id
int64 1
31k
| verse_id
stringlengths 7
11
| translation
dict |
---|---|---|
701 |
1CH_4_39
|
{
"en": "And they went to the entrance of Gedor, even unto the east side of the valley, to seek pasture for their flocks.",
"sna": "uye vakaenda kumucheto kweGedhori kurutivi rwokumabvazuva nomupata vachitsvakira makwai avo mafuro."
}
|
702 |
1CH_4_4
|
{
"en": "and Penuel the father of Gedor, and Ezer the father of Hushah. These are the sons of Hur, the first-born of Ephrathah, the father of Beth-lehem.",
"sna": "Penueri aiva baba vaGedhori uye Ezeri aiva baba vaHusha. Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaHuri dangwe raEfurata baba vaBheterehema."
}
|
703 |
1CH_4_40
|
{
"en": "And they found fat pasture and good, and the land was wide, and quiet, and peaceable; for they that dwelt there aforetime were of Ham.",
"sna": "Vakawana mafuro akanaka kwazvo akapfuma, uye nyika yakanaka ine nzvimbo huru ine runyararo norugare. VaHamu ndivo vakanga vachimbogaramo kare."
}
|
704 |
1CH_4_41
|
{
"en": "And these written by name came in the days of Hezekiah king of Judah, and smote their tents, and the Meunim that were found there, and destroyed them utterly unto this day, and dwelt in their stead; because there was pasture there for their flocks.",
"sna": "Varume vane mazita akanyorwa vakauya pamazuva aHezekia mambo waJudha. Vakarwisa vaHamu mumatende avo navaMeuniwo vaivapo vakavaparadza zvachose kusvikira nhasi. Ipapo vakazogarapo munzvimbo yavo nokuti paiva namafuro amakwai avo."
}
|
705 |
1CH_4_42
|
{
"en": "And some of them, even of the sons of Simeon, five hundred men, went to mount Seir, having for their captains Pelatiah, and Neariah, and Rephaiah, and Uzziel, the sons of Ishi.",
"sna": "Uye mazana mashanu avo vaiva vaSimeoni vachitungamirirwa naPeratia, Nearia, Refaya naUzieri, vanakomana vaIshi, vakandorwisa nyika yamakomo yeSeiri."
}
|
706 |
1CH_4_43
|
{
"en": "And they smote the remnant of the Amalekites that escaped, and have dwelt there unto this day.",
"sna": "Vakauraya vaAmareki vakanga vasara avo vakanga vapunyuka, uye vakagarapo kusvikira nhasi."
}
|
707 |
1CH_4_5
|
{
"en": "And Ashhur the father of Tekoa had two wives, Helah and Naarah.",
"sna": "Ashuri baba vaTekoa vaiva navakadzi vaviri, Hera naNaara."
}
|
708 |
1CH_4_6
|
{
"en": "And Naarah bare him Ahuzzam, and Hepher, and Temeni, and Haahashtari. These were the sons of Naarah.",
"sna": "Naara akamuberekera Ahuzami, Heferi, Temeni naHaahashitari. Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaNaara."
}
|
709 |
1CH_4_7
|
{
"en": "And the sons of Helah were Zereth, Izhar, and Ethnan.",
"sna": "Vanakomana vaHera vaiva: Zareti, Zohari, Etinani"
}
|
710 |
1CH_4_8
|
{
"en": "And Hakkoz begat Anub, and Zobebah, and the families of Aharhel the son of Harum.",
"sna": "naKozi uyo aiva baba vaAnubhi naHazobhebha nevedzimba dzaAhareri mwanakomana waHaruni."
}
|
711 |
1CH_4_9
|
{
"en": "And Jabez was more honorable than his brethren: and his mother called his name Jabez, saying, Because I bare him with sorrow.",
"sna": "Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanunʼuna vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, “Ndakamubereka mukurwadziwa.”"
}
|
712 |
1CH_5_1
|
{
"en": "And the sons of Reuben the first-born of Israel (for he was the first-born; but, forasmuch as he defiled his father’s couch, his birthright was given unto the sons of Joseph the son of Israel; and the genealogy is not to be reckoned after the birthright.",
"sna": "Vanakomana vaRubheni dangwe raIsraeri. (Ndiye aiva dangwe, asi paakasvibisa nhoo yewaniso yababa vake, kodzero dzoudangwe hwake dzakapiwa kuvanakomana vaJosefa mwanakomana waIsraeri; saka haana kuzoverengerwawo munhoroondo dzamadzitateguru ake maererano nekodzero yokuberekwa kwake."
}
|
713 |
1CH_5_10
|
{
"en": "And in the days of Saul, they made war with the Hagrites, who fell by their hand; and they dwelt in their tents throughout all the land east of Gilead.",
"sna": "Panguva yokutonga kwaSauro vakarwa navaHagiri vakavakunda vakagara mumatende avaHagiri mudunhu rose rokumabvazuva eGireadhi."
}
|
714 |
1CH_5_11
|
{
"en": "And the sons of Gad dwelt over against them, in the land of Bashan unto Salecah:",
"sna": "VaGadhi vakanga vakavakidzana navo muBhashani kusvikira kuSareka:"
}
|
715 |
1CH_5_12
|
{
"en": "Joel the chief, and Shapham the second, and Janai, and Shaphat in Bashan.",
"sna": "Joere ndiye aiva ishe, Shafami ari wechipiri, kuchizotevera Janai naShafati, muBhashani."
}
|
716 |
1CH_5_13
|
{
"en": "And their brethren of their fathers’ houses: Michael, and Meshullam, and Sheba, and Jorai, and Jacan, and Zia, and Eber, seven.",
"sna": "Hama dzavo, tichiverenga mhuri dzavo, dzaiva: Mikaeri, Meshurami, Shebha, Jorai, Jakani, Zia naEbheri, vanomwe pamwe chete."
}
|
717 |
1CH_5_14
|
{
"en": "These were the sons of Abihail, the son of Huri, the son of Jaroah, the son of Gilead, the son of Michael, the son of Jeshishai, the son of Jahdo, the son of Buz;",
"sna": "Ava ndivo vaiva vanakomana vaAbhihairi mwanakomana waHuri, mwanakomana waJarowa, mwanakomana Gireadhi, mwanakomana waMikaeri, mwanakomana waJeshishai, mwanakomana waJadho, mwanakomana waBhuzi."
}
|
718 |
1CH_5_15
|
{
"en": "Ahi the son of Abdiel, the son of Guni, chief of their fathers’ houses.",
"sna": "Ahi mwanakomana waAbhidhieri, mwanakomana waGuni, ndiye aiva mukuru wemhuri yavo."
}
|
719 |
1CH_5_16
|
{
"en": "And they dwelt in Gilead in Bashan, and in its towns, and in all the suburbs of Sharon, as far as their borders.",
"sna": "VaGadhi vaigara muGireadhi, muBhashani nomumisha yaro yakaripoteredza, uye nomumafuro ose eSharoni kusvikira kwaanogumira."
}
|
720 |
1CH_5_17
|
{
"en": "All these were reckoned by genealogies in the days of Jotham king of Judah, and in the days of Jeroboam king of Israel.",
"sna": "Iva vose vakanyorwa munhoroondo dzamadzitateguru avo munguva yokutonga kwaJotamu mambo weJudha naJerobhoamu mambo weIsraeri."
}
|
721 |
1CH_5_18
|
{
"en": "The sons of Reuben, and the Gadites, and the half-tribe of Manasseh, of valiant men, men able to bear buckler and sword, and to shoot with bow, and skilful in war, were forty and four thousand seven hundred and threescore, that were able to go forth to war.",
"sna": "VaRubheni, vaGadhi nehafu yorudzi rwaManase vaiva navarume zviuru makumi mana nezvina namazana manomwe namakumi matanhatu vakanga vakagadzirira kundorwa, varume vakasimba vaigona kushandisa nhoo nomunondo, uye vaigona kushandisa uta, uye vakanga vakadzidziswa kurwa."
}
|
722 |
1CH_5_19
|
{
"en": "And they made war with the Hagrites, with Jetur, and Naphish, and Nodab.",
"sna": "Vakarwa navaHagiri, vaJeturi, vaNafishi navaNodhabhi."
}
|
723 |
1CH_5_2
|
{
"en": "For Judah prevailed above his brethren, and of him came the prince; but the birthright was Joseph’s),",
"sna": "Uye kunyange zvazvo Judha aiva akasimba kwazvo kupfuura vana vababa vake vose, uye kunyange zvazvo mutongi akazobuda maari, kodzero youdangwe yaiva yaJosefa.)"
}
|
724 |
1CH_5_20
|
{
"en": "And they were helped against them, and the Hagrites were delivered into their hand, and all that were with them; for they cried to God in the battle, and he was entreated of them, because they put their trust in him.",
"sna": "Vakabatsirwa pakurwa navo, uye Mwari akaisa vaHagiri, navose vaiva kurutivi rwavo, mumaoko avo, nokuti vakanga vachema kwaari vari pakurwa. Akapindura minyengetero yavo nokuti vakavimba naye."
}
|
725 |
1CH_5_21
|
{
"en": "And they took away their cattle; of their camels fifty thousand, and of sheep two hundred and fifty thousand, and of asses two thousand, and of men a hundred thousand.",
"sna": "Vakapamba zvipfuwo zvavaHagiri zvaiti: zviuru makumi mashanu zvengamera, zviuru mazana maviri ane makumi mashanu zvamakwai nezviuru zviviri zvembongoro. Vakatapawo zviuru zana zvavanhu,"
}
|
726 |
1CH_5_22
|
{
"en": "For there fell many slain, because the war was of God. And they dwelt in their stead until the captivity.",
"sna": "uye vamwe vazhinji vakaurayiwa nokuti kurwa uku kwaiva kwaMwari. Uye vakagara munyika iyoyi kusvikira pakutapwa."
}
|
727 |
1CH_5_23
|
{
"en": "And the children of the half-tribe of Manasseh dwelt in the land: they increased from Bashan unto Baal-hermon and Senir and mount Hermon.",
"sna": "Vanhu vehafu yorudzi rwaManase vaiva vazhinji kwazvo vakagara munyika yaibva kuBhashani ichisvika kuBhari Hemoni ndiko kuSeniri (Gomo reHemoni)."
}
|
728 |
1CH_5_24
|
{
"en": "And these were the heads of their fathers’ houses: even Epher, and Ishi, and Eliel, and Azriel, and Jeremiah, and Hodaviah, and Jahdiel, mighty men of valor, famous men, heads of their fathers’ houses.",
"sna": "Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzavo: Eferi, Ishi, Erieri, Azireri, Jeremia, Hodhavhia naJadhieri. Ava vaiva varwi vakashinga, varume vembiri uye vari vakuru vedzimba dzavo."
}
|
729 |
1CH_5_25
|
{
"en": "And they trespassed against the God of their fathers, and played the harlot after the gods of the peoples of the land, whom God destroyed before them.",
"sna": "Asi vakanga vasina kutendeka kuna Mwari wamadzibaba avo, vakaita ufeve hwokunamata vamwari vavanhu venyika iyi avo vakanga vaparadzwa naMwari pamberi pavo."
}
|
730 |
1CH_5_26
|
{
"en": "And the God of Israel stirred up the spirit of Pul king of Assyria, and the spirit of Tilgath-pilneser king of Assyria, and he carried them away, even the Reubenites, and the Gadites, and the half-tribe of Manasseh, and brought them unto Halah, and Habor, and Hara, and to the river of Gozan, unto this day.",
"sna": "Saka Mwari waIsraeri akamutsa mweya waPuri mambo weAsiria iwo mweya waTigirati-Pireseri mambo weAsiria, akatapa vaRubheni, vaGadhi nehafu yorudzi rwaManase. Akavatora akandovaisa kuHarahi, Habhori, Hara nokurwizi Gozani uko kwavari kusvikira zuva ranhasi."
}
|
731 |
1CH_5_3
|
{
"en": "the sons of Reuben the first-born of Israel: Hanoch, and Pallu, Hezron, and Carmi.",
"sna": "Vanakomana vaRubheni dangwe raIsraeri vaiva: Hanoki, Paru, Hezironi naKarimi."
}
|
732 |
1CH_5_4
|
{
"en": "The sons of Joel: Shemaiah his son, Gog his son, Shimei his son,",
"sna": "Zvizvarwa zvaJoere zvaiva: Shemaya mwanakomana wake, Gogi mwanakomana wake, Shimei mwanakomana wake,"
}
|
733 |
1CH_5_5
|
{
"en": "Micah his son, Reaiah his son, Baal his son,",
"sna": "Mika mwanakomana wake, Reaya mwanakomana wake, naBhaari mwanakomana wake."
}
|
734 |
1CH_5_6
|
{
"en": "Beerah his son, whom Tilgath-pilneser king of Assyria carried away captive: he was prince of the Reubenites.",
"sna": "Uye naBheera mwanakomana wake uyo akatorwa akaiswa muutapwa naTigirati-Pireseri mambo weAsiria. Bheera akanga ari mutungamiri wavaRubheni."
}
|
735 |
1CH_5_7
|
{
"en": "And his brethren by their families, when the genealogy of their generations was reckoned: the chief, Jeiel, and Zechariah,",
"sna": "Hama dzavo nedzimba dzavo dzakanyorwa munhoroondo dzamadzitateguru avo dzaiva: Jeyeri aiva Ishe, naZekaria uye"
}
|
736 |
1CH_5_8
|
{
"en": "and Bela the son of Azaz, the son of Shema, the son of Joel, who dwelt in Aroer, even unto Nebo and Baal-meon:",
"sna": "Bhera mwanakomana waAzazi, mwanakomana waShema, mwanakomana waJoere. Vakagara munzvimbo yaibva kuAroeri kusvikira kuNebho neBhaari Meoni."
}
|
737 |
1CH_5_9
|
{
"en": "and eastward he dwelt even unto the entrance of the wilderness from the river Euphrates, because their cattle were multiplied in the land of Gilead.",
"sna": "Kumabvazuva vakatora nyika kusvikira pamuganhu wegwenga rinosvika kuRwizi Yufuratesi nokuti zvipfuwo zvavo zvakanga zvawanda muGireadhi."
}
|
738 |
1CH_6_1
|
{
"en": "The sons of Levi: Gershon, Kohath, and Merari.",
"sna": "Vanakomana vaRevhi vaiva Gerishoni, Kohati naMerari."
}
|
739 |
1CH_6_10
|
{
"en": "and Johanan begat Azariah (he it is that executed the priest’s office in the house that Solomon built in Jerusalem),",
"sna": "Johanani baba vaAzaria. (Ndiye aibata basa somuprista mutemberi yakavakwa naSoromoni muJerusarema.)"
}
|
740 |
1CH_6_11
|
{
"en": "and Azariah begat Amariah, and Amariah begat Ahitub,",
"sna": "Azaria baba vaAmaria, Amaria baba vaAhitubhi."
}
|
741 |
1CH_6_12
|
{
"en": "and Ahitub begat Zadok, and Zadok begat Shallum,",
"sna": "Ahitubhi baba vaZadhoki, Zadhoki baba vaSharumi,"
}
|
742 |
1CH_6_13
|
{
"en": "and Shallum begat Hilkiah, and Hilkiah begat Azariah,",
"sna": "Sharumi baba vaHirikia, Hirikia baba vaAzaria,"
}
|
743 |
1CH_6_14
|
{
"en": "and Azariah begat Seraiah, and Seraiah begat Jehozadak;",
"sna": "Azaria baba vaSeraya uye Seraya baba vaJehozadhaki."
}
|
744 |
1CH_6_15
|
{
"en": "And Jehozadak went into captivity , when Jehovah carried away Judah and Jerusalem by the hand of Nebuchadnezzar.",
"sna": "(Jehozadhaki akadzingwa Jehovha paakaendesa Judha neJerusarema kuutapwa noruoko rwaNebhukadhinezari.)"
}
|
745 |
1CH_6_16
|
{
"en": "The sons of Levi: Gershom, Kohath, and Merari.",
"sna": "Vanakomana vaRevhi vaiva: Gerishoni, Kohati naMerari."
}
|
746 |
1CH_6_17
|
{
"en": "And these are the names of the sons of Gershom: Libni and Shimei.",
"sna": "Aya ndiwo mazita avanakomana vaGerishoni: Ribhini naShimei."
}
|
747 |
1CH_6_18
|
{
"en": "And the sons of Kohath were Amram, and Izhar, and Hebron, and Uzziel.",
"sna": "Vanakomana vaKohati vaiva: Amiramu, Izhari, Hebhuroni naUzieri."
}
|
748 |
1CH_6_19
|
{
"en": "The sons of Merari: Mahli and Mushi. And these are the families of the Levites according to their fathers’ houses .",
"sna": "Vanakomana vaMerari vaiva: Mairi naMushi. Idzi ndidzo dzimba dzavaRevhi dzakanyorwa maererano namazita amadzibaba avo:"
}
|
749 |
1CH_6_2
|
{
"en": "And the sons of Kohath: Amram, Izhar, and Hebron, and Uzziel.",
"sna": "Vanakomana vaKohati vaiva: Amiramu, Izhari, Hebhuroni naUzieri."
}
|
750 |
1CH_6_20
|
{
"en": "Of Gershom: Libni his son, Jahath his son, Zimmah his son,",
"sna": "VaGerishoni: Ribhini mwanakomana wake, Jehati mwanakomana wake naZima mwanakomana wake,"
}
|
751 |
1CH_6_21
|
{
"en": "Joah his son, Iddo his son, Zerah his son, Jeatherai his son.",
"sna": "Joa mwanakomana wake Idho mwanakomana wake, Zera mwanakomana wake naJeaterai mwanakomana wake."
}
|
752 |
1CH_6_22
|
{
"en": "The sons of Kohath: Amminadab his son, Korah his son, Assir his son,",
"sna": "Zvizvarwa zvaKohati zvaiva: Aminadhabhi mwanakomana wake, Kora mwanakomana wake, Asiri mwanakomana wake,"
}
|
753 |
1CH_6_23
|
{
"en": "Elkanah his son, and Ebiasaph his son, and Assir his son,",
"sna": "Erikana mwanakomana wake, naEbhiasafi mwanakomana wake, Asiri mwanakomana wake,"
}
|
754 |
1CH_6_24
|
{
"en": "Tahath his son, Uriel his son, Uzziah his son, and Shaul his son.",
"sna": "naTahati mwanakomana wake, Urieri mwanakomana wake, Uzia mwanakomana wake naShauri mwanakomana wake."
}
|
755 |
1CH_6_25
|
{
"en": "And the sons of Elkanah: Amasai, and Ahimoth.",
"sna": "Zvizvarwa zvaErikana zvaiva: Amasai, Ahimoti,"
}
|
756 |
1CH_6_26
|
{
"en": "As for Elkanah, the sons of Elkanah: Zophai his son, and Nahath his son,",
"sna": "Erikana mwanakomana wake, Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,"
}
|
757 |
1CH_6_27
|
{
"en": "Eliab his son, Jeroham his son, Elkanah his son.",
"sna": "naEriabhi mwanakomana wake, Jerohamu mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake, naSamueri mwanakomana wake,"
}
|
758 |
1CH_6_28
|
{
"en": "And the sons of Samuel: the first-born, Joel , and the second Abijah.",
"sna": "Vanakomana vaSamueri vaiva: Joere dangwe rake naAbhija mwanakomana wake wechipiri."
}
|
759 |
1CH_6_29
|
{
"en": "The sons of Merari: Mahli, Libni his son, Shimei his son, Uzzah his son,",
"sna": "Zvizvarwa zvaMerari zvaiva: Mari, Ribhini mwanakomana wake, Shimei mwanakomana wake, Uza mwanakomana wake,"
}
|
760 |
1CH_6_3
|
{
"en": "And the children of Amram: Aaron, and Moses, and Miriam. And the sons of Aaron: Nadab, and Abihu, Eleazar, and Ithamar.",
"sna": "Vana vaAmiramu vaiva: Aroni, Mozisi naMiriamu. Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naItamari."
}
|
761 |
1CH_6_30
|
{
"en": "Shimea his son, Haggiah his son, Asaiah his son.",
"sna": "Shimea mwanakomana wake, Hagia mwanakomana wake naAsaya mwanakomana wake."
}
|
762 |
1CH_6_31
|
{
"en": "And these are they whom David set over the service of song in the house of Jehovah, after that the ark had rest.",
"sna": "Ava ndivo varume vakagadzwa naDhavhidhi kuti vafambise basa rokuimba muimba yaJehovha mushure mokunge areka yawana pokuzorora imomo."
}
|
763 |
1CH_6_32
|
{
"en": "And they ministered with song before the tabernacle of the tent of meeting, until Solomon had built the house of Jehovah in Jerusalem: and they waited on their office according to their order.",
"sna": "Vaishumira uye vaiimba pamberi petabhenakeri, muTende Rokusangana, kusvikira Soromoni avaka temberi yaJehovha muJerusarema. Vaibata basa ravo maererano nemitemo yavakanga vakadzikirwa."
}
|
764 |
1CH_6_33
|
{
"en": "And these are they that waited, and their sons. Of the sons of the Kohathites: Heman the singer, the son of Joel, the son of Samuel,",
"sna": "Ava ndivo varume vaibata basa pamwe chete navanakomana vavo: kubva kuvaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoere, mwanakomana waSamueri,"
}
|
765 |
1CH_6_34
|
{
"en": "the son of Elkanah, the son of Jeroham, the son of Eliel, the son of Toah,",
"sna": "mwanakomana waErikana, mwanakomana waJerohamu, mwanakomana waErieri, mwanakomana waToa,"
}
|
766 |
1CH_6_35
|
{
"en": "the son of Zuph, the son of Elkanah, the son of Mahath, the son of Amasai,",
"sna": "mwanakomana waZufi, mwanakomana waErikana, mwanakomana waMahati, mwanakomana waAmasai,"
}
|
767 |
1CH_6_36
|
{
"en": "the son of Elkanah, the son of Joel, the son of Azariah, the son of Zephaniah,",
"sna": "mwanakomana waErikana, mwanakomana waJoere, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waZefania,"
}
|
768 |
1CH_6_37
|
{
"en": "the son of Tahath, the son of Assir, the son of Ebiasaph, the son of Korah,",
"sna": "mwanakomana waTahati, mwanakomana waAsiri, mwanakomana waEbhiasafi; mwanakomana waKora,"
}
|
769 |
1CH_6_38
|
{
"en": "the son of Izhar, the son of Kohath, the son of Levi, the son of Israel.",
"sna": "mwanakomana waIzhari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi mwanakomana waIsraeri."
}
|
770 |
1CH_6_39
|
{
"en": "And his brother Asaph, who stood on his right hand, even Asaph the son of Berechiah, the son of Shimea,",
"sna": "Uye mubatsiri waHemani pabasa ainzi Asafi akanga amire kurudyi rwake: Asafi mwanakomana waBherekia mwanakomana waShimea,"
}
|
771 |
1CH_6_4
|
{
"en": "Eleazar begat Phinehas, Phinehas begat Abishua,",
"sna": "Ereazari aiva baba vaFinehasi, Finehasi baba vaAbhishua,"
}
|
772 |
1CH_6_40
|
{
"en": "the son of Michael, the son of Baaseiah, the son of Malchijah,",
"sna": "mwanakomana waMikaeri, mwanakomana Bhaaseya, mwanakomana waMarikia,"
}
|
773 |
1CH_6_41
|
{
"en": "the son of Ethni, the son of Zerah, the son of Adaiah,",
"sna": "mwanakomana waEtini, mwanakomana waZera, mwanakomana waAdhaya,"
}
|
774 |
1CH_6_42
|
{
"en": "the son of Ethan, the son of Zimmah, the son of Shimei,",
"sna": "mwanakomana waEtani, mwanakomana waZima, mwanakomana waShimei,"
}
|
775 |
1CH_6_43
|
{
"en": "the son of Jahath, the son of Gershom, the son of Levi.",
"sna": "mwanakomana waJahati, mwanakomana waGerishoni, mwanakomana waRevhi;"
}
|
776 |
1CH_6_44
|
{
"en": "And on the left hand their brethren the sons of Merari: Ethan the son of Kishi, the son of Abdi, the son of Malluch,",
"sna": "uye kubva kuvabatsiri vavo, vaMerari, kuruboshwe rwake, vaiva: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki,"
}
|
777 |
1CH_6_45
|
{
"en": "the son of Hashabiah, the son of Amaziah, the son of Hilkiah,",
"sna": "mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waAmazia, mwanakomana waHirikia,"
}
|
778 |
1CH_6_46
|
{
"en": "the son of Amzi, the son of Bani, the son of Shemer,",
"sna": "mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waBhani, mwanakomana waShemeri,"
}
|
779 |
1CH_6_47
|
{
"en": "the son of Mahli, the son of Mushi, the son of Merari, the son of Levi.",
"sna": "mwanakomana waMari, mwanakomana waMushi, mwanakomana waMerari, mwanakomana waRevhi."
}
|
780 |
1CH_6_48
|
{
"en": "And their brethren the Levites were appointed for all the service of the tabernacle of the house of God.",
"sna": "Vamwe vavo vaRevhi vakapiwa mamwe mabasa ose omutabhenakeri, imba yaMwari."
}
|
781 |
1CH_6_49
|
{
"en": "But Aaron and his sons offered upon the altar of burnt-offering, and upon the altar of incense, for all the work of the most holy place, and to make atonement for Israel, according to all that Moses the servant of God had commanded.",
"sna": "Asi Aroni nezvizvarwa zvake ndivo vaiisa zvipiriso paaritari yezvipiriso zvinopiswa uye nepaaritari yezvinonhuhwira maererano nezvose zvaiitwa paNzvimbo Tsvene-tsvene, vachiyananisira Israeri maererano nezvose zvakanga zvarayirwa Mozisi muranda waMwari."
}
|
782 |
1CH_6_5
|
{
"en": "and Abishua begat Bukki, and Bukki begat Uzzi,",
"sna": "Abhishua baba vaBhuki, Bhuki baba vaUzi,"
}
|
783 |
1CH_6_50
|
{
"en": "And these are the sons of Aaron: Eleazar his son, Phinehas his son, Abishua his son,",
"sna": "Izvi ndizvo zvizvarwa zvaAroni: Ereazari mwanakomana wake, Finehasi mwanakomana wake, Abhishua mwanakomana wake"
}
|
784 |
1CH_6_51
|
{
"en": "Bukki his son, Uzzi his son, Zerahiah his son,",
"sna": "Bhuki mwanakomana wake, Uzi mwanakomana wake naZerahia mwanakomana wake,"
}
|
785 |
1CH_6_52
|
{
"en": "Meraioth his son, Amariah his son, Ahitub his son,",
"sna": "Merayoti mwanakomana wake, Amaria mwanakomana wake, Ahitubhi mwanakomana wake,"
}
|
786 |
1CH_6_53
|
{
"en": "Zadok his son, Ahimaaz his son.",
"sna": "Zadhoki mwanakomana wake naAhimaazi mwanakomana wake."
}
|
787 |
1CH_6_54
|
{
"en": "Now these are their dwelling-places according to their encampments in their borders: to the sons of Aaron, of the families of the Kohathites (for theirs was the first lot),",
"sna": "Idzi ndidzo dzakanga dziri nzvimbo dzavo dzavakagoverwa dzokugara senyika yavo (dzakapiwa kuzvizvarwa zvaAroni, avo vaibva kuimba yaKohati, nokuti mugove wokutanga wakanga uri wavo)."
}
|
788 |
1CH_6_55
|
{
"en": "to them they gave Hebron in the land of Judah, and the suburbs thereof round about it;",
"sna": "Vakapiwa Hebhuroni iri muJudha namafuro ose akaipoteredza."
}
|
789 |
1CH_6_56
|
{
"en": "but the fields of the city, and the villages thereof, they gave to Caleb the son of Jephunneh.",
"sna": "Asi minda nemisha yose yakapoteredza guta iri yakapiwa kuna Karebhu mwanakomana waJefune."
}
|
790 |
1CH_6_57
|
{
"en": "And to the sons of Aaron they gave the cities of refuge, Hebron; Libnah also with its suburbs, and Jattir, and Eshtemoa with its suburbs,",
"sna": "Saka zvizvarwa zvaAroni zvakapiwa Hebhuroni (Guta routiziro) uye Ribhina, Jatiri, Eshitemoa,"
}
|
791 |
1CH_6_58
|
{
"en": "and Hilen with its suburbs, Debir with its suburbs,",
"sna": "Hireni, Dhebhiri,"
}
|
792 |
1CH_6_59
|
{
"en": "and Ashan with its suburbs, and Beth-shemesh with its suburbs;",
"sna": "Ashani, Juta, Bheti Shemeshi pamwe chete namafuro awo."
}
|
793 |
1CH_6_6
|
{
"en": "and Uzzi begat Zerahiah, and Zerahiah begat Meraioth,",
"sna": "Uzi baba vaZerahia, Zerahia baba vaMerayoti,"
}
|
794 |
1CH_6_60
|
{
"en": "and out of the tribe of Benjamin, Geba with its suburbs, and Allemeth with its suburbs, and Anathoth with its suburbs. All their cities throughout their families were thirteen cities.",
"sna": "Uye kubva kurudzi rwaBhenjamini vakapiwa Gibheoni, Gebha Aremeti neAnatoti pamwe chete namafuro awo. Maguta aya, akagoverwa pakati pedzimba dzavaKohati akanga ari gumi namatatu pamwe chete."
}
|
795 |
1CH_6_61
|
{
"en": "And unto the rest of the sons of Kohath were given by lot, out of the family of the tribe, out of the half-tribe, the half of Manasseh, ten cities.",
"sna": "Zvimwe zvizvarwa zvaKohati zvakagoverwa maguta gumi kubva kudzimba dzorudzi rwehafu rwaManase."
}
|
796 |
1CH_6_62
|
{
"en": "And to the sons of Gershom, according to their families, out of the tribe of Issachar, and out of the tribe of Asher, and out of the tribe of Naphtali, and out of the tribe of Manasseh in Bashan, thirteen cities.",
"sna": "Zvizvarwa zvaGerishoni mhuri nemhuri zvakagoverwawo maguta gumi namatatu kubva kumarudzi aIsakari, Asheri naNafutari uye nokubva kuchikamu chorudzi rwaManase chiri muBhashani."
}
|
797 |
1CH_6_63
|
{
"en": "Unto the sons of Merari were given by lot, according to their families, out of the tribe of Reuben, and out of the tribe of Gad, and out of the tribe of Zebulun, twelve cities.",
"sna": "Zvizvarwa zvaMerari, mhuri nemhuri zvakagoverwa maguta gumi namaviri kubva kumarudzi aRubheni, Gadhi naZebhuruni."
}
|
798 |
1CH_6_64
|
{
"en": "And the children of Israel gave to the Levites the cities with their suburbs.",
"sna": "Saka vaIsraeri vakapa vaRevhi maguta aya namafuro awo."
}
|
799 |
1CH_6_65
|
{
"en": "And they gave by lot out of the tribe of the children of Judah, and out of the tribe of the children of Simeon, and out of the tribe of the children of Benjamin, these cities which are mentioned by name.",
"sna": "Kubva kurudzi rwaJudha, rwaSimeoni norwaBhenjamini vakagoverwa maguta ayo akanga arehwa namazita."
}
|
800 |
1CH_6_66
|
{
"en": "And some of the families of the sons of Kohath had cities of their borders out of the tribe of Ephraim.",
"sna": "Vamwe vedzimba dzaKohati vakapiwa kuti ive nyika yavo, maguta kubva kurudzi rwaEfuremu."
}
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.