id
int64
1
31k
verse_id
stringlengths
7
11
translation
dict
601
1CH_2_2
{ "en": "Dan, Joseph, and Benjamin, Naphtali, Gad, and Asher.", "sna": "Dhani, Josefa, Bhenjamini, Nafutari, Gadhi naAsheri." }
602
1CH_2_20
{ "en": "And Hur begat Uri, and Uri begat Bezalel.", "sna": "Huri aiva baba vaUri uye Uri aiva baba vaBhezareri." }
603
1CH_2_21
{ "en": "And afterward Hezron went in to the daughter of Machir the father of Gilead, whom he took to wife when he was threescore years old; and she bare him Segub.", "sna": "Shure kwaizvozvo, Hezironi akavata nomwanasikana waMakiri baba vaGireadhi; akanga amuwana paakanga ava namakore makumi matanhatu; akamuberekera Segubhi." }
604
1CH_2_22
{ "en": "And Segub begat Jair, who had three and twenty cities in the land of Gilead.", "sna": "Segubhi aiva baba vaJairi, uyo aitonga maguta makumi maviri namatatu muGireadhi." }
605
1CH_2_23
{ "en": "And Geshur and Aram took the towns of Jair from them, with Kenath, and the villages thereof, even threescore cities. All these were the sons of Machir the father of Gilead.", "sna": "(Asi Geshuri naAramu vakatapa Habhoti Jairi pamwe chete neKenati namaguta akaripoteredza, maguta makumi matanhatu.) Ava vose vaiva vorudzi rwaMakiri baba vaGireadhi." }
606
1CH_2_24
{ "en": "And after that Hezron was dead in Caleb-ephrathah, then Abijah Hezron’s wife bare him Ashhur the father of Tekoa.", "sna": "Mushure mokunge Hezironi afira muKarebhu Efurata, Abhija mudzimai waHezironi akamuberekera Ashuri baba vaTekoa." }
607
1CH_2_25
{ "en": "And the sons of Jerahmeel the first-born of Hezron were Ram the first-born, and Bunah, and Oren, and Ozem, Ahijah.", "sna": "Vanakomana vaJerameeri dangwe raHezironi vaiva: Rami dangwe rake, Bhuna, Oreni, Ozemi naAhija." }
608
1CH_2_26
{ "en": "And Jerahmeel had another wife, whose name was Atarah; she was the mother of Onam.", "sna": "Jerameeri akanga ane mumwe mukadzi, zita rake rainzi Atara. Akanga ari amai vaOnami." }
609
1CH_2_27
{ "en": "And the sons of Ram the first-born of Jerahmeel were Maaz, and Jamin, and Eker.", "sna": "Vanakomana vaRamu dangwe raJerameeri vaiva: Maazi, Jamini naEkeri." }
610
1CH_2_28
{ "en": "And the sons of Onam were Shammai, and Jada. And the sons of Shammai: Nadab, and Abishur.", "sna": "Vanakomana vaOnami vaiva: Shamai naJadha. Vanakomana vaShamai vaiva: Nadhabhi naAbhishuri." }
611
1CH_2_29
{ "en": "And the name of the wife of Abishur was Abihail; and she bare him Ahban, and Molid.", "sna": "Mukadzi waAbhishuri ainzi Abhihairi akamuberekera Abhani naMoridhi." }
612
1CH_2_3
{ "en": "The sons of Judah: Er, and Onan, and Shelah; which three were born unto him of Shua’s daughter the Canaanitess. And Er, Judah’s first-born, was wicked in the sight of Jehovah; and he slew him.", "sna": "Vanakomana vaJudha vaiva: Eri, Onani naShera. Vatatu ava akavaberekerwa nomudzimai wechiKenani, mwanasikana waShua. Eri dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha. Saka Jehovha akamuuraya." }
613
1CH_2_30
{ "en": "And the sons of Nadab: Seled, and Appaim; but Seled died without children.", "sna": "Vanakomana vaNadhabhi vaiva: Seredhi naApaimi. Seredhi akafa asina vana." }
614
1CH_2_31
{ "en": "And the sons of Appaim: Ishi. And the sons of Ishi: Sheshan. And the sons of Sheshan: Ahlai.", "sna": "Mwanakomana waApaimi ainzi Ishi uyo aiva baba vaSheshani. Sheshani aiva baba vaArai." }
615
1CH_2_32
{ "en": "And the sons of Jada the brother of Shammai: Jether, and Jonathan; and Jether died without children.", "sna": "Vanakomana vaJadha, mununʼuna waShamai vaiva: Jeteri naJonatani. Jeteri akafa asina vana." }
616
1CH_2_33
{ "en": "And the sons of Jonathan: Peleth, and Zaza. These were the sons of Jerahmeel.", "sna": "Vanakomana vaJonatani vaiva: Pereti naZaza. Ava ndivo vaiva zvizvarwa zvaJerameeri." }
617
1CH_2_34
{ "en": "Now Sheshan had no sons, but daughters. And Sheshan had a servant, an Egyptian, whose name was Jarha.", "sna": "Sheshani aiva asina vanakomana, aiva navanasikana chete. Aiva nomuranda wechiIjipita ainzi Jara." }
618
1CH_2_35
{ "en": "And Sheshan gave his daughter to Jarha his servant to wife; and she bare him Attai.", "sna": "Sheshani akapa mwanasikana wake kuti ave mukadzi womuranda wake. Jara akamuberekera Atai." }
619
1CH_2_36
{ "en": "And Attai begat Nathan, and Nathan begat Zabad,", "sna": "Atai aiva baba vaNatani, Natani aiva baba vaZabhadhi," }
620
1CH_2_37
{ "en": "and Zabad begat Ephlal, and Ephlal begat Obed,", "sna": "Zabhadhi baba vaEfirari, Efirari baba vaObedhi," }
621
1CH_2_38
{ "en": "and Obed begat Jehu, and Jehu begat Azariah,", "sna": "Obhedhi baba vaJehu, Jehu baba vaAzaria," }
622
1CH_2_39
{ "en": "and Azariah begat Helez, and Helez begat Eleasah,", "sna": "Azaria baba vaHerezi, Herezi baba vaEreasa," }
623
1CH_2_4
{ "en": "And Tamar his daughter-in-law bare him Perez and Zerah. All the sons of Judah were five.", "sna": "Tamari muroora waJudha akamuberekera Perezi naZera. Judha aiva navanakomana vashanu vose pamwe chete." }
624
1CH_2_40
{ "en": "and Eleasah begat Sismai, and Sismai begat Shallum,", "sna": "Ereasa baba vaSisimai, Sisimai baba vaSharumi," }
625
1CH_2_41
{ "en": "and Shallum begat Jekamiah, and Jekamiah begat Elishama.", "sna": "Sharumi baba vaJekamia, uye Jekamia aiva baba vaErishama." }
626
1CH_2_42
{ "en": "And the sons of Caleb the brother of Jerahmeel were Mesha his first-born, who was the father of Ziph; and the sons of Mareshah the father of Hebron.", "sna": "Vanakomana vaKarebhu mununʼuna waJerameeri vaiva: Mesha dangwe rake, uyo aiva baba vaZifi uye nomwanakomana wake Maresha, uyo aiva baba vaHebhuroni." }
627
1CH_2_43
{ "en": "And the sons of Hebron: Korah, and Tappuah, and Rekem, and Shema.", "sna": "Vanakomana vaHebhuroni vaiva: Kora, Tapuwa, Rekemu naShema." }
628
1CH_2_44
{ "en": "And Shema begat Raham, the father of Jorkeam; and Rekem begat Shammai.", "sna": "Shema aiva baba vaRahamu, uye Rahamu baba vaJorikeami. Rekemu aiva baba vaShamai." }
629
1CH_2_45
{ "en": "And the son of Shammai was Maon; and Maon was the father of Beth-zur.", "sna": "Mwanakomana waShamai ainzi Maoni, uye Maoni aiva baba vaBheti Zuri." }
630
1CH_2_46
{ "en": "And Ephah, Caleb’s concubine, bare Haran, and Moza, and Gazez; and Haran begat Gazez.", "sna": "Mumwe murongo waKarebhu ainzi Efa ndiye aiva amai vaHarani, Moza naGazezi. Harani aiva baba vaGazezi." }
631
1CH_2_47
{ "en": "And the sons of Jahdai: Regem, and Jothan, and Geshan, and Pelet, and Ephah, and Shaaph.", "sna": "Vanakomana vaJadhai vaiva: Regemu, Jotamu, Geshani, Pereti, Efa naShaafi." }
632
1CH_2_48
{ "en": "Maacah, Caleb’s concubine, bare Sheber and Tirhanah.", "sna": "Mumwe murongo waKarebhu ainzi Maaka ndiye aiva amai vaShebheri naTirana." }
633
1CH_2_49
{ "en": "She bare also Shaaph the father of Madmannah, Sheva the father of Machbena, and the father of Gibea; and the daughter of Caleb was Achsah.", "sna": "Akaberekawo Shaafi baba vaMadhimana naShevha baba vaMakibhena naGibhea. Mwanasikana waKarebhu ainzi Akisa." }
634
1CH_2_5
{ "en": "The sons of Perez: Hezron, and Hamul.", "sna": "Vanakomana vaPerezi vaiva: Hezironi naHamuri." }
635
1CH_2_50
{ "en": "These were the sons of Caleb, the son of Hur, the first-born of Ephrathah: Shobal the father of Kiriath-jearim,", "sna": "Izvi ndizvo zvizvarwa zvaKarebhu. Vanakomana vaHuri dangwe raEfurata: Shobhari baba vaKiriati Jearimi," }
636
1CH_2_51
{ "en": "Salma the father of Beth-lehem, Hareph the father of Beth-gader.", "sna": "Sarima baba vaBheterehema, naHarefi baba vaBheti Gadheri." }
637
1CH_2_52
{ "en": "And Shobal the father of Kiriath-jearim had sons: Haroeh, half of the Menuhoth.", "sna": "Zvizvarwa zvaShobhari baba vaKiriati Jearimi zvaiva: Haroe, hafu yavaManahati," }
638
1CH_2_53
{ "en": "And the families of Kiriath-jearim: The Ithrites, and the Puthites, and the Shumathites, and the Mishraites; of them came the Zorathites and the Eshtaolites.", "sna": "uye dzimba dzaKiriati Jearimi dzaiva: vaItiri, vaPuti, vaShumati navaMishirai. Kuna ivava kwakabva vaZorati navaEshitaori." }
639
1CH_2_54
{ "en": "The sons of Salma: Beth-lehem, and the Netophathites, Atroth-beth-joab, and half of the Manahathites, the Zorites.", "sna": "Zvizvarwa zvaSarima zvaiva: Bheterehema, vaNetofati, Atiroti Bheti Joabhu, hafu yavaManahati, vaZori," }
640
1CH_2_55
{ "en": "And the families of scribes that dwelt at Jabez: the Tirathites, the Shimeathites, the Sucathites. These are the Kenites that came of Hammath, the father of the house of Rechab.", "sna": "uye dzimba dzavanyori vaigara paJabhezi dzaiva: vaTirati, vaShimeati navaSukati. Ava ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi." }
641
1CH_2_6
{ "en": "And the sons of Zerah: Zimri, and Ethan, and Heman, and Calcol, and Dara; five of them in all.", "sna": "Vanakomana vaZera vaiva: Zimuri, Etani, Hemani, Karikori naDharidha; vose vaiva vashanu." }
642
1CH_2_7
{ "en": "And the sons of Carmi: Achar, the troubler of Israel, who committed a trespass in the devoted thing.", "sna": "Mwanakomana waKarimi aiva: Akari, uyo akauyisa matambudziko pamusoro peIsraeri nokutyora murayiro wokusatora zvinhu zvakaereswa." }
643
1CH_2_8
{ "en": "And the sons of Ethan: Azariah.", "sna": "Mwanakomana waEtani ainzi Azaria." }
644
1CH_2_9
{ "en": "The sons also of Hezron, that were born unto him: Jerahmeel, and Ram, and Chelubai.", "sna": "Vanakomana vaHezironi vaiva: Jerameeri, Rami naKarebhu." }
645
1CH_3_1
{ "en": "Now these were the sons of David, that were born unto him in Hebron: the first-born, Amnon, of Ahinoam the Jezreelitess; the second, Daniel, of Abigail the Carmelitess;", "sna": "Ava ndivo vanakomana vaDhavhidhi vaakaberekerwa ari kuHebhuroni: Dangwe rake rainzi Amunoni mwanakomana waAhinoami weJezireeri. Wechipiri ainzi Dhanieri, mwanakomana waAbhigairi weKarimeri;" }
646
1CH_3_10
{ "en": "And Solomon’s son was Rehoboam, Abijah his son, Asa his son, Jehoshaphat his son,", "sna": "Mwanakomana waSoromoni ainzi Rehobhoamu, Abhija mwanakomana wake, Asa mwanakomana wake, Jehoshafati mwanakomana wake," }
647
1CH_3_11
{ "en": "Joram his son, Ahaziah his son, Joash his son,", "sna": "Jehoramu mwanakomana wake, Ahazia mwanakomana wake, Joashi mwanakomana wake," }
648
1CH_3_12
{ "en": "Amaziah his son, Azariah his son, Jotham his son,", "sna": "Amazia mwanakomana wake, Azaria mwanakomana wake, Jotamu mwanakomana wake," }
649
1CH_3_13
{ "en": "Ahaz his son, Hezekiah his son, Manasseh his son,", "sna": "Ahazi mwanakomana wake, Hezekia mwanakomana wake, Manase mwanakomana wake," }
650
1CH_3_14
{ "en": "Amon his son, Josiah his son.", "sna": "Amoni mwanakomana wake, Josia mwanakomana wake." }
651
1CH_3_15
{ "en": "And the sons of Josiah: the first-born Johanan, the second Jehoiakim, the third Zedekiah, the fourth Shallum.", "sna": "Vanakomana vaJosia vaiva: Johanani dangwe, Jehoyakimi wechipiri, Zedhekia wechitatu naSharumi wechina." }
652
1CH_3_16
{ "en": "And the sons of Jehoiakim: Jeconiah his son, Zedekiah his son.", "sna": "Vakatevera Jehoyakimi vaiva: Jehoyakini mwanakomana wake naZedhekia." }
653
1CH_3_17
{ "en": "And the sons of Jeconiah, the captive: Shealtiel his son,", "sna": "Zvizvarwa zvaJehoyakini mutapwa zvaiva: Shearitieri mwanakomana wake," }
654
1CH_3_18
{ "en": "and Malchiram, and Pedaiah, and Shenazzar, Jekamiah, Hoshama, and Nedabiah.", "sna": "Marikirami, Pedhaya, Shenazari, Jekamia, Hoshama naNedhabhia." }
655
1CH_3_19
{ "en": "And the sons of Pedaiah: Zerubbabel, and Shimei. And the sons of Zerubbabel: Meshullam, and Hananiah; and Shelomith was their sister;", "sna": "Vanakomana vaPedhaya vaiva: Zerubhabheri naShimei. Vanakomana vaZerubhabheri vaiva: Meshurami naHanania. Sheromiti aiva hanzvadzi yavo." }
656
1CH_3_2
{ "en": "the third, Absalom the son of Maacah the daughter of Talmai king of Geshur; the fourth, Adonijah the son of Haggith;", "sna": "wechitatu, Abhusaromu mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai mambo weGeshuri; wechina, Adhoniya mwanakomana waHagiti," }
657
1CH_3_20
{ "en": "and Hashubah, and Ohel, and Berechiah, and Hasadiah, Jushab-hesed, five.", "sna": "Kwaivawo navamwe vashanu vaiti: Hashubha, Oheri, Bherekia, Hasadhia naJushabhi-Hesedhi." }
658
1CH_3_21
{ "en": "And the sons of Hananiah: Pelatiah, and Jeshaiah; the sons of Rephaiah, the sons of Arnan, the sons of Obadiah, the sons of Shecaniah.", "sna": "Zvizvarwa zvaHanania zvaiva: Peratia naJeshaya, navanakomana vaRefaya, vaArinani, vaObhadhia nevaShekania." }
659
1CH_3_22
{ "en": "And the sons of Shecaniah: Shemaiah. And the sons of Shemaiah: Hattush, and Igal, and Bariah, and Neariah, and Shaphat, six.", "sna": "Zvizvarwa zvaShekania zvaiva: Shemaya navanakomana vake vaiti: Hatushi, Igari, Bharia, Nearia naShafati, vatanhatu vose pamwe chete." }
660
1CH_3_23
{ "en": "And the sons of Neariah: Elioenai, and Hizkiah, and Azrikam, three.", "sna": "Vanakomana vaNearia vaiva: Erioenai, Hizikia naAzirikamu, vatatu pamwe chete." }
661
1CH_3_24
{ "en": "And the sons of Elioenai: Hodaviah, and Eliashib, and Pelaiah, and Akkub, and Johanan, and Delaiah, and Anani, seven.", "sna": "Vanakomana vaErioenai vaiva: Hodhavhia, Eriashibhi, Peraya, Akubhi, Johanani, Dheraya naAnani, vanomwe pamwe chete." }
662
1CH_3_3
{ "en": "the fifth, Shephatiah of Abital; the sixth, Ithream by Eglah his wife:", "sna": "wechishanu, Shefatia mwanakomana waAbhitari uye wechitanhatu Itireami nomukadzi wake Egira." }
663
1CH_3_4
{ "en": "six were born unto him in Hebron; and there he reigned seven years and six months. And in Jerusalem he reigned thirty and three years;", "sna": "Ava vatanhatu vakaberekerwa Dhavhidhi muHebhuroni umo maakatonga kwamakore manomwe nemwedzi mitanhatu. Dhavhidhi akazotonga muJerusarema kwamakore makumi matatu namatatu" }
664
1CH_3_5
{ "en": "and these were born unto him in Jerusalem: Shimea, and Shobab, and Nathan, and Solomon, four, of Bath-shua the daughter of Ammiel;", "sna": "uye ava ndivo vana vaakaberekerwa ikoko. Vaiva: Shamua, Shobhabhi, Natani naSoromoni. Ava vana vakaberekwa naBhatishebha mwanasikana waAmieri." }
665
1CH_3_6
{ "en": "and Ibhar, and Elishama, and Eliphelet,", "sna": "Kwaivawo naIbhari, Erishua, Erifereti," }
666
1CH_3_7
{ "en": "and Nogah, and Nepheg, and Japhia,", "sna": "Noga, Nefegi, Jafia," }
667
1CH_3_8
{ "en": "and Elishama, and Eliada, and Eliphelet, nine.", "sna": "Erishama, Eriadha naErifereti, vose vaiva vapfumbamwe." }
668
1CH_3_9
{ "en": "All these were the sons of David, besides the sons of the concubines; and Tamar was their sister.", "sna": "Ava vose vaiva vanakomana vaDhavhidhi, tisingaverengi vanakomana vake vaakaita navarongo vake. Uye Tamari aiva hanzvadzi yavo." }
669
1CH_4_1
{ "en": "The sons of Judah: Perez, Hezron, and Carmi, and Hur, and Shobal.", "sna": "Zvizvarwa zvaJudha zvaiva: Perezi, Hezironi, Karimi, Huri naShobhari." }
670
1CH_4_10
{ "en": "And Jabez called on the God of Israel, saying, Oh that thou wouldest bless me indeed, and enlarge my border, and that thy hand might be with me, and that thou wouldest keep me from evil, that it be not to my sorrow! And God granted him that which he requested.", "sna": "Jabhezi akachema kuna Mwari waIsraeri achiti, “Haiwa, dai mandiropafadza mukakurisa nyika yangu! Ruoko rwenyu ngaruve neni, rundichengete kune zvinokuvadza kuitira kuti ndisarwadziwa.” Uye Mwari akamupa zvaakakumbira." }
671
1CH_4_11
{ "en": "And Chelub the brother of Shuhah begat Mehir, who was the father of Eshton.", "sna": "Kerubhi, mununʼuna waShuha aiva baba vaMehiri uyo aiva baba vaEshitoni." }
672
1CH_4_12
{ "en": "And Eshton begat Beth-rapha, and Paseah, and Tehinnah the father of Ir-nahash. These are the men of Recah.", "sna": "Eshitoni aiva baba vaBheti Rafa, Pasea naTehina baba vaIri Nahashi. Ava ndivo vaiva varume veReka." }
673
1CH_4_13
{ "en": "And the sons of Kenaz: Othniel, and Seraiah. And the sons of Othniel: Hathath.", "sna": "Vanakomana vaKenazi vaiva: Otinieri naSeraya. Vanakomana vaOtinieri vaiva: Hatati naMeonotai." }
674
1CH_4_14
{ "en": "And Meonothai begat Ophrah: and Seraiah begat Joab the father of Ge-harashim; for they were craftsmen.", "sna": "Meonotai aiva baba vaOfira. Seraya aiva baba vaJoabhu, baba vaGe Harashimi. Vakapiwa zita iri nokuti vaiva mhizha." }
675
1CH_4_15
{ "en": "And the sons of Caleb the son of Jephunneh: Iru, Elah, and Naam; and the sons of Elah; and Kenaz.", "sna": "Vanakomana vaKarebhu mwanakomana waJefune vaiva: Iru, Era naNaami. Mwanakomana waEra ainzi Kenazi." }
676
1CH_4_16
{ "en": "And the sons of Jehallelel: Ziph, and Ziphah, Tiria, and Asarel.", "sna": "Vanakomana vaJehareri vaiva: Zifi, Zifa, Tiria naAsareri." }
677
1CH_4_17
{ "en": "And the sons of Ezrah: Jether, and Mered, and Epher, and Jalon; and she bare Miriam, and Shammai, and Ishbah the father of Eshtemoa.", "sna": "Vanakomana vaEzira vaiva: Jeteri, Meredhi, Eferi, naJaroni. Mumwe wavakadzi vaMeredhi akavaberekera Miriamu, Shamai naIshibha baba vaEshitemoa." }
678
1CH_4_18
{ "en": "And his wife the Jewess bare Jered the father of Gedor, and Heber the father of Soco, and Jekuthiel the father of Zanoah. And these are the sons of Bithiah the daughter of Pharaoh, whom Mered took.", "sna": "Ava ndivo vaiva vana vomwanasikana waFaro ainzi Bhitia akanga aroorwa naMeredhi. Mukadzi wake wechiJudha akabereka Jeredhi baba vaGedhori, Hebheri baba vaSoko, naJekutieri baba vaZanoa." }
679
1CH_4_19
{ "en": "And the sons of the wife of Hodiah, the sister of Naham, were the father of Keilah the Garmite, and Eshtemoa the Maacathite.", "sna": "Vanakomana vomukadzi waHodhia, hanzvadzi yaNahamu vaiva: baba vaKeira muGarimi naEshitemoa muMaakati." }
680
1CH_4_2
{ "en": "And Reaiah the son of Shobal begat Jahath; and Jahath begat Ahumai and Lahad. These are the families of the Zorathites.", "sna": "Reaya mwanakomana waShobhari aiva baba vaJahati, uye Jahati ari baba vaAhumai naRahadhi. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzavaZorati." }
681
1CH_4_20
{ "en": "And the sons of Shimon: Amnon, and Rinnah, Ben-hanan, and Tilon. And the sons of Ishi: Zoheth, and Ben-zoheth.", "sna": "Vanakomana vaShimoni vaiva: Amunoni, Rina, Bheni-Hanani naTironi. Zvizvarwa zvaIshi zvaiva: Zoheti naBheni-Zoheti." }
682
1CH_4_21
{ "en": "The sons of Shelah the son of Judah: Er the father of Lecah, and Laadah the father of Mareshah, and the families of the house of them that wrought fine linen, of the house of Ashbea;", "sna": "Vanakomana vaShera mwanakomana waJudha vaiva: Eri baba vaReka, Raadha baba vaMaresha nedzimba dzavairuka mucheka wakaisvonaka paBheti Ashibhea." }
683
1CH_4_22
{ "en": "and Jokim, and the men of Cozeba, and Joash, and Saraph, who had dominion in Moab, and Jashubi-lehem. And the records are ancient.", "sna": "Jokimi, varume veKozebha naJoashi naSarafi vaitonga muMoabhu naJashubhi Rehemi. (Zvinyorwa izvi ndezvakare.)" }
684
1CH_4_23
{ "en": "These were the potters, and the inhabitants of Netaim and Gederah: there they dwelt with the king for his work.", "sna": "Vaiva vaumbi vehari vaigara paNetaimi nepaGedhera; vaigarapo vachishandira mambo." }
685
1CH_4_24
{ "en": "The sons of Simeon: Nemuel, and Jamin, Jarib, Zerah, Shaul;", "sna": "Zvizvarwa zvaSimeoni zvaiva: Nemueri, Jamini, Jaribhi, Zera naShauri;" }
686
1CH_4_25
{ "en": "Shallum his son, Mibsam his son, Mishma his son.", "sna": "Sharumi aiva mwanakomana waShauri, Mibhisami ari mwanakomana wake naMishima mwanakomana wake." }
687
1CH_4_26
{ "en": "And the sons of Mishma: Hammuel his son, Zaccur his son, Shimei his son.", "sna": "Zvizvarwa zvaMishima zvaiva: Hamueri mwanakomana wake, Zakuri mwanakomana wake naShimei mwanakomana wake." }
688
1CH_4_27
{ "en": "And Shimei had sixteen sons and six daughters; but his brethren had not many children, neither did all their family multiply like to the children of Judah.", "sna": "Shimei aiva navanakomana gumi navatanhatu navanasikana vatanhatu, asi vanunʼuna vake vaiva vasina vana vakawanda; saka rudzi rwavo haruna kuwanda sokuwanda kwavanhu vavaJudha." }
689
1CH_4_28
{ "en": "And they dwelt at Beer-sheba, and Moladah, and Hazar-shual,", "sna": "Vaigara muBheerishebha Moradha, Hazari Shuari," }
690
1CH_4_29
{ "en": "and at Bilhah, and at Ezem, and at Tolad,", "sna": "Bhiriha, Ezemi, Toradhi," }
691
1CH_4_3
{ "en": "And these were the sons of the father of Etam: Jezreel, and Ishma, and Idbash; and the name of their sister was Hazzelelponi;", "sna": "Ava ndivo vaiva vanakomana vaEtami: Jezireeri, Ishima naIdhibashi. Hanzvadzi yavo yainzi Hazereriponi." }
692
1CH_4_30
{ "en": "and at Bethuel, and at Hormah, and at Ziklag,", "sna": "Bhetueri, Horima, Zikiragi," }
693
1CH_4_31
{ "en": "and at Beth-marcaboth, and Hazar-susim, and at Beth-biri, and at Shaaraim. These were their cities unto the reign of David.", "sna": "Bheti Makabhoti, Hazari Susimi, Bheti Bhiri neSharaimi. Aya ndiwo aiva maguta avo kusvikira pakutonga kwaDhavhidhi." }
694
1CH_4_32
{ "en": "And their villages were Etam, and Ain, Rimmon, and Tochen, and Ashan, five cities;", "sna": "Misha yaiva yakaapoteredza yaiva: Etami, Aini, Rimoni, Tokeni neAshani, maguta mashanu" }
695
1CH_4_33
{ "en": "and all their villages that were round about the same cities, unto Baal. These were their habitations, and they have their genealogy.", "sna": "nemisha yose yakanga yakaapoteredza kusvika kuBhaarati. Idzi ndidzo nzvimbo dzavaigara. Uye vakachengeta nhoroondo yezvizvarwa zvavo:" }
696
1CH_4_34
{ "en": "And Meshobab, and Jamlech, and Joshah the son of Amaziah,", "sna": "Meshobhabhi, Jamireki, Josha mwanakomana waAmazia," }
697
1CH_4_35
{ "en": "and Joel, and Jehu the son of Joshibiah, the son of Seraiah, the son of Asiel,", "sna": "Joere, Jehu mwanakomana waJoshibhia, mwanakomana waSeraya, mwanakomana waAsieri," }
698
1CH_4_36
{ "en": "and Elioenai, and Jaakobah, and Jeshohaiah, and Asaiah, and Adiel, and Jesimiel, and Benaiah,", "sna": "uye Erioenai, Jaakobha, Jeshohaya, Asaya, Adhieri, Jesimieri, Bhenaya," }
699
1CH_4_37
{ "en": "and Ziza the son of Shiphi, the son of Allon, the son of Jedaiah, the son of Shimri, the son of Shemaiah—", "sna": "naZiza mwanakomana waShifi, mwanakomana waAroni mwanakomana waJedhaya, mwanakomana waShimiri, mwanakomana waShemaya." }
700
1CH_4_38
{ "en": "these mentioned by name were princes in their families: and their fathers’ houses increased greatly.", "sna": "Varume vakanyorwa pamusoro namazita avo vaiva vatungamiri vedzimba dzavo. Mhuri dzavo dzakakura kwazvo" }