id
int64 1
31k
| verse_id
stringlengths 7
11
| translation
dict |
---|---|---|
801 |
1CH_6_67
|
{
"en": "And they gave unto them the cities of refuge, Shechem in the hill-country of Ephraim with its suburbs; Gezer also with its suburbs,",
"sna": "Munyika yamakomo yaEfuremu vakapiwa Shekemu (guta routiziro) neGezeri,"
}
|
802 |
1CH_6_68
|
{
"en": "and Jokmeam with its suburbs, and Beth-horon with its suburbs,",
"sna": "neJokimeami, neBheti Horoni,"
}
|
803 |
1CH_6_69
|
{
"en": "and Aijalon with its suburbs, and Gath-rimmon with its suburbs;",
"sna": "Aijaroni, neGati Rimoni pamwe chete namafuro awo."
}
|
804 |
1CH_6_7
|
{
"en": "Meraioth begat Amariah, and Amariah begat Ahitub,",
"sna": "Merayoti baba vaAmaria, Amaria baba vaAhitubhi,"
}
|
805 |
1CH_6_70
|
{
"en": "and out of the half-tribe of Manasseh, Aner with its suburbs, and Bileam with its suburbs, for the rest of the family of the sons of Kohath.",
"sna": "Uye kubva kuhafu yorudzi rwaManase vaIsraeri vakapawo Aneri neBhireamu pamwe chete namafuro awo kuvaKohati vakanga vasara."
}
|
806 |
1CH_6_71
|
{
"en": "Unto the sons of Gershom were given , out of the family of the half-tribe of Manasseh, Golan in Bashan with its suburbs, and Ashtaroth with its suburbs;",
"sna": "VaGerishoni vakagamuchirawo zvinotevera: Kubva kuimba yehafu yorudzi rwaManase vakagamuchira Gorani muBhashani neAshitarotiwo pamwe chete namafuro awo;"
}
|
807 |
1CH_6_72
|
{
"en": "and out of the tribe of Issachar, Kedesh with its suburbs, Daberath with its suburbs,",
"sna": "kubva kurudzi rwaIsakari vakagamuchira Kedheshi neDhabherati,"
}
|
808 |
1CH_6_73
|
{
"en": "and Ramoth with its suburbs, and Anem with its suburbs;",
"sna": "Ramoti, neAnemi, pamwe chete namafuro awo;"
}
|
809 |
1CH_6_74
|
{
"en": "and out of the tribe of Asher, Mashal with its suburbs, and Abdon with its suburbs,",
"sna": "kubva kurudzi rwaAsheri vakagamuchira Mashari, neAbhidhoni,"
}
|
810 |
1CH_6_75
|
{
"en": "and Hukok with its suburbs, and Rehob with its suburbs;",
"sna": "Hukoki neRehobhi pamwe chete namafuro awo;"
}
|
811 |
1CH_6_76
|
{
"en": "and out of the tribe of Naphtali, Kedesh in Galilee with its suburbs, and Hammon with its suburbs, and Kiriathaim with its suburbs.",
"sna": "uye kubva kurudzi rwaNafutari vakagamuchira Kedheshi muGarirea, neHamoni neKiriataimi pamwe chete namafuro awo."
}
|
812 |
1CH_6_77
|
{
"en": "Unto the rest of the Levites , the sons of Merari, were given , out of the tribe of Zebulun, Rimmono with its suburbs, Tabor with its suburbs;",
"sna": "VaMerari (vaRevhi vose vakanga vasara) vakagamuchira zvinotevera: Kubva kurudzi rwaZebhuruni vakagamuchira Jokineami, Karita Rimono, neTabhori pamwe chete namafuro awo;"
}
|
813 |
1CH_6_78
|
{
"en": "and beyond the Jordan at Jericho, on the east side of the Jordan, were given them , out of the tribe of Reuben, Bezer in the wilderness with its suburbs, and Jahzah with its suburbs,",
"sna": "kubva kurudzi rwaRubheni mhiri kworwizi Jorodhani kumabvazuva kweJeriko vakagamuchirwawo Bhezeri murenje, Jaza,"
}
|
814 |
1CH_6_79
|
{
"en": "and Kedemoth with its suburbs, and Mephaath with its suburbs;",
"sna": "Kedhemoti neMefaati pamwe chete namafuro awo;"
}
|
815 |
1CH_6_8
|
{
"en": "and Ahitub begat Zadok, and Zadok begat Ahimaaz,",
"sna": "Ahitubhi baba vaZadhoki, Zadhoki baba vaAhimaazi,"
}
|
816 |
1CH_6_80
|
{
"en": "and out of the tribe of Gad, Ramoth in Gilead with its suburbs, and Mahanaim with its suburbs,",
"sna": "uye kubva kurudzi rwaGadhi vakagamuchira Ramoti muGireadhi, Mahanaimi,"
}
|
817 |
1CH_6_81
|
{
"en": "and Heshbon with its suburbs, and Jazer with its suburbs.",
"sna": "Heshibhoni neJazeri pamwe chete namafuro awo."
}
|
818 |
1CH_6_9
|
{
"en": "and Ahimaaz begat Azariah, and Azariah begat Johanan,",
"sna": "Ahimaazi baba vaAzaria, Azaria baba vaJohanani,"
}
|
819 |
1CH_7_1
|
{
"en": "And of the sons of Issachar: Tola, and Puah, Jashub, and Shimron, four.",
"sna": "Vanakomana vaIsakari vaiva: Tora, Puwa, Jashubhi, naShimironi; vose vaiva vana."
}
|
820 |
1CH_7_10
|
{
"en": "And the sons of Jediael: Bilhan. And the sons of Bilhan: Jeush, and Benjamin, and Ehud, and Chenaanah, and Zethan, and Tarshish, and Ahishahar.",
"sna": "Mwanakomana waJedhiaeri ainzi Bhirihani. Vanakomana vaBhirihani vaiva: Jehushi, Bhenjamini, Ehudhi, Kenana, Zetani, Tashishi naAhishahari."
}
|
821 |
1CH_7_11
|
{
"en": "All these were sons of Jediael, according to the heads of their fathers’ houses , mighty men of valor, seventeen thousand and two hundred, that were able to go forth in the host for war.",
"sna": "Vanakomana ava vose vaJedhiaeri vaiva vakuru vemhuri. Paiva nezviuru gumi nezvinomwe namazana maviri avarume vokurwa vakanga vakagadzirira kuenda kuhondo."
}
|
822 |
1CH_7_12
|
{
"en": "Shuppim also, and Huppim, the sons of Ir, Hushim, the sons of Aher.",
"sna": "VaShupi navaHupi vaiva zvizvarwa zvaIri, uye vaHushi vaiva zvizvarwa zvaAheri."
}
|
823 |
1CH_7_13
|
{
"en": "The sons of Naphtali: Jahziel, and Guni, and Jezer, and Shallum, the sons of Bilhah.",
"sna": "Vanakomana vaNafutari vaiva: Jazieri, Guni, Jezeri naShiremi, zvizvarwa zvaBhiriha."
}
|
824 |
1CH_7_14
|
{
"en": "The sons of Manasseh: Asriel, whom his concubine the Aramitess bare; she bare Machir the father of Gilead.",
"sna": "Zvizvarwa zvaManase zvaiva: Asirieri chizvarwa chake kubudikidza nomurongo wake muAramu. Iye akaberekawo Makiri baba vaGireadhi."
}
|
825 |
1CH_7_15
|
{
"en": "And Machir took a wife of Huppim and Shuppim, whose sister’s name was Maacah; and the name of the second was Zelophehad: and Zelophehad had daughters.",
"sna": "Makiri akatora mukadzi kubva pakati pavaHupi navaShupi. Zita rehanzvadzi yake rainzi Maaka. Chimwezve chizvarwa chainzi Zerofehadhi, akanga aine vanasikana chete."
}
|
826 |
1CH_7_16
|
{
"en": "And Maacah the wife of Machir bare a son, and she called his name Peresh; and the name of his brother was Sheresh; and his sons were Ulam and Rakem.",
"sna": "Mukadzi waMakiri Maaka akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Pereshi. Mununʼuna wake ainzi Shereshi, uye vanakomana vake vaiva Uramu naRakemu."
}
|
827 |
1CH_7_17
|
{
"en": "And the sons of Ulam: Bedan. These were the sons of Gilead the son of Machir, the son of Manasseh.",
"sna": "Mwanakomana waUramu ainzi Bhedhani. Ava ndivo vaiva vanakomana vaGireadhi mwanakomana waMakiri mwanakomana waManase."
}
|
828 |
1CH_7_18
|
{
"en": "And his sister Hammolecheth bare Ishhod, and Abiezer, and Mahlah.",
"sna": "Hanzvadzi yake Hamoreketi akabereka Ishodhi, Abhiezeri naMara."
}
|
829 |
1CH_7_19
|
{
"en": "And the sons of Shemida were Ahian, and Shechem, and Likhi, and Aniam.",
"sna": "Vanakomana vaShimidha vaiva: Ahiani, Shekemu, Riki naAniami."
}
|
830 |
1CH_7_2
|
{
"en": "And the sons of Tola: Uzzi, and Rephaiah, and Jeriel, and Jahmai, and Ibsam, and Shemuel, heads of their fathers’ houses, to wit , of Tola; mighty men of valor in their generations: their number in the days of David was two and twenty thousand and six hundred.",
"sna": "Vanakomana vaTora vaiva: Uzi, Refaya, Jerieri, Jamai, Ibhisami naSamueri, vakuru vedzimba dzavo. Pamazuva okutonga kwaDhavhidhi, zvizvarwa zvaTora zvakaverengwa savarwi munhoroondo yavo zvakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu."
}
|
831 |
1CH_7_20
|
{
"en": "And the sons of Ephraim: Shuthelah, and Bered his son, and Tahath his son, and Eleadah his son, and Tahath his son,",
"sna": "Zvizvarwa zvaEfuremu zvaiva: Shutera, Bheredhi mwanakomana wake, Tahati mwanakomana wake, Ereadha mwanakomana wake, Tahati mwanakomana wake,"
}
|
832 |
1CH_7_21
|
{
"en": "and Zabad his son, and Shuthelah his son, and Ezer, and Elead, whom the men of Gath that were born in the land slew, because they came down to take away their cattle.",
"sna": "Zabhadhi mwanakomana wake naShutera mwanakomana wake. (Ezeri naEreadha vakaurayiwa navarume veGati vakanga vakaberekerwa munyika iyi pavakaburukira kundopamba zvipfuwo zvavo."
}
|
833 |
1CH_7_22
|
{
"en": "And Ephraim their father mourned many days, and his brethren came to comfort him.",
"sna": "Baba wavo Efuremu akavachema kwamazuva mazhinji uye hama dzake dzakauya kuzomunyaradza."
}
|
834 |
1CH_7_23
|
{
"en": "And he went in to his wife, and she conceived, and bare a son, and he called his name Beriah, because it went evil with his house.",
"sna": "Ipapo akarara nomukadzi wake zvakare akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Bheria nokuti mumhuri yake makanga maita dambudziko."
}
|
835 |
1CH_7_24
|
{
"en": "And his daughter was Sheerah, who built Beth-horon the nether and the upper, and Uzzen-sheerah.",
"sna": "Mwanasikana wake ainzi Sheera, uye akavaka Bheti Horoni, yeZasi neyokumusoro uyewo neUzeni Sheera.)"
}
|
836 |
1CH_7_25
|
{
"en": "And Rephah was his son, and Resheph, and Telah his son, and Tahan his son,",
"sna": "Refa aiva mwanakomana wake, Reshefi mwanakomana wake, Tera mwanakomana wake, Tahani mwanakomana wake,"
}
|
837 |
1CH_7_26
|
{
"en": "Ladan his son, Ammihud his son, Elishama his son,",
"sna": "Radhani mwanakomana wake, Amihudhi mwanakomana wake, Erishama mwanakomana wake,"
}
|
838 |
1CH_7_27
|
{
"en": "Nun his son, Joshua his son.",
"sna": "Nuni mwanakomana wake naJoshua mwanakomana wake."
}
|
839 |
1CH_7_28
|
{
"en": "And their possessions and habitations were Beth-el and the towns thereof, and eastward Naaran, and westward Gezer, with the towns thereof; Shechem also and the towns thereof, unto Azzah and the towns thereof;",
"sna": "Nyika dzavo nemisha yavo zvaisanganisira Bheteri nemisha yose yakaripoteredza, Naarani kumabvazuva, Gezeri nemisha yaro, kumavirira neShekemu nemisha yaro kuenda kunosvika kuAya nemisha yaro."
}
|
840 |
1CH_7_29
|
{
"en": "and by the borders of the children of Manasseh, Beth-shean and its towns, Taanach and its towns, Megiddo and its towns, Dor and its towns. In these dwelt the children of Joseph the son of Israel.",
"sna": "Pamiganhu yaManase paiva neBheti Shani, Taanaki, Megidho neDhori pamwe chete nemisha yawo. Zvizvarwa zvaJosefa mwanakomana waIsraeri zvaigara mumaguta aya."
}
|
841 |
1CH_7_3
|
{
"en": "And the sons of Uzzi: Izrahiah. And the sons of Izrahiah: Michael, and Obadiah, and Joel, Isshiah, five; all of them chief men.",
"sna": "Mwanakomana waUzi aiva: Izirahia. Vanakomana vaIzirahia vaiva: Mikaeri, Obhadhia, Joere naIshia. Vose vari vashanu vaiva madzishe."
}
|
842 |
1CH_7_30
|
{
"en": "The sons of Asher: Imnah, and Ishvah, and Ishvi, and Beriah, and Serah their sister.",
"sna": "Vanakomana vaAsheri vaiva: Imina, Ishivha, Ishivhi naBheria. Hanzvadzi yavo yainzi Sera."
}
|
843 |
1CH_7_31
|
{
"en": "And the sons of Beriah: Heber, and Malchiel, who was the father of Birzaith.",
"sna": "Vanakomana vaBheria vaiva: Hebheri naMarikieri, uyo aiva baba vaBhirizaiti."
}
|
844 |
1CH_7_32
|
{
"en": "And Heber begat Japhlet, and Shomer, and Hotham, and Shua their sister.",
"sna": "Hebheri aiva baba vaJafireti, Shomeri naHotami uye nehanzvadzi yavo Shua."
}
|
845 |
1CH_7_33
|
{
"en": "And the sons of Japhlet: Pasach, and Bimhal, and Ashvath. These are the children of Japhlet.",
"sna": "Vanakomana vaJafireti vaiva: Pasaki, Bhimari naAshivhati. Ava ndivo vaiva vanakomana vaJafireti."
}
|
846 |
1CH_7_34
|
{
"en": "And the sons of Shemer: Ahi, and Rohgah, Jehubbah, and Aram.",
"sna": "Vanakomana vaShomeri vaiva: Ahi, Roga, Hubhai naAramu."
}
|
847 |
1CH_7_35
|
{
"en": "And the sons of Helem his brother: Zophah, and Imna, and Shelesh, and Amal.",
"sna": "Vanakomana vomununʼuna wake Heremu vaiva: Zofa, Imina, Shereshi, naAmari."
}
|
848 |
1CH_7_36
|
{
"en": "The sons of Zophah: Suah, and Harnepher, and Shual, and Beri, and Imrah,",
"sna": "Vanakomana vaZofa vaiva: Sua, Haneferi, Shuari, Bheri, Imira,"
}
|
849 |
1CH_7_37
|
{
"en": "Bezer, and Hod, and Shamma, and Shilshah, and Ithran, and Beera.",
"sna": "Bhezeri, Hodhi, Shama Shirisha, Itirani, naBheera."
}
|
850 |
1CH_7_38
|
{
"en": "And the sons of Jether: Jephunneh, and Pispa, and Ara.",
"sna": "Vanakomana vaJeteri vaiva: Jefune, Pisipa naAra."
}
|
851 |
1CH_7_39
|
{
"en": "And the sons of Ulla: Arah, and Hanniel, and Rizia.",
"sna": "Vanakomana vaUra vaiva: Ara, Hanieri, naRizia."
}
|
852 |
1CH_7_4
|
{
"en": "And with them, by their generations, after their fathers’ houses, were bands of the host for war, six and thirty thousand; for they had many wives and sons.",
"sna": "Munhoroondo yemhuri yavo, vakanga vaine varume zviuru makumi matatu nezvitanhatu vakanga vakagadzirira kurwa, nokuti vakanga vaine vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji."
}
|
853 |
1CH_7_40
|
{
"en": "All these were the children of Asher, heads of the fathers’ houses, choice and mighty men of valor, chief of the princes. And the number of them reckoned by genealogy for service in war was twenty and six thousand men.",
"sna": "Vose ava vaiva zvizvarwa zvaAsheri, vakuru vemhuri yavo, varume vakanga vakasarudzika, varwi vakanga vakashinga uye vari vatungamiri vakasanangurika. Uwandu hwavarume vakanga vakagadzirira kurwa sezvazvakanyorwa munhoroondo yavo hwaiva zviuru makumi maviri nezvitanhatu."
}
|
854 |
1CH_7_5
|
{
"en": "And their brethren among all the families of Issachar, mighty men of valor, reckoned in all by genealogy, were fourscore and seven thousand.",
"sna": "Hama dzavo vakanga vari varume vokurwa vari vedzimba dzose dzaIsakari, sokunyorwa kwazvakanga zvakaita munhoroondo yavo, vose vaisvika zviuru makumi masere nezvinomwe."
}
|
855 |
1CH_7_6
|
{
"en": "The sons of Benjamin: Bela, and Becher, and Jediael, three.",
"sna": "Vanakomana vaBhenjamini vatatu vaiva: Bhera, Bhekeri, naJedhiaeri."
}
|
856 |
1CH_7_7
|
{
"en": "And the sons of Bela: Ezbon, and Uzzi, and Uzziel, and Jerimoth, and Iri, five; heads of fathers’ houses, mighty men of valor; and they were reckoned by genealogy twenty and two thousand and thirty and four.",
"sna": "Vanakomana vaBhera vaiva: Ezibhoni, Uzi, Uzieri, Jerimoti naIri, vose vakuru vedzimba vashanu pamwe chete. Munhoroondo yavo varwi vakanyorwa vaiva varume zviuru makumi maviri nezviviri namakumi matatu navana."
}
|
857 |
1CH_7_8
|
{
"en": "And the sons of Becher: Zemirah, and Joash, and Eliezer, and Elioenai, and Omri, and Jeremoth, and Abijah, and Anathoth, and Alemeth. All these were the sons of Becher.",
"sna": "Vanakomana vaBhekeri vaiva: Zemira, Joashi, Eriezeri, Erioenai, Omiri, Jeremoti, Abhija, Anatoti naAremeti. Vose ava vaiva vakomana vaBhekeri."
}
|
858 |
1CH_7_9
|
{
"en": "And they were reckoned by genealogy, after their generations, heads of their fathers’ houses, mighty men of valor, twenty thousand and two hundred.",
"sna": "Munhoroondo yavo, vakuru vemhuri vakanyorwa uye vari varwi vaiva zviuru makumi maviri namazana maviri."
}
|
859 |
1CH_8_1
|
{
"en": "And Benjamin begat Bela his first-born, Ashbel the second, and Aharah the third,",
"sna": "Bhenjamini aiva baba vaBhera dangwe rake, Ashibheri mwanakomana wechipiri, Ahara wechitatu,"
}
|
860 |
1CH_8_10
|
{
"en": "and Jeuz, and Shachia, and Mirmah. These were his sons, heads of fathers’ houses .",
"sna": "Jeuzi, Sakia naMirima. Ava ndivo vaiva vanakomana vake, vakuru vemhuri."
}
|
861 |
1CH_8_11
|
{
"en": "And of Hushim he begat Abitub and Elpaal.",
"sna": "NaHushimi akabereka Abhitubhi naEripaari."
}
|
862 |
1CH_8_12
|
{
"en": "And the sons of Elpaal: Eber, and Misham, and Shemed, who built Ono and Lod, with the towns thereof;",
"sna": "Vanakomana vaEripaari vaiva: Ebheri, Mishamu, Shemedhi (uyo akavaka Ono neRodhi pamwe chete nemisha yakaapoteredza)"
}
|
863 |
1CH_8_13
|
{
"en": "and Beriah, and Shema, who were heads of fathers’ houses of the inhabitants of Aijalon, who put to flight the inhabitants of Gath;",
"sna": "naBheria naShema, avo vakanga vari vakuru vemhuri dzaavo vaigara muAijaroni uye vakadzinga vagari veGati."
}
|
864 |
1CH_8_14
|
{
"en": "and Ahio, Shashak, and Jeremoth,",
"sna": "Ahiyo, Shashaki, Jeremoti,"
}
|
865 |
1CH_8_15
|
{
"en": "and Zebadiah, and Arad, and Eder,",
"sna": "Zebhabhia, Aradhi, Edheri,"
}
|
866 |
1CH_8_16
|
{
"en": "and Michael, and Ishpah, and Joha, the sons of Beriah,",
"sna": "Mikaeri, Ishipa naJoha vaiva vanakomana vaBeria."
}
|
867 |
1CH_8_17
|
{
"en": "and Zebadiah, and Meshullam, and Hizki, and Heber,",
"sna": "Zebhadhia, Meshurami, Hiziki, Hebheri,"
}
|
868 |
1CH_8_18
|
{
"en": "and Ishmerai, and Izliah, and Jobab, the sons of Elpaal,",
"sna": "Ishimerai, Iziria naJobhabhi vaiva vanakomana vaEripaari."
}
|
869 |
1CH_8_19
|
{
"en": "and Jakim, and Zichri, and Zabdi,",
"sna": "Jakimi, Zikiri, Zabhidhi,"
}
|
870 |
1CH_8_2
|
{
"en": "Nohah the fourth, and Rapha the fifth.",
"sna": "Noha wechina naRafa wechishanu."
}
|
871 |
1CH_8_20
|
{
"en": "and Elienai, and Zillethai, and Eliel,",
"sna": "Erienai, Ziretai, Erieri,"
}
|
872 |
1CH_8_21
|
{
"en": "and Adaiah, and Beraiah, and Shimrath, the sons of Shimei,",
"sna": "Adhaya, Bheraya naShimirati vaiva vanakomana vaShimei."
}
|
873 |
1CH_8_22
|
{
"en": "and Ishpan, and Eber, and Eliel,",
"sna": "Ishipani, Ebheri, Erieri,"
}
|
874 |
1CH_8_23
|
{
"en": "and Abdon, and Zichri, and Hanan,",
"sna": "Abhidhoni, Zikiri, Hanani,"
}
|
875 |
1CH_8_24
|
{
"en": "and Hananiah, and Elam, and Anthothijah,",
"sna": "Hanania, Eramu Anitotiya,"
}
|
876 |
1CH_8_25
|
{
"en": "and Iphdeiah, and Penuel, the sons of Shashak,",
"sna": "Ifidheya naPenueri vaiva vanakomana vaShashaki."
}
|
877 |
1CH_8_26
|
{
"en": "and Shamsherai, and Shehariah, and Athaliah,",
"sna": "Shamisherai, Sheharia, Ataria,"
}
|
878 |
1CH_8_27
|
{
"en": "and Jaareshiah, and Elijah, and Zichri, the sons of Jeroham.",
"sna": "Jaareshia, Eria, naZikiri vaiva vanakomana vaJerohamu."
}
|
879 |
1CH_8_28
|
{
"en": "These were heads of fathers’ houses throughout their generations, chief men: these dwelt in Jerusalem.",
"sna": "Vose ava vaiva vakuru vemhuri, vari madzishe sezvazvakanyorwa munhoroondo dzavo. Uye vaigara muJerusarema."
}
|
880 |
1CH_8_29
|
{
"en": "And in Gibeon there dwelt the father of Gibeon, Jeiel , whose wife’s name was Maacah;",
"sna": "Jeyeri, baba vaGibheoni vaigara muGibheoni. Zita romukadzi wake rainzi Maaka,"
}
|
881 |
1CH_8_3
|
{
"en": "And Bela had sons: Addar, and Gera, and Abihud,",
"sna": "Vanakomana vaBhera vaiva: Adha, Gera, Abhihudhi,"
}
|
882 |
1CH_8_30
|
{
"en": "and his first-born son Abdon, and Zur, and Kish, and Baal, and Nadab,",
"sna": "uye mwanakomana wake wedangwe ainzi Abhidhoni, achiteverwa naZuri, Kishi, Bhaari, Neri, Nadhabhi,"
}
|
883 |
1CH_8_31
|
{
"en": "and Gedor, and Ahio, and Zecher.",
"sna": "Gedhori, Ahio, Zekeri,"
}
|
884 |
1CH_8_32
|
{
"en": "And Mikloth begat Shimeah. And they also dwelt with their brethren in Jerusalem, over against their brethren.",
"sna": "uye Mikiroti, uyo aiva baba vaShimea. Ivo vaigarawo pedyo nehama dzavo muJerusarema."
}
|
885 |
1CH_8_33
|
{
"en": "And Ner begat Kish; and Kish begat Saul; and Saul begat Jonathan, and Malchi-shua, and Abinadab, and Eshbaal.",
"sna": "Neri aiva baba vaKishi, Kishi aiva baba vaSauro, uye Sauro aiva baba vaJonatani, Mariki-Shua, Abinadhabhi, naEshi-Bhaari."
}
|
886 |
1CH_8_34
|
{
"en": "And the son of Jonathan was Merib-baal; and Merib-baal begat Micah.",
"sna": "Mwanakomana waJonatani ainzi Meribhi-Bhaari uyo aiva baba vaMika."
}
|
887 |
1CH_8_35
|
{
"en": "And the sons of Micah: Pithon, and Melech, and Tarea, and Ahaz.",
"sna": "Vanakomana vaMika vaiva: Pitoni, Mereki Tarea, naAhazi."
}
|
888 |
1CH_8_36
|
{
"en": "And Ahaz begat Jehoaddah; and Jehoaddah begat Alemeth, and Azmaveth, and Zimri; and Zimri begat Moza.",
"sna": "Ahazi aiva baba vaJehoadha, Jehoadha aiva baba vaAremeti, Azimavheti naZimiri uye Zimiri aiva baba vaMoza."
}
|
889 |
1CH_8_37
|
{
"en": "And Moza begat Binea; Raphah was his son, Eleasah his son, Azel his son.",
"sna": "Moza aiva baba vaBhinea Rafa aiva mwanakomana wake, Ereasa mwanakomana wake naAzeri mwanakomana wake."
}
|
890 |
1CH_8_38
|
{
"en": "And Azel had six sons, whose names are these: Azrikam, Bocheru, and Ishmael, and Sheariah, and Obadiah, and Hanan. All these were the sons of Azel.",
"sna": "Azeri aiva navanakomana vatanhatu, uye aya ndiwo mazita avo: Arizakami, Bhokeru, Ishumaeri, Shearia, Obhadhia naHanani. Vose ava vaiva vanakomana vaAzeri."
}
|
891 |
1CH_8_39
|
{
"en": "And the sons of Eshek his brother: Ulam his first-born, Jeush the second, and Eliphelet the third.",
"sna": "Vanakomana vomununʼuna wake Esheki vaiva: Uramu dangwe rake, Jeushi mwanakomana wake wechipiri naErifereti wechitatu."
}
|
892 |
1CH_8_4
|
{
"en": "and Abishua, and Naaman, and Ahoah,",
"sna": "Abhishua, Naamani Ahoa,"
}
|
893 |
1CH_8_40
|
{
"en": "And the sons of Ulam were mighty men of valor, archers, and had many sons, and sons’ sons, a hundred and fifty. All these were of the sons of Benjamin.",
"sna": "Vanakomana vaUramu vaiva varwi voumhare vaigona kushandisa uta. Vaiva navanakomana navazukuru vazhinji vaisvika zana namakumi mashanu pamwe chete. Vose ava vaiva zvizvarwa zvaBhenjamini."
}
|
894 |
1CH_8_5
|
{
"en": "and Gera, and Shephuphan, and Huram.",
"sna": "Gera, Shefufani naHurami."
}
|
895 |
1CH_8_6
|
{
"en": "And these are the sons of Ehud: these are the heads of fathers’ houses of the inhabitants of Geba, and they carried them captive to Manahath:",
"sna": "Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaEhudhi vakanga vari vakuru vemhuri yeavo vaigara muGebha vakazodzingwa vakaendeswa kuManahati:"
}
|
896 |
1CH_8_7
|
{
"en": "and Naaman, and Ahijah, and Gera, he carried them captive; and he begat Uzza and Ahihud.",
"sna": "Naamani, Ahifa naGera, uyo akavadzinga uya aiva baba vaUza naArihudhi."
}
|
897 |
1CH_8_8
|
{
"en": "And Shaharaim begat children in the field of Moab, after he had sent them away; Hushim and Baara were his wives.",
"sna": "Vanakomana vakaberekerwa Shaharaimi muMoabhu mushure mokunge arambana navakadzi vake Hushini naBhaara."
}
|
898 |
1CH_8_9
|
{
"en": "And he begat of Hodesh his wife, Jobab, and Zibia, and Mesha, and Malcam,",
"sna": "Nomukadzi wake Hodheshi akabereka Johabhi, Zibhia, Mesha Marikami,"
}
|
899 |
1CH_9_1
|
{
"en": "So all Israel were reckoned by genealogies; and, behold, they are written in the book of the kings of Israel. And Judah was carried away captive to Babylon for their transgression.",
"sna": "VaIsraeri vose vakanyorwa munhoroondo dzakanyorwa mubhuku ramadzimambo eIsraeri. VaJudha vakatapwa vakaendeswa kuBhabhironi nokuda kwokusatendeka kwavo."
}
|
900 |
1CH_9_10
|
{
"en": "And of the priests: Jedaiah, and Jehoiarib, Jachin,",
"sna": "Vaprista: Jedhaya, naJehoyaribhi naJakini;"
}
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.