id
int64 1
31k
| verse_id
stringlengths 7
11
| translation
dict |
---|---|---|
30,801 |
ZEC_12_13
|
{
"en": "the family of the house of Levi apart, and their wives apart; the family of the Shimeites apart, and their wives apart;",
"sna": "mhuri yeimba yaRevhi navakadzi vavo, mhuri yaShimei navakadzi vavo,"
}
|
30,802 |
ZEC_12_14
|
{
"en": "all the families that remain, every family apart, and their wives apart.",
"sna": "uye nedzimwe mhuri dzose navakadzi vavo."
}
|
30,803 |
ZEC_12_2
|
{
"en": "Behold, I will make Jerusalem a cup of reeling unto all the peoples round about, and upon Judah also shall it be in the siege against Jerusalem.",
"sna": "“Ndichaita kuti Jerusarema rive mukombe uchadzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza. Judha ichakombwa pamwe chete neJerusarema."
}
|
30,804 |
ZEC_12_3
|
{
"en": "And it shall come to pass in that day, that I will make Jerusalem a burdensome stone for all the peoples; all that burden themselves with it shall be sore wounded; and all the nations of the earth shall be gathered together against it.",
"sna": "Pazuva iro, ndudzi dzose dzenyika padzichaungana kuti dzirirwise, ndichaita kuti Jerusarema rive ibwe risingazungunuswi kundudzi dzose. Vose vachaedza kurizungunusa vachazvikuvadza."
}
|
30,805 |
ZEC_12_4
|
{
"en": "In that day, saith Jehovah, I will smite every horse with terror, and his rider with madness; and I will open mine eyes upon the house of Judah, and will smite every horse of the peoples with blindness.",
"sna": "Pazuva iro ndicharova bhiza rimwe nerimwe nokutya uye mutasvi waro nokupenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndicharamba ndakatarira paimba yaJudha, asi ndichapofumadza mabhiza ose endudzi."
}
|
30,806 |
ZEC_12_5
|
{
"en": "And the chieftains of Judah shall say in their heart, The inhabitants of Jerusalem are my strength in Jehovah of hosts their God.",
"sna": "Ipapo vatungamiri veJudha vachati mumwoyo yavo, ‘Vanhu veJerusarema vakasimba, nokuti Jehovha Wamasimba Ose ndiye Mwari wavo.’"
}
|
30,807 |
ZEC_12_6
|
{
"en": "In that day will I make the chieftains of Judah like a pan of fire among wood, and like a flaming torch among sheaves; and they shall devour all the peoples round about, on the right hand and on the left; and they of Jerusalem shall yet again dwell in their own place, even in Jerusalem.",
"sna": "“Pazuva iro ndichaita kuti vatungamiri veJudha vaite segango pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote. Vachaparadza kurudyi nokuruboshwe ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, asi Jerusarema richaramba riri panzvimbo paro."
}
|
30,808 |
ZEC_12_7
|
{
"en": "Jehovah also shall save the tents of Judah first, that the glory of the house of David and the glory of the inhabitants of Jerusalem be not magnified above Judah.",
"sna": "“Jehovha achaponesa misha yeJudha kutanga, kuitira kuti kukudzwa kweimba yaDhavhidhi uye nokwavagari vomuJerusarema kurege kupfuura kweJudha."
}
|
30,809 |
ZEC_12_8
|
{
"en": "In that day shall Jehovah defend the inhabitants of Jerusalem; and he that is feeble among them at that day shall be as David; and the house of David shall be as God, as the angel of Jehovah before them.",
"sna": "Pazuva iroro Jehovha achadzivirira vaya vagere muJerusarema, zvokuti anoshayiwa simba pakati pavo achava saDhavhidhi, uye imba yaDhavhidhi ichava saMwari, soMutumwa waJehovha anoenda pamberi pavo."
}
|
30,810 |
ZEC_12_9
|
{
"en": "And it shall come to pass in that day, that I will seek to destroy all the nations that come against Jerusalem.",
"sna": "Pazuva iroro ndichaenda kundoparadza ndudzi dzose dzinorwisa Jerusarema."
}
|
30,811 |
ZEC_13_1
|
{
"en": "In that day there shall be a fountain opened to the house of David and to the inhabitants of Jerusalem, for sin and for uncleanness.",
"sna": "“Pazuva iro imba yaDhavhidhi navagari vomuJerusarema, vachadziurirwa chitubu kuti vanatswe kubva pachivi nokusachena."
}
|
30,812 |
ZEC_13_2
|
{
"en": "And it shall come to pass in that day, saith Jehovah of hosts, that I will cut off the names of the idols out of the land, and they shall no more be remembered; and also I will cause the prophets and the unclean spirit to pass out of the land.",
"sna": "“Pazuva iro, ndichabvisa mazita ezvifananidzo panyika, uye haangazorangarirwizve,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose! “Ndichabvisa zvose vaprofita nemweya wokusachena panyika."
}
|
30,813 |
ZEC_13_3
|
{
"en": "And it shall come to pass that, when any shall yet prophesy, then his father and his mother that begat him shall say unto him, Thou shalt not live; for thou speakest lies in the name of Jehovah; and his father and his mother that begat him shall thrust him through when he prophesieth.",
"sna": "Uye kana pana ani zvake acharamba achiprofita, baba vake namai vake vakamubereka, vachati kwaari, ‘Unofanira kufa, nokuti wakareva nhema muzita raJehovha.’ Paachaprofita, vabereki vake vachamubaya."
}
|
30,814 |
ZEC_13_4
|
{
"en": "And it shall come to pass in that day, that the prophets shall be ashamed every one of his vision, when he prophesieth; neither shall they wear a hairy mantle to deceive:",
"sna": "“Pazuva iro muprofita mumwe nomumwe achanyara nokuda kwechiratidzo chechiprofita chake. Haangazopfeki nguo yemvere yomuprofita kuti anyengere."
}
|
30,815 |
ZEC_13_5
|
{
"en": "but he shall say, I am no prophet, I am a tiller of the ground; for I have been made a bondman from my youth.",
"sna": "Achati, ‘Handisi muprofita. Ndiri murimi; ivhu ndiwo upenyu hwangu kubva pauduku hwangu.’"
}
|
30,816 |
ZEC_13_6
|
{
"en": "And one shall say unto him, What are these wounds between thine arms? Then he shall answer, Those with which I was wounded in the house of my friends.",
"sna": "Kana mumwe munhu akamubvunza achiti, ‘Maronda aya ari pamuviri wako ndeeiko?’ achapindura achiti, ‘Maronda andakakuvadzwa paimba yeshamwari dzangu.’"
}
|
30,817 |
ZEC_13_7
|
{
"en": "Awake, O sword, against my shepherd, and against the man that is my fellow, saith Jehovah of hosts: smite the shepherd, and the sheep shall be scattered; and I will turn my hand upon the little ones.",
"sna": "“Muka, iwe munondo, urwise mufudzi, urwise munhu ari pedyo neni!” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Rova mufudzi, makwai agopararira, uye ndichasimudza ruoko rwangu kuti rurwise madiki acho."
}
|
30,818 |
ZEC_13_8
|
{
"en": "And it shall come to pass, that in all the land, saith Jehovah, two parts therein shall be cut off and die; but the third shall be left therein.",
"sna": "Munyika yose,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “zvikamu zviviri muzvitatu zvichaurayiwa zvigoparara; asi chikamu chimwe chete muzvitatu ndicho chichasaramo."
}
|
30,819 |
ZEC_13_9
|
{
"en": "And I will bring the third part into the fire, and will refine them as silver is refined, and will try them as gold is tried. They shall call on my name, and I will hear them: I will say, It is my people; and they shall say, Jehovah is my God.",
"sna": "Chikamu chimwe chete ichochi muzvitatu ndichachiisa mumoto; ndichavanatsa sesirivha uye ndichavaedza segoridhe. Vachadana kuzita rangu uye ndichavapindura; ndichati, ‘Ndivo vanhu vangu.’ Uye ivo vachati, ‘Jehovha ndiye Mwari wedu.’ ”"
}
|
30,820 |
ZEC_14_1
|
{
"en": "Behold, a day of Jehovah cometh, when thy spoil shall be divided in the midst of thee.",
"sna": "Zuva raJehovha richauya zvawakapamba pazvichagoverwa pakati penyu."
}
|
30,821 |
ZEC_14_10
|
{
"en": "All the land shall be made like the Arabah, from Geba to Rimmon south of Jerusalem; and she shall be lifted up, and shall dwell in her place, from Benjamin’s gate unto the place of the first gate, unto the corner gate, and from the tower of Hananel unto the king’s winepresses.",
"sna": "Nyika yose kubva kuGebha kusvikira kuRimoni, nechezasi kweJerusarema, ichava seArabha. Asi Jerusarema richasimudzirwa rigogara panzvimbo paro, kubva kuSuo raBhenjamini kusvikira kuSuo Rokutanga, kusvikirawo kuSuo Repakona, uye kubva kuShongwe yaHananeri kusvikira kuzvisviniro zvewaini zvamambo."
}
|
30,822 |
ZEC_14_11
|
{
"en": "And men shall dwell therein, and there shall be no more curse; but Jerusalem shall dwell safely.",
"sna": "Ichagarwa; haichazoparadzwizve. Jerusarema richachengetedzeka."
}
|
30,823 |
ZEC_14_12
|
{
"en": "And this shall be the plague wherewith Jehovah will smite all the peoples that have warred against Jerusalem: their flesh shall consume away while they stand upon their feet, and their eyes shall consume away in their sockets, and their tongue shall consume away in their mouth.",
"sna": "Iri ndiro denda Jehovha raacharova naro ndudzi dzose dzakarwisa Jerusarema: Nyama yavo ichaora vachakamira namakumbo avo, maziso avo achaorera mumakomba awo, uye rurimi rwomumwe nomumwe wavo ruchaorera mumukanwa make."
}
|
30,824 |
ZEC_14_13
|
{
"en": "And it shall come to pass in that day, that a great tumult from Jehovah shall be among them; and they shall lay hold every one on the hand of his neighbor, and his hand shall rise up against the hand of his neighbor.",
"sna": "Pazuva iroro varume vacharohwa naJehovha nokutya kukuru. Murume mumwe nomumwe achabata ruoko rwomumwe wake, vagorwisana."
}
|
30,825 |
ZEC_14_14
|
{
"en": "And Judah also shall fight at Jerusalem; and the wealth of all the nations round about shall be gathered together, gold, and silver, and apparel, in great abundance.",
"sna": "Judhawo icharwa paJerusarema. Upfumi hwendudzi dzose dzakakomberedza Jerusarema huchatorwa, goridhe rakawanda, sirivha yakawanda nenguo zhinji."
}
|
30,826 |
ZEC_14_15
|
{
"en": "And so shall be the plague of the horse, of the mule, of the camel, and of the ass, and of all the beasts that shall be in those camps, as that plague.",
"sna": "Denda rakafanana nairori richarova mabhiza namanyurusi, ngamera nembongoro, uye nezvipfuwo zvose zviri mumisasa iyoyo."
}
|
30,827 |
ZEC_14_16
|
{
"en": "And it shall come to pass, that every one that is left of all the nations that came against Jerusalem shall go up from year to year to worship the King, Jehovah of hosts, and to keep the feast of tabernacles.",
"sna": "Ipapo vachararama kubva kundudzi dzose dzakarwisa Jerusarema vachaenda gore negore kundonamata Mambo, Jehovha Wamasimba Ose, uye nokundopemberera Mutambo waMatumba."
}
|
30,828 |
ZEC_14_17
|
{
"en": "And it shall be, that whoso of all the families of the earth goeth not up unto Jerusalem to worship the King, Jehovah of hosts, upon them there shall be no rain.",
"sna": "Kana marudzi ose avanhu vapanyika akasaenda kuJerusarema kundonamata Mambo, Jehovha Wamasimba Ose, mvura hainganayi munyika dzavo."
}
|
30,829 |
ZEC_14_18
|
{
"en": "And if the family of Egypt go not up, and come not, neither shall it be upon them; there shall be the plague wherewith Jehovah will smite the nations that go not up to keep the feast of tabernacles.",
"sna": "Kana vaIjipita vakasaenda uye vakasandonamatawo, mvura hainganayi munyika yavo. Jehovha achauyisa denda pamusoro pavo, denda raanorova naro ndudzi dzisingaendi kundopemberera Mutambo waMatumba."
}
|
30,830 |
ZEC_14_19
|
{
"en": "This shall be the punishment of Egypt, and the punishment of all the nations that go not up to keep the feast of tabernacles.",
"sna": "Ichi ndicho chichava chirango cheIjipiti uye nechirango chendudzi dzose dzisingaendi kundopemberera Mutambo waMatumba."
}
|
30,831 |
ZEC_14_2
|
{
"en": "For I will gather all nations against Jerusalem to battle; and the city shall be taken, and the houses rifled, and the women ravished; and half of the city shall go forth into captivity, and the residue of the people shall not be cut off from the city.",
"sna": "Ndichaunganidza ndudzi dzose kuJerusarema kuti dzirwise; guta richatorwa, dzimba dzigopambwa, uye vakadzi vachachinyiwa. Hafu yeguta ichatapwa, asi vamwe vanhu vose havazobviswi muguta."
}
|
30,832 |
ZEC_14_20
|
{
"en": "In that day shall there be upon the bells of the horses, HOLY UNTO JEHOVAH; and the pots in Jehovah’s house shall be like the bowls before the altar.",
"sna": "Pazuva iroro pamabhero amabhiza pachanyorwa kuti, utsvene kuna jehovha , uye hari dzokubikira dziri mumba maJehovha dzichafanana nembiya tsvene dziri pamberi pearitari."
}
|
30,833 |
ZEC_14_21
|
{
"en": "Yea, every pot in Jerusalem and in Judah shall be holy unto Jehovah of hosts; and all they that sacrifice shall come and take of them, and boil therein: and in that day there shall be no more a Canaanite in the house of Jehovah of hosts.",
"sna": "Hari imwe neimwe iri muJerusarema nomuJudha ichava tsvene kuna Jehovha Wamasimba Ose, uye vose vachauya kuzobayira vachatora dzimwe hari vagodzibikira. Uye pazuva iro hakuchazovazve nomuKenani muimba yaJehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,834 |
ZEC_14_3
|
{
"en": "Then shall Jehovah go forth, and fight against those nations, as when he fought in the day of battle.",
"sna": "Ipapo Jehovha achabuda kuti andorwisa ndudzi idzodzo, sokurwa kwaanoita pazuva rehondo."
}
|
30,835 |
ZEC_14_4
|
{
"en": "And his feet shall stand in that day upon the mount of Olives, which is before Jerusalem on the east; and the mount of Olives shall be cleft in the midst thereof toward the east and toward the west, and there shall be a very great valley; and half of the mountain shall remove toward the north, and half of it toward the south.",
"sna": "Pazuva iroro tsoka dzake dzichamira paGomo reMiorivhi, kumabvazuva kweJerusarema, uye Gomo reMiorivhi richapamuka napakati kubva kumabvazuva kusvikira kumadokero, pagoita mupata mukuru kwazvo, imwe hafu yegomo ichatsedukira kurutivi rwokumusoro uye imwe hafu ichatsedukira zasi."
}
|
30,836 |
ZEC_14_5
|
{
"en": "And ye shall flee by the valley of my mountains; for the valley of the mountains shall reach unto Azel; yea, ye shall flee, like as ye fled from before the earthquake in the days of Uzziah king of Judah; and Jehovah my God shall come, and all the holy ones with thee.",
"sna": "Muchatiza nomumupata wegomo rangu, nokuti uchasvika kuAzeri. Muchatiza sokutiza kwamakaita pakudengenyeka kwenyika pamazuva aUzia mambo weJudha. Ipapo Jehovha Mwari wangu achauya, uye navatsvene vose pamwe chete naye."
}
|
30,837 |
ZEC_14_6
|
{
"en": "And it shall come to pass in that day, that there shall not be light; the bright ones shall withdraw themselves:",
"sna": "Pazuva iroro hakuzovi nechiedza, kutonhora kana chando."
}
|
30,838 |
ZEC_14_7
|
{
"en": "but it shall be one day which is known unto Jehovah; not day, and not night; but it shall come to pass, that at evening time there shall be light.",
"sna": "Richava zuva rakasiyana namamwe, risina nguva dzousiku kana nguva dzamasikati, zuva rinozivikanwa naJehovha. Kana madekwana asvika, chiedza chichavapo."
}
|
30,839 |
ZEC_14_8
|
{
"en": "And it shall come to pass in that day, that living waters shall go out from Jerusalem; half of them toward the eastern sea, and half of them toward the western sea: in summer and in winter shall it be.",
"sna": "Pazuva iroro mvura mhenyu ichayerera ichibuda muJerusarema, hafu kugungwa rokumabvazuva uye imwe hafu kugungwa rokumadokero, muzhizha nomuchando."
}
|
30,840 |
ZEC_14_9
|
{
"en": "And Jehovah shall be King over all the earth: in that day shall Jehovah be one, and his name one.",
"sna": "Jehovha achava mambo panyika yose. Pazuva iroro pachava naJehovha mumwe chete, uye zita rake rigova zita rimwe chete roga."
}
|
30,841 |
ZEC_1_1
|
{
"en": "In the eighth month, in the second year of Darius, came the word of Jehovah unto Zechariah the son of Berechiah, the son of Iddo, the prophet, saying,",
"sna": "“Mumwedzi worusere wegore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia, mwanakomana waIdho richiti:"
}
|
30,842 |
ZEC_1_10
|
{
"en": "And the man that stood among the myrtle-trees answered and said, These are they whom Jehovah hath sent to walk to and fro through the earth.",
"sna": "Ipapo murume akanga amire pakati pemiti yemitire akatsanangura achiti, “Ava ndivo vakatumwa naJehovha kuti vaende munyika yose.”"
}
|
30,843 |
ZEC_1_11
|
{
"en": "And they answered the angel of Jehovah that stood among the myrtle-trees, and said, We have walked to and fro through the earth, and, behold, all the earth sitteth still, and is at rest.",
"sna": "Uye vakapindura mutumwa waJehovha akanga akamira pakati pemiti yemitire vachiti, “Taenda munyika yose tikaona nyika yose yakazorora uye ino runyararo.”"
}
|
30,844 |
ZEC_1_12
|
{
"en": "Then the angel of Jehovah answered and said, O Jehovah of hosts, how long wilt thou not have mercy on Jerusalem and on the cities of Judah, against which thou hast had indignation these threescore and ten years?",
"sna": "Ipapo mutumwa waJehovha akati, “Jehovha Wamasimba Ose muchasvika rinhiko musinganzwiri Jerusarema namaguta eJudha tsitsi amakatsamwira kwamakore makumi manomwe aya?”"
}
|
30,845 |
ZEC_1_13
|
{
"en": "And Jehovah answered the angel that talked with me with good words, even comfortable words.",
"sna": "Saka Jehovha akataura mashoko akanaka anonyaradza kumutumwa akataura neni."
}
|
30,846 |
ZEC_1_14
|
{
"en": "So the angel that talked with me said unto me, Cry thou, saying, Thus saith Jehovah of hosts: I am jealous for Jerusalem and for Zion with a great jealousy.",
"sna": "Ipapo mutumwa aitaura neni akati, “Danidzira shoko iri rokuti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Ndine godo kwazvo pamusoro peJerusarema neZioni,"
}
|
30,847 |
ZEC_1_15
|
{
"en": "And I am very sore displeased with the nations that are at ease; for I was but a little displeased, and they helped forward the affliction.",
"sna": "asi ndakatsamwira zvikuru ndudzi dzinoti dzakagarika. Ndakanga ndakatsamwa zvishoma, asi ivo vakawedzera padambudziko iri.’"
}
|
30,848 |
ZEC_1_16
|
{
"en": "Therefore thus saith Jehovah: I am returned to Jerusalem with mercies; my house shall be built in it, saith Jehovah of hosts, and a line shall be stretched forth over Jerusalem.",
"sna": "“Naizvozvo, zvanzi naJehovha: ‘Ndichadzokera kuJerusarema ndine tsitsi, uye ipapo imba yangu ichavakwazve. Uye rwodzi rwokuyera ruchatambanudzwa pamusoro peJerusarema,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,849 |
ZEC_1_17
|
{
"en": "Cry yet again, saying, Thus saith Jehovah of hosts: My cities shall yet overflow with prosperity; and Jehovah shall yet comfort Zion, and shall yet choose Jerusalem.",
"sna": "“Danidzirazve uti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Maguta angu achafashukirazve noupfumi, uye Jehovha achanyaradzazve Zioni uye agosarudza Jerusarema.’ ”"
}
|
30,850 |
ZEC_1_18
|
{
"en": "And I lifted up mine eyes, and saw, and, behold, four horns.",
"sna": "Ipapo ndakasimudza meso angu, zvino hapo pamberi pangu paiva nenyanga ina!"
}
|
30,851 |
ZEC_1_19
|
{
"en": "And I said unto the angel that talked with me, What are these? And he answered me, These are the horns which have scattered Judah, Israel, and Jerusalem.",
"sna": "Ndakabvunza mutumwa aitaura neni ndikati, “Zviiko izvi?” Akandipindura achiti, “Idzi inyanga dzakaparadzira Judha, Israeri neJerusarema.”"
}
|
30,852 |
ZEC_1_2
|
{
"en": "Jehovah was sore displeased with your fathers.",
"sna": "“Jehovha akatsamwira madzibaba enyu zvikuru."
}
|
30,853 |
ZEC_1_20
|
{
"en": "And Jehovah showed me four smiths.",
"sna": "Ipapo Jehovha akandiratidza mhizha ina."
}
|
30,854 |
ZEC_1_21
|
{
"en": "Then said I, What come these to do? And he spake, saying, These are the horns which scattered Judah, so that no man did lift up his head; but these are come to terrify them, to cast down the horns of the nations, which lifted up their horn against the land of Judah to scatter it.",
"sna": "Ndakabvunza ndikati, “Ko, ava vari kuuya kuzoitei?” Akapindura akati, “Idzi ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha kuti pashayikwe kana mumwe angasimudza musoro wake, asi mhizha dzauya kuzodzityisa uye kuti dzigokanda pasi nyanga idzi dzendudzi dzakasimudza nyanga dzadzo kuti dzirwise nyika yeJudha kuti dziparadzire vanhu vayo.”"
}
|
30,855 |
ZEC_1_3
|
{
"en": "Therefore say thou unto them, Thus saith Jehovah of hosts: Return unto me, saith Jehovah of hosts, and I will return unto you, saith Jehovah of hosts.",
"sna": "Naizvozvo udza vanhu kuti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Dzokerai kwandiri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, ‘neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,856 |
ZEC_1_4
|
{
"en": "Be ye not as your fathers, unto whom the former prophets cried, saying, Thus saith Jehovah of hosts, Return ye now from your evil ways, and from your evil doings: but they did not hear, nor hearken unto me, saith Jehovah.",
"sna": "Musaita samadzibaba enyu, avo vakaudzwa navaprofita vokutanga kuti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Dzokai kubva panzira dzenyu dzakaipa nepazvakaipa zvamunoita.’ Asi havana kunzwa kana kuteerera kwandiri, ndizvo zvinotaura Jehovha."
}
|
30,857 |
ZEC_1_5
|
{
"en": "Your fathers, where are they? and the prophets, do they live for ever?",
"sna": "Aripiko madzibaba enyu zvino? Uye vaprofita vacho, vanorarama zvandakarayira nokusingaperi here?"
}
|
30,858 |
ZEC_1_6
|
{
"en": "But my words and my statutes, which I commanded my servants the prophets, did they not overtake your fathers? and they turned and said, Like as Jehovah of hosts thought to do unto us, according to our ways, and according to our doings, so hath he dealt with us.",
"sna": "Asi mashoko angu nemitemo yangu, zvandakarayira varanda vangu ivo vaprofita, hazvina kurarama kupfuura madzibaba enyu here? “Ipapo vakatendeuka ndokuti, ‘Jehovha Wamasimba Ose akatiitira zvakafanira mabasa edu nenzira dzedu, sezvaakafunga kuita.’ ”"
}
|
30,859 |
ZEC_1_7
|
{
"en": "Upon the four and twentieth day of the eleventh month, which is the month Shebat, in the second year of Darius, came the word of Jehovah unto Zechariah the son of Berechiah, the son of Iddo, the prophet, saying,",
"sna": "Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wegumi nomumwe, mwedzi weShebhati, mugore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia mwanakomana waIdho."
}
|
30,860 |
ZEC_1_8
|
{
"en": "I saw in the night, and, behold, a man riding upon a red horse, and he stood among the myrtle-trees that were in the bottom; and behind him there were horses, red, sorrel, and white.",
"sna": "Panguva dzousiku ndakaona chiratidzo, hapo pamberi pangu paiva nomurume akanga akatasva bhiza dzvuku! Akanga akamira pakati pemiti yaiva mumupata. Shure kwake kwaiva namabhiza matsvuku, mashava uye namachena."
}
|
30,861 |
ZEC_1_9
|
{
"en": "Then said I, O my lord, what are these? And the angel that talked with me said unto me, I will show thee what these are.",
"sna": "Ipapo ndakati, “Izvi zviiko, ishe wangu?” Mutumwa akanga achitaura neni akapindura akati, “Ndichakuratidza kuti zvii.”"
}
|
30,862 |
ZEC_2_1
|
{
"en": "And I lifted up mine eyes, and saw, and, behold, a man with a measuring line in his hand.",
"sna": "Ipapo ndakasimudza meso angu, zvino hapo pamberi pangu paiva nomurume aiva nerwodzi rwokuyeresa muruoko rwake!"
}
|
30,863 |
ZEC_2_10
|
{
"en": "Sing and rejoice, O daughter of Zion; for, lo, I come, and I will dwell in the midst of thee, saith Jehovah.",
"sna": "“Pembera uye ufare, iwe Mwanasikana weZioni. Nokuti ndiri kuuya, uye ndichagara pakati penyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha."
}
|
30,864 |
ZEC_2_11
|
{
"en": "And many nations shall join themselves to Jehovah in that day, and shall be my people; and I will dwell in the midst of thee, and thou shalt know that Jehovah of hosts hath sent me unto thee.",
"sna": "“Ndudzi zhinji dzichabatana naJehovha pazuva iro uye vachava vanhu vangu. Ndichagara pakati penyu uye muchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose akandituma kwamuri."
}
|
30,865 |
ZEC_2_12
|
{
"en": "And Jehovah shall inherit Judah as his portion in the holy land, and shall yet choose Jerusalem.",
"sna": "Judha ichava nhaka yaJehovha somugove wake munyika tsvene uye achasarudzazve Jerusarema."
}
|
30,866 |
ZEC_2_13
|
{
"en": "Be silent, all flesh, before Jehovah; for he is waked up out of his holy habitation.",
"sna": "Nyararai pamberi paJehovha, vanhu vose, nokuti asimuka kubva panzvimbo yake tsvene yaanogara.”"
}
|
30,867 |
ZEC_2_2
|
{
"en": "Then said I, Whither goest thou? And he said unto me, To measure Jerusalem, to see what is the breadth thereof, and what is the length thereof.",
"sna": "Ndakabvunza ndikati, “Uri kuendepiko?” Akandipindura achiti, “Kunoyera Jerusarema, kuti ndione kufara kwaro nokureba kwaro.”"
}
|
30,868 |
ZEC_2_3
|
{
"en": "And, behold, the angel that talked with me went forth, and another angel went out to meet him,",
"sna": "Ipapo mutumwa aitaura neni akaenda, uye mumwe mutumwa akauya kuzosangana naye"
}
|
30,869 |
ZEC_2_4
|
{
"en": "and said unto him, Run, speak to this young man, saying, Jerusalem shall be inhabited as villages without walls, by reason of the multitude of men and cattle therein.",
"sna": "uye akati kwaari: “Mhanya undoudza jaya iro kuti, ‘Jerusarema richava guta risina masvingo nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zviri mariri."
}
|
30,870 |
ZEC_2_5
|
{
"en": "For I, saith Jehovah, will be unto her a wall of fire round about, and I will be the glory in the midst of her.",
"sna": "Uye ini pachangu ndichava rusvingo rwomoto rwakarikomberedza,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’"
}
|
30,871 |
ZEC_2_6
|
{
"en": "Ho, ho, flee from the land of the north, saith Jehovah; for I have spread you abroad as the four winds of the heavens, saith Jehovah.",
"sna": "“Uyai! Uyai! Tizai kubva kunyika yokumusoro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “nokuti ndakakuparadzirai kumhepo ina dzedenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha."
}
|
30,872 |
ZEC_2_7
|
{
"en": "Ho Zion, escape, thou that dwellest with the daughter of Babylon.",
"sna": "“Uya, iwe Zioni! Tiza, iwe unogara muMwanasikana weBhabhironi!”"
}
|
30,873 |
ZEC_2_8
|
{
"en": "For thus saith Jehovah of hosts: After glory hath he sent me unto the nations which plundered you; for he that toucheth you toucheth the apple of his eye.",
"sna": "Nokuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Mushure mokunge andikudza uye andituma kundorwisa ndudzi dzakakupambai, nokuti ani naani anokubatai anobata mboni yeziso rake,"
}
|
30,874 |
ZEC_2_9
|
{
"en": "For, behold, I will shake my hand over them, and they shall be a spoil to those that served them; and ye shall know that Jehovah of hosts hath sent me.",
"sna": "zvirokwazvo ndichasimudza ruoko rwangu kuti ndivarwise kuitira kuti nhapwa dzavo dzigovapamba. Ipapo muchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose akandituma."
}
|
30,875 |
ZEC_3_1
|
{
"en": "And he showed me Joshua the high priest standing before the angel of Jehovah, and Satan standing at his right hand to be his adversary.",
"sna": "Ipapo akandiratidza Joshua muprista mukuru amire pamberi pomutumwa waJehovha, uye Satani amire kurudyi rwake kuti amupomere."
}
|
30,876 |
ZEC_3_10
|
{
"en": "In that day, saith Jehovah of hosts, shall ye invite every man his neighbor under the vine and under the fig-tree.",
"sna": "“ ‘Pazuva iro mumwe nomumwe wenyu achakoka muvakidzani wake kuzogara pasi pomuzambiringa napasi pomuonde wake,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.”"
}
|
30,877 |
ZEC_3_2
|
{
"en": "And Jehovah said unto Satan, Jehovah rebuke thee, O Satan; yea, Jehovah that hath chosen Jerusalem rebuke thee: is not this a brand plucked out of the fire?",
"sna": "Jehovha akati kuna Satani, “Jehovha ngaakutuke iwe, Satani! Jehovha, iye akasarudza Jerusarema, ngaakutuke! Ko, murume uyu haazi rukuni runobvira rwabvutwa mumoto here?”"
}
|
30,878 |
ZEC_3_3
|
{
"en": "Now Joshua was clothed with filthy garments, and was standing before the angel.",
"sna": "Zvino Joshua akanga akapfeka nguo dzine tsvina amire pamberi pomutumwa."
}
|
30,879 |
ZEC_3_4
|
{
"en": "And he answered and spake unto those that stood before him, saying, Take the filthy garments from off him. And unto him he said, Behold, I have caused thine iniquity to pass from thee, and I will clothe thee with rich apparel.",
"sna": "Mutumwa akati kuna avo vakanga vamire pamberi pake, “Mubvisei nguo dzake dzine tsvina.” Ipapo akati kuna Joshua, “Tarira ndabvisa chivi chako, uye ndichakupfekedza nguo dzinokosha.”"
}
|
30,880 |
ZEC_3_5
|
{
"en": "And I said, Let them set a clean mitre upon his head. So they set a clean mitre upon his head, and clothed him with garments; and the angel of Jehovah was standing by.",
"sna": "Ipapo ndakati, “Isai nguwani yakachena pamusoro wake.” Nokudaro vakamupfekedza nguwani yakachena pamusoro wake uye vakamupfekedza nguo, mutumwa waJehovha amirepo."
}
|
30,881 |
ZEC_3_6
|
{
"en": "And the angel of Jehovah protested unto Joshua, saying,",
"sna": "Mutumwa waJehovha akarayira Joshua achiti,"
}
|
30,882 |
ZEC_3_7
|
{
"en": "Thus saith Jehovah of hosts: If thou wilt walk in my ways, and if thou wilt keep my charge, then thou also shalt judge my house, and shalt also keep my courts, and I will give thee a place of access among these that stand by.",
"sna": "“Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Kana ukafamba nenzira dzangu uye ukachengeta mirayiro yangu, ipapo uchatonga imba yangu uye uchachengetawo mavazhe angu, uye ndichakupa nzvimbo pakati paava vakamira pano."
}
|
30,883 |
ZEC_3_8
|
{
"en": "Hear now, O Joshua the high priest, thou and thy fellows that sit before thee; for they are men that are a sign: for, behold, I will bring forth my servant the Branch.",
"sna": "“ ‘Teerera, iwe Joshua muprista mukuru navanobata pamwe chete newe vagere pamberi pako, varume ava vanova chiratidzo chezvinouya: Ndichauyisa muranda wangu, Davi."
}
|
30,884 |
ZEC_3_9
|
{
"en": "For, behold, the stone that I have set before Joshua; upon one stone are seven eyes: behold, I will engrave the graving thereof, saith Jehovah of hosts, and I will remove the iniquity of that land in one day.",
"sna": "Tarirai ibwe randaisa pamberi paJoshua! Pane maziso manomwe pabwe rimwe chete iroro, uye ndichatema chinyorwa pariri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, ‘uye ndichabvisa chivi chenyika ino nezuva rimwe chete."
}
|
30,885 |
ZEC_4_1
|
{
"en": "And the angel that talked with me came again, and waked me, as a man that is wakened out of his sleep.",
"sna": "Ipapo mutumwa akataura neni akauyazve kwandiri akandimutsa, somunhu anomutswa pahope dzake."
}
|
30,886 |
ZEC_4_10
|
{
"en": "For who hath despised the day of small things? for these seven shall rejoice, and shall see the plummet in the hand of Zerubbabel; these are the eyes of Jehovah, which run to and fro through the whole earth.",
"sna": "“Ndiani anoshora zuva rezvinhu zviduku? Vanhu vachafara pavachaona rwodzi rwokuyera muruoko rwaZerubhabheri. “(Zvinomwe izvi ndizvo maziso aJehovha, anoona nyika yose.)”"
}
|
30,887 |
ZEC_4_11
|
{
"en": "Then answered I, and said unto him, What are these two olive-trees upon the right side of the candlestick and upon the left side thereof?",
"sna": "Ipapo ndakabvunza mutumwa ndichiti, “Ko, miti yemiorivhi miviri iyi iri kurudyi nokuruboshwe kwechigadziko chomwenje ndeyei?”"
}
|
30,888 |
ZEC_4_12
|
{
"en": "And I answered the second time, and said unto him, What are these two olive-branches, which are beside the two golden spouts, that empty the golden oil out of themselves?",
"sna": "Uyezve ndakamubvunza kuti, “Ko, matavi aya maviri omuorivhi parutivi pembombi mbiri dzegoridhe dzinodurura mafuta egoridhe ndeei?”"
}
|
30,889 |
ZEC_4_13
|
{
"en": "And he answered me and said, Knowest thou not what these are? And I said, No, my lord.",
"sna": "Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.”"
}
|
30,890 |
ZEC_4_14
|
{
"en": "Then said he, These are the two anointed ones, that stand by the Lord of the whole earth.",
"sna": "Saka akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa kuti vashumire Ishe wenyika yose.”"
}
|
30,891 |
ZEC_4_2
|
{
"en": "And he said unto me, What seest thou? And I said, I have seen, and, behold, a candlestick all of gold, with its bowl upon the top of it, and its seven lamps thereon; there are seven pipes to each of the lamps, which are upon the top thereof;",
"sna": "Akandibvunza achiti, “Unooneiko?” Ndakapindura ndikati, “Ndinoona chigadziko chomwenje chegoridhe rizere, chine mbiya pamusoro pacho nemwenje minomwe pamusoro pacho, mwenje mumwe nomumwe une mbombi nomwe."
}
|
30,892 |
ZEC_4_3
|
{
"en": "and two olive-trees by it, one upon the right side of the bowl, and the other upon the left side thereof.",
"sna": "Uyezve pane miti miviri yemiorivhi parutivi pacho, mumwe kurutivi rworudyi rwembiya nomumwe kurutivi rworuboshwe kwayo.”"
}
|
30,893 |
ZEC_4_4
|
{
"en": "And I answered and spake to the angel that talked with me, saying, What are these, my lord?",
"sna": "Ndakabvunza mutumwa aitaura ndichiti, “Izvi zviiko, ishe wangu?”"
}
|
30,894 |
ZEC_4_5
|
{
"en": "Then the angel that talked with me answered and said unto me, Knowest thou not what these are? And I said, No, my lord.",
"sna": "Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndakapindura ndichiti, “Kwete, ishe wangu.”"
}
|
30,895 |
ZEC_4_6
|
{
"en": "Then he answered and spake unto me, saying, This is the word of Jehovah unto Zerubbabel, saying, Not by might, nor by power, but by my Spirit, saith Jehovah of hosts.",
"sna": "Saka akati kwandiri, “Iri ndiro shoko raJehovha kuna Zerubhabheri: ‘Hazviitwi nehondo kana nesimba, asi nomweya wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose."
}
|
30,896 |
ZEC_4_7
|
{
"en": "Who art thou, O great mountain? before Zerubbabel thou shalt become a plain; and he shall bring forth the top stone with shoutings of Grace, grace, unto it.",
"sna": "“Uri chiiko, iwe gomo guru? Pamberi paZerubhabheri uchaitwa bani. Ipapo iye achabudisa ibwe rokumusoro vanhu vachidanidzira vachiti, ‘Mwari ngaariropafadze! Mwari ngaariropafadze!’ ”"
}
|
30,897 |
ZEC_4_8
|
{
"en": "Moreover the word of Jehovah came unto me, saying,",
"sna": "Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,"
}
|
30,898 |
ZEC_4_9
|
{
"en": "The hands of Zerubbabel have laid the foundation of this house; his hands shall also finish it; and thou shalt know that Jehovah of hosts hath sent me unto you.",
"sna": "“Maoko aZerubhabheri akateya nheyo dzetemberi ino; maoko ake achaipedzisazve. Ipapo uchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose akandituma kwauri."
}
|
30,899 |
ZEC_5_1
|
{
"en": "Then again I lifted up mine eyes, and saw, and, behold, a flying roll.",
"sna": "Ndakatarisazve ndikaona, hapo pamberi pangu paiva norugwaro rwakapetwa rwaibhururuka!"
}
|
30,900 |
ZEC_5_10
|
{
"en": "Then said I to the angel that talked with me, Whither do these bear the ephah?",
"sna": "Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Vari kuriendesa kupiko, dengu?”"
}
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.