEC_9_14
|
{
"en": "And Jehovah shall be seen over them; and his arrow shall go forth as the lightning; and the Lord Jehovah will blow the trumpet, and will go with whirlwinds of the south.",
"sna": "Ipapo Jehovha achaonekwa pamusoro pavo; museve wake uchapenya semheni. Ishe Jehovha acharidza hwamanda; achafamba mudutu rezasi."
}
|
30,968 |
ZEC_9_15
|
{
"en": "Jehovah of hosts will defend them; and they shall devour, and shall tread down the sling-stones; and they shall drink, and make a noise as through wine; and they shall be filled like bowls, like the corners of the altar.",
"sna": "Uye Jehovha Wamasimba Ose achavadzivirira. Vachaparadza uye vachakunda nezvimviriri. Vachanwa vagoomba sevanwa waini; vachazara sembiya dzinoshandiswa pakusasa makona earitari."
}
|
30,969 |
ZEC_9_16
|
{
"en": "And Jehovah their God will save them in that day as the flock of his people; for they shall be as the stones of a crown, lifted on high over his land.",
"sna": "Jehovha Mwari wavo achavaponesa pazuva iroro seboka ravanhu vake, Vachavaima munyika yake samabwe anokosha ari mukorona."
}
|
30,970 |
ZEC_9_17
|
{
"en": "For how great is his goodness, and how great is his beauty! grain shall make the young men flourish, and new wine the virgins.",
"sna": "Kuyevedza kwavo nokunaka kwavo kuchava kukuru sei! Zviyo zvichaita kuti majaya abudirire, uye waini itsva kumhandara."
}
|
30,971 |
ZEC_9_2
|
{
"en": "and Hamath, also, which bordereth thereon; Tyre and Sidon, because they are very wise.",
"sna": "uye napamusoro peHamatiwo, rakaganhurana naro, uye napamusoro peTire neSidhoni, kunyange zvazvo vane unyanzvi kwazvo."
}
|
30,972 |
ZEC_9_3
|
{
"en": "And Tyre did build herself a stronghold, and heaped up silver as the dust, and fine gold as the mire of the streets.",
"sna": "Tire yakazvivakira nhare; yakaunganidza sirivha seguruva uye goridhe samarara omumugwagwa."
}
|
30,973 |
ZEC_9_4
|
{
"en": "Behold, the Lord will dispossess her, and he will smite her power in the sea; and she shall be devoured with fire.",
"sna": "Asi Ishe achatora upfumi hwayo uye achaparadzira simba rayo pagungwa, uye ichaparadzwa nomoto."
}
|
30,974 |
ZEC_9_5
|
{
"en": "Ashkelon shall see it, and fear; Gaza also, and shall be sore pained; and Ekron, for her expectation shall be put to shame; and the king shall perish from Gaza, and Ashkelon shall not be inhabited.",
"sna": "Ashikeroni richazviona, rigotya; Gaza richatambura mukurwadziwa, neEkironiwo, nokuti tariro yaro ichapera. Gaza richarasikirwa namambo waro uye Ashikeroni haringavi navanhu."
}
|
30,975 |
ZEC_9_6
|
{
"en": "And a bastard shall dwell in Ashdod, and I will cut off the pride of the Philistines.",
"sna": "Vatorwa vachagara paAshidhodhi, uye ndichaparadza kuzvikudza kwavaFiristia."
}
|
30,976 |
ZEC_9_7
|
{
"en": "And I will take away his blood out of his mouth, and his abominations from between his teeth; and he also shall be a remnant for our God; and he shall be as a chieftain in Judah, and Ekron as a Jebusite.",
"sna": "Ndichabvisa ropa pamiromo yavo, kudya kusingabvumirwi pakati pamazino avo. Vaya vakasara vachava vanhu vaMwari wedu uye vachava vatungamiri muJudha, uye Ekironi achava savaJebhusi."
}
|
30,977 |
ZEC_9_8
|
{
"en": "And I will encamp about my house against the army, that none pass through or return; and no oppressor shall pass through them any more: for now have I seen with mine eyes.",
"sna": "Asi ndichadzivirira imba yangu pavarwi vanoirwisa. Hapachazovazve nomumanikidzi angakunda vanhu vangu, nokuti zvino ndiri kugara ndakatarira."
}
|
30,978 |
ZEC_9_9
|
{
"en": "Rejoice greatly, O daughter of Zion; shout, O daughter of Jerusalem: behold, thy king cometh unto thee; he is just, and having salvation; lowly, and riding upon an ass, even upon a colt the foal of an ass.",
"sna": "Fara kwazvo, iwe Mwanasikana weZioni! Danidzira, Mwanasikana weJerusarema! Tarira, mambo wako anouya kwauri, iye akarurama uye ano ruponeso, anozvininipisa akatasva mbongoro, iyo mhuru, mwana wembongoro."
}
|
30,979 |
ZEP_1_1
|
{
"en": "The word of Jehovah which came unto Zephaniah the son of Cushi, the son of Gedaliah, the son of Amariah, the son of Hezekiah, in the days of Josiah the son of Amon, king of Judah.",
"sna": "Shoko raJehovha rakasvika kuna Zefania, mwanakomana waKushi, mwanakomana waGedharia, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waHezekia, pamazuva okutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha richiti:"
}
|
30,980 |
ZEP_1_10
|
{
"en": "And in that day, saith Jehovah, there shall be the noise of a cry from the fish gate, and a wailing from the second quarter, and a great crashing from the hills.",
"sna": "“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuchema kuchanzwikwa kubva kuSuo reHove, kuungudza kubva kuRutivi Rutsva rweguta, nokukoromoka kukuru kubva kuzvikomo."
}
|
30,981 |
ZEP_1_11
|
{
"en": "Wail, ye inhabitants of Maktesh; for all the people of Canaan are undone; all they that were laden with silver are cut off.",
"sna": "Ungudzai imi munogara munharaunda yomusika, vashambadzi venyu vose vachaparadzwa, vose vanotengesa nesirivha vachaparadzwa."
}
|
30,982 |
ZEP_1_12
|
{
"en": "And it shall come to pass at that time, that I will search Jerusalem with lamps; and I will punish the men that are settled on their lees, that say in their heart, Jehovah will not do good, neither will he do evil.",
"sna": "Panguva iyoyo ndichanzvera Jerusarema nomwenje; uye ndicharanga vaya vagere zvavo, vakaita sewaini yakasiyiwa mumasese ayo, vanofunga kuti, ‘Jehovha hapana zvaangaita, zvakanaka kana zvakaipa.’"
}
|
30,983 |
ZEP_1_13
|
{
"en": "And their wealth shall become a spoil, and their houses a desolation: yea, they shall build houses, but shall not inhabit them; and they shall plant vineyards, but shall not drink the wine thereof.",
"sna": "Upfumi hwavo huchapambwa, dzimba dzavo dzichaputswa, vachavaka dzimba, asi havangagari madziri; vachasima minda yemizambiringa, asi havanganwi waini yacho."
}
|
30,984 |
ZEP_1_14
|
{
"en": "The great day of Jehovah is near, it is near and hasteth greatly, even the voice of the day of Jehovah; the mighty man crieth there bitterly.",
"sna": "“Zuva guru raJehovha rava pedyo, pedyo, uye riri kuuya nokukurumidza. Teererai! Kuchema pazuva raJehovha kucharwadza, kuchema kwemhere ipapo."
}
|
30,985 |
ZEP_1_15
|
{
"en": "That day is a day of wrath, a day of trouble and distress, a day of wasteness and desolation, a day of darkness and gloominess, a day of clouds and thick darkness,",
"sna": "Zuva iro richava rokutsamwa, zuva rokudzungaira nokumanikidzwa, zuva rokutambudzika nokuparadzwa, zuva rerima nokusuwa, zuva ramakore nezarima."
}
|
30,986 |
ZEP_1_16
|
{
"en": "a day of the trumpet and alarm, against the fortified cities, and against the high battlements.",
"sna": "Zuva rehwamanda nemhere yehondo yokurwisa maguta akakomberedzwa namasvingo, nokurwisa shongwe dzomumakona."
}
|
30,987 |
ZEP_1_17
|
{
"en": "And I will bring distress upon men, that they shall walk like blind men, because they have sinned against Jehovah; and their blood shall be poured out as dust, and their flesh as dung.",
"sna": "Ndichauyisa kudzungaira pavanhu uye vachafamba samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha. Ropa ravo richadururwa seguruva, uye nyama yavo sendove."
}
|
30,988 |
ZEP_1_18
|
{
"en": "Neither their silver nor their gold shall be able to deliver them in the day of Jehovah’s wrath; but the whole land shall be devoured by the fire of his jealousy: for he will make an end, yea, a terrible end, of all them that dwell in the land.",
"sna": "Sirivha yavo kana goridhe ravo hazvingagoni kuvaponesa, pazuva rokutsamwa kwaJehovha. Mumoto wegodo rake nyika yose ichaparadzwa, nokuti achauyisa magumo pakarepo kuna vose vanogara panyika.”"
}
|
30,989 |
ZEP_1_2
|
{
"en": "I will utterly consume all things from off the face of the ground, saith Jehovah.",
"sna": "“Ndichatsvaira zvose kubva pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha."
}
|
30,990 |
ZEP_1_3
|
{
"en": "I will consume man and beast; I will consume the birds of the heavens, and the fishes of the sea, and the stumblingblocks with the wicked; and I will cut off man from off the face of the ground, saith Jehovah.",
"sna": "“Ndichatsvaira zvose vanhu nemhuka; ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa. Vakaipa vachasara nemirwi yamarara chete, kana ndabvisa munhu pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha."
}
|
30,991 |
ZEP_1_4
|
{
"en": "And I will stretch out my hand upon Judah, and upon all the inhabitants of Jerusalem; and I will cut off the remnant of Baal from this place, and the name of the Chemarim with the priests;",
"sna": "Ndichatambanudza ruoko rwangu kuti ndirwise Judha uye ndicharwisa vose vanogara muJerusarema. Ndichaparadza kubva panzvimbo ino vose vakasara vaBhaari, mazita avaprista vechihedheni vanonamata zvifananidzo,"
}
|
30,992 |
ZEP_1_5
|
{
"en": "and them that worship the host of heaven upon the housetops; and them that worship, that swear to Jehovah and swear by Malcam;",
"sna": "vaya vanopfugama pamusoro pedzimba kuti vanamate nyeredzi dzedenga, vaya vanopfugama vachipika naJehovha uye vanopikawo naMoreki,"
}
|
30,993 |
ZEP_1_6
|
{
"en": "and them that are turned back from following Jehovah; and those that have not sought Jehovah, nor inquired after him.",
"sna": "vaya vanotsauka kubva pakutevera Jehovha uye vasingatsvaki Jehovha kana kubvunza kwaari."
}
|
30,994 |
ZEP_1_7
|
{
"en": "Hold thy peace at the presence of the Lord Jehovah; for the day of Jehovah is at hand: for Jehovah hath prepared a sacrifice, he hath consecrated his guests.",
"sna": "Nyararai pamberi paIshe Jehovha, nokuti zuva raJehovha rava pedyo. Jehovha agadzirira chibayiro; akavaita vatsvene, vaya vaakakoka."
}
|
30,995 |
ZEP_1_8
|
{
"en": "And it shall come to pass in the day of Jehovah’s sacrifice, that I will punish the princes, and the king’s sons, and all such as are clothed with foreign apparel.",
"sna": "Pazuva rechibayiro chaJehovha, ndicharova machinda navanakomana vamambo, navaya vose vakapfeka nguo dzavatorwa."
}
|
30,996 |
ZEP_1_9
|
{
"en": "And in that day I will punish all those that leap over the threshold, that fill their master’s house with violence and deceit.",
"sna": "Pazuva iro ndicharanga vose vanonyenyeredza kuti vasatsika paburiro, vanozadza temberi yavamwari vavo nechisimba nounyengeri."
}
|
30,997 |
ZEP_2_1
|
{
"en": "Gather yourselves together, yea, gather together, O nation that hath no shame;",
"sna": "Unganai pamwe chete, unganai pamwe chete, imi rudzi runonyadzisa,"
}
|
30,998 |
ZEP_2_10
|
{
"en": "This shall they have for their pride, because they have reproached and magnified themselves against the people of Jehovah of hosts.",
"sna": "Izvi ndizvo zvavachawana nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakatuka uye vakadadira vanhu vaJehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,999 |
ZEP_2_11
|
{
"en": "Jehovah will be terrible unto them; for he will famish all the gods of the earth; and men shall worship him, every one from his place, even all the isles of the nations.",
"sna": "Jehovha achava anotyisa kwavari paachaparadza vamwari vose venyika. Ndudzi pamahombekombe ose dzichamunamata, rudzi rumwe norumwe munyika yarwo."
}
|
31,000 |
ZEP_2_12
|
{
"en": "Ye Ethiopians also, ye shall be slain by my sword.",
"sna": "“Nemiwo, imi vaEtiopia, muchaparadzwa nomunondo wangu.”"
}
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.