id
int64 1
31k
| verse_id
stringlengths 7
11
| translation
dict |
---|---|---|
201 |
1CH_16_6
|
{
"en": "and Benaiah and Jahaziel the priests with trumpets continually, before the ark of the covenant of God.",
"sna": "uye Bhenaya naJahazieri vaprista vaizoridza hwamanda nguva dzose pamberi peareka yesungano yaMwari."
}
|
202 |
1CH_16_7
|
{
"en": "Then on that day did David first ordain to give thanks unto Jehovah, by the hand of Asaph and his brethren.",
"sna": "Zuva iroro Dhavhidhi akapa kwokutanga Asafi navamwe vake pisarema iri rokuvonga Jehovha:"
}
|
203 |
1CH_16_8
|
{
"en": "O give thanks unto Jehovah, call upon his name; Make known his doings among the peoples.",
"sna": "Vongai Jehovha, danai kuzita rake; zivisai pakati pendudzi dzose zvaakaita."
}
|
204 |
1CH_16_9
|
{
"en": "Sing unto him, sing praises unto him; Talk ye of all his marvellous works.",
"sna": "Muimbirei, muimbirei nziyo dzokurumbidza; taurai zvose zvamabasa ake anoshamisa."
}
|
205 |
1CH_17_1
|
{
"en": "And it came to pass, when David dwelt in his house, that David said to Nathan the prophet, Lo, I dwell in a house of cedar, but the ark of the covenant of Jehovah dwelleth under curtains.",
"sna": "Shure kwokunge Dhavhidhi agara mumuzinda wake akati kuna Natani muprofita, “Ndiri pano zvangu ndigere mumuzinda womusidhari, asi areka yesungano yaJehovha iri pasi peTende.”"
}
|
206 |
1CH_17_10
|
{
"en": "and as from the day that I commanded judges to be over my people Israel; and I will subdue all thine enemies. Moreover I tell thee that Jehovah will build thee a house.",
"sna": "uye sezvavakaita kubvira panguva yandakagadza vatungamiri vavanhu vangu Israeri. Ndichakundawo vavengi venyu vose. “ ‘Ndinokuudza kuti Jehovha achakuvakira imba:"
}
|
207 |
1CH_17_11
|
{
"en": "And it shall come to pass, when thy days are fulfilled that thou must go to be with thy fathers, that I will set up thy seed after thee, who shall be of thy sons; and I will establish his kingdom.",
"sna": "Kana mazuva ako akwana uye pauchaenda kundova namadzibaba ako, ndichasimudza mwana wako achakutevera paumambo, mumwe wavanakomana vako pachako uye ndichasimbisa umambo hwake."
}
|
208 |
1CH_17_12
|
{
"en": "He shall build me a house, and I will establish his throne for ever.",
"sna": "Iyeye ndiye achandivakira imba, uye ndichasimbisa chigaro chake choumambo nokusingaperi."
}
|
209 |
1CH_17_13
|
{
"en": "I will be his father, and he shall be my son: and I will not take my lovingkindness away from him, as I took it from him that was before thee;",
"sna": "Ndichava baba vake uye iye achava mwanakomana wangu. Handizobvisi rudo rwangu kwaari zvakare sokurubvisa kwandakaita kune akakutangira."
}
|
210 |
1CH_17_14
|
{
"en": "but I will settle him in my house and in my kingdom for ever; and his throne shall be established for ever.",
"sna": "Ndichamugadza kuti atonge imba yangu noumambo hwangu nokusingaperi; chigaro chake chichasimbiswa nokusingaperi.’ ”"
}
|
211 |
1CH_17_15
|
{
"en": "According to all these words, and according to all this vision, so did Nathan speak unto David.",
"sna": "Natani akandotaura kuna Dhavhidhi mashoko ose echiratidzo chose ichi."
}
|
212 |
1CH_17_16
|
{
"en": "Then David the king went in, and sat before Jehovah; and he said, Who am I, O Jehovah God, and what is my house, that thou hast brought me thus far?",
"sna": "Ipapo mambo Dhavhidhi akapinda akagara pamberi paMwari akati: “Ndini aniko, nhai Jehovha Mwari, uye mhuri yangu chiiko, kuti mandisvitsawo pano?"
}
|
213 |
1CH_17_17
|
{
"en": "And this was a small thing in thine eyes, O God; but thou hast spoken of thy servant’s house for a great while to come, and hast regarded me according to the estate of a man of high degree, O Jehovah God.",
"sna": "Uye sokuti izvi hazvina kukwana pamberi penyu, haiwa Mwari, mataurazve nezveramangwana reimba yomuranda wenyu. Mandiona sokunge ndini ndinokudzwa kupinda vanhu vose, imi Jehovha Mwari."
}
|
214 |
1CH_17_18
|
{
"en": "What can David say yet more unto thee concerning the honor which is done to thy servant? for thou knowest thy servant.",
"sna": "“Chiizve chimwe chingataurwa naDhavhidhi kwamuri nokuda kwokuti maremekedza muranda wenyu kudai? Nokuti munoziva muranda wenyu,"
}
|
215 |
1CH_17_19
|
{
"en": "O Jehovah, for thy servant’s sake, and according to thine own heart, hast thou wrought all this greatness, to make known all these great things.",
"sna": "imi Jehovha, nokuda kwomuranda wenyu uye maererano nokuda kwenyu maita chinhu chikuru ichi mukaita kuti zvivimbiso izvi zvikuru zviziviswe."
}
|
216 |
1CH_17_2
|
{
"en": "And Nathan said unto David, Do all that is in thy heart; for God is with thee.",
"sna": "Natani akapindura kuna Dhavhidhi akati, “Zvose zvamunazvo mupfungwa itai nokuti Mwari anemi.”"
}
|
217 |
1CH_17_20
|
{
"en": "O Jehovah, there is none like thee, neither is there any God besides thee, according to all that we have heard with our ears.",
"sna": "“Hakuna mumwe akaita semi, imi Jehovha, uye hakuna Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa nenzeve dzedu pachedu."
}
|
218 |
1CH_17_21
|
{
"en": "And what one nation in the earth is like thy people Israel, whom God went to redeem unto himself for a people, to make thee a name by great and terrible things, in driving out nations from before thy people, whom thou redeemedst out of Egypt?",
"sna": "Uye ndiani akaita savanhu venyu Israeri, rudzi rumwe chete panyika runa Mwari warwo akaenda kundozvidzikinurira vanhu, kuti azviitire zita, uye kuti aite zvishamiso zvikuru zvinotyisa, nokudzinga ndudzi kubva pamberi pavanhu venyu vamakadzikinura kubva kuIjipiti?"
}
|
219 |
1CH_17_22
|
{
"en": "For thy people Israel didst thou make thine own people for ever; and thou, Jehovah, becamest their God.",
"sna": "Makazvigadzirira vanhu venyu Israeri kuti vave venyu pachenyu nokusingaperi, uye imi, imi Jehovha, mava Mwari wavo."
}
|
220 |
1CH_17_23
|
{
"en": "And now, O Jehovah, let the word that thou hast spoken concerning thy servant, and concerning his house, be established for ever, and do as thou hast spoken.",
"sna": "“Uye zvino, Jehovha, itai kuti chivimbiso chamaita kumuranda wenyu neimba yake chisimbiswe nokusingaperi. Itai sezvamakavimbisa,"
}
|
221 |
1CH_17_24
|
{
"en": "And let thy name be established and magnified for ever, saying, Jehovah of hosts is the God of Israel, even a God to Israel: and the house of David thy servant is established before thee.",
"sna": "kuitira kuti chisimbiswe uye kuti zita renyu rive guru nokusingaperi. Ipapo vanhu vachati, ‘Jehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ndiye Mwari waIsraeri.’ Uye imba yomuranda wenyu Dhavhidhi ichasimbiswa pamberi penyu."
}
|
222 |
1CH_17_25
|
{
"en": "For thou, O my God, hast revealed to thy servant that thou wilt build him a house: therefore hath thy servant found in his heart to pray before thee.",
"sna": "“Imi Mwari wangu, mazivisa muranda wenyu kuti muchamuvakira imba. Saka muranda wenyu atsunga kuti anyengetere kwamuri."
}
|
223 |
1CH_17_26
|
{
"en": "And now, O Jehovah, thou art God, and hast promised this good thing unto thy servant:",
"sna": "Haiwa Jehovha, muri Mwari! Mavimbisawo zvinhu izvi zvakanaka kumuranda wenyu."
}
|
224 |
1CH_17_27
|
{
"en": "and now it hath pleased thee to bless the house of thy servant, that it may continue for ever before thee: for thou, O Jehovah, hast blessed, and it is blessed for ever.",
"sna": "Zvino makafadzwa kuti muropafadze imba yomuranda wenyu kuti ienderere mberi nokusingaperi pamberi penyu, nokuti imi, imi Jehovha, mairopafadza uye ichava yakaropafadzwa nokusingaperi.”"
}
|
225 |
1CH_17_3
|
{
"en": "And it came to pass the same night, that the word of God came to Nathan, saying,",
"sna": "Usiku ihwohwo shoko raMwari rakasvika kuna Natani richiti:"
}
|
226 |
1CH_17_4
|
{
"en": "Go and tell David my servant, Thus saith Jehovah, Thou shalt not build me a house to dwell in:",
"sna": "“Enda unotaurira muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Hausiwe uchandivakira imba yokugara."
}
|
227 |
1CH_17_5
|
{
"en": "for I have not dwelt in a house since the day that I brought up Israel, unto this day, but have gone from tent to tent, and from one tabernacle to another .",
"sna": "Handina kumbogara mumba kubvira zuva randakaburitsa Israeri kubva muIjipiti kusvikira zuva ranhasi. Ndaifamba kubva mutende ndichienda mune rimwe, kubva pane imwe nzvimbo yokugara ndichienda pane imwe."
}
|
228 |
1CH_17_6
|
{
"en": "In all places wherein I have walked with all Israel, spake I a word with any of the judges of Israel, whom I commanded to be shepherd of my people, saying, Why have ye not built me a house of cedar?",
"sna": "Kwose kwose kwandakafamba navaIsraeri vose, ndakamboti here kuno mumwe zvake wavatungamiri vavo, wandairayira kuti afudze vanhu vangu, “Seiko usina kundivakira imba yomusidhari?” ’"
}
|
229 |
1CH_17_7
|
{
"en": "Now therefore thus shalt thou say unto my servant David, Thus saith Jehovah of hosts, I took thee from the sheepcote, from following the sheep, that thou shouldest be prince over my people Israel:",
"sna": "“Zvino naizvozvo udza muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: Ndakakutora kubva kumafuro kwawakanga uchifudza makwai, kuti uve mutongi wavanhu vangu Israeri."
}
|
230 |
1CH_17_8
|
{
"en": "and I have been with thee whithersoever thou hast gone, and have cut off all thine enemies from before thee; and I will make thee a name, like unto the name of the great ones that are in the earth.",
"sna": "Ndakanga ndinewe kwose kwawaienda uye ndakauraya vavengi vako vose pamberi pako. Zvino ndichaita kuti zita rako rive samazita avarume vakuru kwazvo panyika."
}
|
231 |
1CH_17_9
|
{
"en": "And I will appoint a place for my people Israel, and will plant them, that they may dwell in their own place, and be moved no more; neither shall the children of wickedness waste them any more, as at the first,",
"sna": "Uye ndichapa nzvimbo kuvanhu vangu Israeri uye ndichavadyara kuti vave nomusha wavo pachavo uye kuti vasazokanganiswa. Vanhu vakaipa havangazovadzvinyiriri zvakare sezvavakavaita pakutanga"
}
|
232 |
1CH_18_1
|
{
"en": "And after this it came to pass, that David smote the Philistines, and subdued them, and took Gath and its towns out of the hand of the Philistines.",
"sna": "Nokufamba kwenguva, Dhavhidhi akakunda vaFiristia akavaisa pasi pake, uye akavatorera Gati nemisha yakaripoteredza kuti ribve pasi poruoko rwavaFiristia."
}
|
233 |
1CH_18_10
|
{
"en": "he sent Hadoram his son to king David, to salute him, and to bless him, because he had fought against Hadarezer and smitten him (for Hadarezer had wars with Tou); and he had with him all manner of vessels of gold and silver and brass.",
"sna": "akatuma mwanakomana wake Hadhoramu akauya nezvinhu zvamarudzi ose zvegoridhe nesirivha nendarira."
}
|
234 |
1CH_18_11
|
{
"en": "These also did king David dedicate unto Jehovah, with the silver and the gold that he carried away from all the nations; from Edom, and from Moab, and from the children of Ammon, and from the Philistines, and from Amalek.",
"sna": "Mambo Dhavhidhi akakumikidza zvipo izvi kuna Jehovha sezvaakanga aita nesirivha negoridhe, zvaakanga atora kubva kundudzi idzi dzose dzaiti: Edhomu, Moabhu, vaAmoni, vaFiristia neAmareki."
}
|
235 |
1CH_18_12
|
{
"en": "Moreover Abishai the son of Zeruiah smote of the Edomites in the Valley of Salt eighteen thousand.",
"sna": "Abhishai mwanakomana waZeruya akauraya vaEdhomu zviuru gumi nezvisere muMupata weMunyu."
}
|
236 |
1CH_18_13
|
{
"en": "And he put garrisons in Edom; and all the Edomites became servants to David. And Jehovah gave victory to David whithersoever he went.",
"sna": "Akaisa mapoka avarwi muEdhomu uye vaEdhomu vose vakava pasi poutongi hwaDhavhidhi. Jehovha akapa Dhavhidhi kukunda kwose kwose kwaakaenda."
}
|
237 |
1CH_18_14
|
{
"en": "And David reigned over all Israel; and he executed justice and righteousness unto all his people.",
"sna": "Dhavhidhi akatonga Israeri achiita zvose zvakarurama uye zvakanaka kuvanhu vake vose."
}
|
238 |
1CH_18_15
|
{
"en": "And Joab the son of Zeruiah was over the host; and Jehoshaphat the son of Ahilud was recorder;",
"sna": "Joabhu mwanakomana waZeruya aitungamirira hondo; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wenhoroondo;"
}
|
239 |
1CH_18_16
|
{
"en": "and Zadok the son of Ahitub, and Abimelech the son of Abiathar, were priests; and Shavsha was scribe;",
"sna": "Zadhoki mwanakomana waAhitubhi naAhimereki mwanakomana waAbhiatari vaiva vaprista; Shavhisha akanga ari munyori;"
}
|
240 |
1CH_18_17
|
{
"en": "and Benaiah the son of Jehoiada was over the Cherethites and the Pelethites; and the sons of David were chief about the king.",
"sna": "Bhenaya mwanakomana waJehoyadha aitungamirira vaKereti navaPereti; uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva machinda makuru parutivi pamambo."
}
|
241 |
1CH_18_2
|
{
"en": "And he smote Moab; and the Moabites became servants to David, and brought tribute.",
"sna": "Dhavhidhi akakundawo vaMoabhu, uye vakava pasi pake, vakamuvigira mutero."
}
|
242 |
1CH_18_3
|
{
"en": "And David smote Hadarezer king of Zobah unto Hamath, as he went to establish his dominion by the river Euphrates.",
"sna": "Pamusoro pezvo Dhavhidhi akarwisa Hadhadhezeri mambo weZobha kusvikira kuHamati, paakaenda kundosimbisa kutonga kwake achitevedza Rwizi Yufuratesi."
}
|
243 |
1CH_18_4
|
{
"en": "And David took from him a thousand chariots, and seven thousand horsemen, and twenty thousand footmen; and David hocked all the chariot horses, but reserved of them for a hundred chariots.",
"sna": "Dhavhidhi akapamba chiuru chengoro dzake, vachairi vengoro zviuru zvinomwe navarwi vetsoka zviuru makumi maviri. Akadimbura marunda amakumbo amabhiza ose kusara kwezana ramabhiza engoro."
}
|
244 |
1CH_18_5
|
{
"en": "And when the Syrians of Damascus came to succor Hadarezer king of Zobah, David smote of the Syrians two and twenty thousand men.",
"sna": "VaAramu veDhamasiko pavakauya kuzobatsira Hadhadhezeri mambo weZobha, Dhavhidhi akauraya zviuru makumi maviri nezviviri zvavo."
}
|
245 |
1CH_18_6
|
{
"en": "Then David put garrisons in Syria of Damascus; and the Syrians became servants to David, and brought tribute. And Jehovah gave victory to David whithersoever he went.",
"sna": "Akaisa mapoka avarwi vake muumambo hwavaAramu veDhamasiko, uye vaAramu vakava pasi pake uye vakamuvigira mutero. Jehovha akapa Dhavhidhi kukunda kwose kwose kwaakaenda."
}
|
246 |
1CH_18_7
|
{
"en": "And David took the shields of gold that were on the servants of Hadarezer, and brought them to Jerusalem.",
"sna": "Dhavhidhi akatora nhoo dzegoridhe dzaiva dzakatakurwa navatungamiri vehondo yaHadhadhezeri akaenda nadzo kuJerusarema."
}
|
247 |
1CH_18_8
|
{
"en": "And from Tibhath and from Cun, cities of Hadarezer, David took very much brass, wherewith Solomon made the brazen sea, and the pillars, and the vessels of brass.",
"sna": "Kubva kuTebha nokuKuni, maguta aHadhadhezeri, Dhavhidhi akatora ndarira zhinji, yakazoshandiswa naSoromoni kugadzira gungwa rendarira, nembiru uye nezvimwe zvinhu zvakasiyana-siyana zvakazogadzirwa nendarira."
}
|
248 |
1CH_18_9
|
{
"en": "And when Tou king of Hamath heard that David had smitten all the host of Hadarezer king of Zobah,",
"sna": "Tou mambo weHamati paakanzwa kuti Dhavhidhi akanga akunda hondo yose yaHadhadhezeri mambo weZobha,"
}
|
249 |
1CH_19_1
|
{
"en": "And it came to pass after this, that Nahash the king of the children of Ammon died, and his son reigned in his stead.",
"sna": "Mukufamba kwenguva, Nahashi mambo wavaAmoni akafa, mwanakomana wake akamutevera paumambo."
}
|
250 |
1CH_19_10
|
{
"en": "Now when Joab saw that the battle was set against him before and behind, he chose of all the choice men of Israel, and put them in array against the Syrians.",
"sna": "Joabhu akaona kuti kwaiva nemitsetse yavanhu vakagadzirira kurwa mberi kwake neshure kwake; saka akasarudza mamwe amapoka avarwi vapamusoro muIsraeri akavaendesa kuti vandorwa navaAramu."
}
|
251 |
1CH_19_11
|
{
"en": "And the rest of the people he committed into the hand of Abishai his brother; and they put themselves in array against the children of Ammon.",
"sna": "Akaisa vamwe varume vose pasi paAbhishai mununʼuna wake uye vakaendeswa kuti vandorwa navaAmoni."
}
|
252 |
1CH_19_12
|
{
"en": "And he said, If the Syrians be too strong for me, then thou shalt help me; but if the children of Ammon be too strong for thee, then I will help thee.",
"sna": "Joabhu akati, “Kana vaAramu vandikundaka, ipapo iwe unofanira kuzondinunura; asi kana vaAmoni vakakukunda, ipapo ini ndichakununura."
}
|
253 |
1CH_19_13
|
{
"en": "Be of good courage, and let us play the man for our people, and for the cities of our God: and Jehovah do that which seemeth him good.",
"sna": "Simba uye ngatirwirei vanhu vedu namaguta aMwari wedu takashinga. Jehovha achaita zvakanaka pamberi pake.”"
}
|
254 |
1CH_19_14
|
{
"en": "So Joab and the people that were with him drew nigh before the Syrians unto the battle; and they fled before him.",
"sna": "Ipapo Joabhu navarwi vaiva naye vakaenda kundorwa navaAramu, ivo vakatiza pamberi pavo."
}
|
255 |
1CH_19_15
|
{
"en": "And when the children of Ammon saw that the Syrians were fled, they likewise fled before Abishai his brother, and entered into the city. Then Joab came to Jerusalem.",
"sna": "VaAmoni pavakaona kuti vaAramu vakanga vava kutiza, ivo vakatizawo pamberi pomununʼuna wake Abhishai vakamhanyira mukati meguta. Ipapo Joabhu akadzokera kuJerusarema."
}
|
256 |
1CH_19_16
|
{
"en": "And when the Syrians saw that they were put to the worse before Israel, they sent messengers, and drew forth the Syrians that were beyond the River, with Shophach the captain of the host of Hadarezer at their head.",
"sna": "Mushure mokunge vaAramu vaona kuti vakanga vakundwa neIsraeri vakatumira nhume kunokokorodza vamwe vaAramu mberi kweRwizi, Shofaki mutungamiri wehondo yaHadhadhezeri achivatungamirira."
}
|
257 |
1CH_19_17
|
{
"en": "And it was told David; and he gathered all Israel together, and passed over the Jordan, and came upon them, and set the battle in array against them. So when David had put the battle in array against the Syrians, they fought with him.",
"sna": "Dhavhidhi paakaudzwa izvi, akaunganidza Israeri yose ndokuyambuka Jorodhani; akaswedera kwavari kunovarwisa uye akaronga mitsetse yehondo akatarisana navo. Dhavhidhi akaita kuti mitsetse yake isangane navaAramu muhondo uye ivo vakarwa naye."
}
|
258 |
1CH_19_18
|
{
"en": "And the Syrians fled before Israel; and David slew of the Syrians the men of seven thousand chariots, and forty thousand footmen, and killed Shophach the captain of the host.",
"sna": "Asi vakatiza pamberi paIsraeri, uye Dhavhidhi akauraya zviuru zvinomwe zvavachairi vengoro, nezviuru makumi mana zvavarwi vetsoka. Akaurayawo Shofaki mutungamiri wehondo yavo."
}
|
259 |
1CH_19_19
|
{
"en": "And when the servants of Hadarezer saw that they were put to the worse before Israel, they made peace with David, and served him: neither would the Syrians help the children of Ammon any more.",
"sna": "Varanda vaHadhadhezeri pavakaona kuti vakanga vakundwa neIsraeri, vakayanana naDhavhidhi uye vakava pasi pake. Saka vaAramu havana kuzoda kubatsira vaAmoni zvakare."
}
|
260 |
1CH_19_2
|
{
"en": "And David said, I will show kindness unto Hanun the son of Nahash, because his father showed kindness to me. So David sent messengers to comfort him concerning his father. And David’s servants came into the land of the children of Ammon to Hanun, to comfort him.",
"sna": "Dhavhidhi akafunga akati, “Ndicharatidza mwoyo wakanaka kuna Hanuni mwanakomana waNahashi nokuti baba vake vakaratidza mwoyo wakanaka kwandiri.” Saka Dhavhidhi akatuma nhume kundonyaradza Hanuni pamusoro pababa vake. Vanhu vaDhavhidhi pavakasvika kuna Hanuni munyika yavaAmoni kuzomunyaradza,"
}
|
261 |
1CH_19_3
|
{
"en": "But the princes of the children of Ammon said to Hanun, Thinkest thou that David doth honor thy father, in that he hath sent comforters unto thee? are not his servants come unto thee to search, and to overthrow, and to spy out the land?",
"sna": "machinda avaAmoni akati kuna Hanuni, “Unofunga here kuti Dhavhidhi ari kukudza baba vako nokutuma vanhu vake kuti vauye kuzokunyaradza? Vanhu vake havana kuuya kuzosora nyika yedu here kuti vaitore?”"
}
|
262 |
1CH_19_4
|
{
"en": "So Hanun took David’s servants, and shaved them, and cut off their garments in the middle, even to their buttocks, and sent them away.",
"sna": "Saka Hanuni akabata vanhu vaDhavhidhi, akavagera ndebvu dzavo, akacheka nguo dzavo napakati kumagaro, akavadzinga."
}
|
263 |
1CH_19_5
|
{
"en": "Then there went certain persons, and told David how the men were served. And he sent to meet them; for the men were greatly ashamed. And the king said, Tarry at Jericho until your beards be grown, and then return.",
"sna": "Mumwe munhu akauya akaudza Dhavhidhi pamusoro pavarume ava, Dhavhidhi akatuma nhume kuti dzinosangana navo nokuti vakanga vanyadziswa kwazvo. Mambo akati, “Garai paJeriko kusvikira ndebvu dzenyu dzakura, mugozodzoka.”"
}
|
264 |
1CH_19_6
|
{
"en": "And when the children of Ammon saw that they had made themselves odious to David, Hanun and the children of Ammon sent a thousand talents of silver to hire them chariots and horsemen out of Mesopotamia, and out of Aram-maacah, and out of Zobah.",
"sna": "VaAmoni vakati vaziva kuti vakanga vava chinhu chinonhuhwa mumhino dzaDhavhidhi, Hanuni navaAmoni vakatumira chiuru chamatarenda esirivha kuti vanokumbira ngoro navachairi vadzo kubva kuAramu Naharaimu, Aramu Maaka nokuZobha."
}
|
265 |
1CH_19_7
|
{
"en": "So they hired them thirty and two thousand chariots, and the king of Maacah and his people, who came and encamped before Medeba. And the children of Ammon gathered themselves together from their cities, and came to battle.",
"sna": "Vakakumbira ngoro zviuru makumi matatu nezviviri navachairi vadzo, pamwe chete namambo weMaaka navarwi vake, uye akauya akadzika musasa pedyo neMedebha, ukuwo vaAmoni vachiungana kubva mumaguta avo, uye vakabuda kundorwa."
}
|
266 |
1CH_19_8
|
{
"en": "And when David heard of it, he sent Joab, and all the host of the mighty men.",
"sna": "Paakanzwa izvi, Dhavhidhi akatuma Joabhu kuti abude nehondo yose yavarume vokurwa."
}
|
267 |
1CH_19_9
|
{
"en": "And the children of Ammon came out, and put the battle in array at the gate of the city: and the kings that were come were by themselves in the field.",
"sna": "VaAmoni vakabudawo vakagadzirira kurwa uye vakamira vari mumitsetse yokurwa pasuo reguta ravo, uye madzimambo akanga auya akanga ari pachawo musango."
}
|
268 |
1CH_1_1
|
{
"en": "Adam, Seth, Enosh,",
"sna": "Adhamu, Seti, Enoshi,"
}
|
269 |
1CH_1_10
|
{
"en": "And Cush begat Nimrod; he began to be a mighty one in the earth.",
"sna": "Kushi aiva baba vaNimurodhi; uyo akakura akava murwi mukuru panyika."
}
|
270 |
1CH_1_11
|
{
"en": "And Mizraim begat Ludim, and Anamim, and Lehabim, and Naphtuhim,",
"sna": "Miziraimi aiva baba vavaRudhi, vaAnami, vaRehabhi, vaNafutuhi,"
}
|
271 |
1CH_1_12
|
{
"en": "and Pathrusim, and Casluhim (from whence came the Philistines), and Caphtorim.",
"sna": "vaPatiri, vaKasiruhi (umo makazobvawo vaFiristia) navaKafitori."
}
|
272 |
1CH_1_13
|
{
"en": "And Canaan begat Sidon his first-born, and Heth,",
"sna": "Kenani aiva baba vaSidhoni dangwe rake, nevaHiti,"
}
|
273 |
1CH_1_14
|
{
"en": "and the Jebusite, and the Amorite, and the Girgashite,",
"sna": "vaJebhusi vaAmori, vaGirigashi,"
}
|
274 |
1CH_1_15
|
{
"en": "and the Hivite, and the Arkite, and the Sinite,",
"sna": "vaHivhi, vaAriki, vaSini,"
}
|
275 |
1CH_1_16
|
{
"en": "and the Arvadite, and the Zemarite, and the Hamathite.",
"sna": "vaArivhadhi, vaZemari nevaHamati."
}
|
276 |
1CH_1_17
|
{
"en": "The sons of Shem: Elam, and Asshur, and Arpachshad, and Lud, and Aram, and Uz, and Hul, and Gether, and Meshech.",
"sna": "Vanakomana vaShemu vaiva: Eramu, Ashua, Arifakisadhi, Rudhi naAramu. Vanakomana vaAramu vaiva: Uzi, Huri, Geteri naMesheki."
}
|
277 |
1CH_1_18
|
{
"en": "And Arpachshad begat Shelah, and Shelah begat Eber.",
"sna": "Arifakisadhi aiva baba vaShera, uye Shera aiva baba vaEbheri."
}
|
278 |
1CH_1_19
|
{
"en": "And unto Eber were born two sons: the name of the one was Peleg; for in his days the earth was divided; and his brother’s name was Joktan.",
"sna": "Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; mununʼuna wake ainzi Jokitani."
}
|
279 |
1CH_1_2
|
{
"en": "Kenan, Mahalalel, Jared,",
"sna": "Kenani, Maharareri, Jaredhi,"
}
|
280 |
1CH_1_20
|
{
"en": "And Joktan begat Almodad, and Sheleph, and Hazarmaveth, and Jerah,",
"sna": "Jokitani aiva baba vaArimodhadhi, Sherefi, Hazarimavheti, Jera,"
}
|
281 |
1CH_1_21
|
{
"en": "and Hadoram, and Uzal, and Diklah,",
"sna": "Hadhoramu, Uzari, Dhikira,"
}
|
282 |
1CH_1_22
|
{
"en": "and Ebal, and Abimael, and Sheba,",
"sna": "Obhari, Abhimaeri, Shebha,"
}
|
283 |
1CH_1_23
|
{
"en": "and Ophir, and Havilah, and Jobab. All these were the sons of Joktan.",
"sna": "Ofiri, Havhira naJobhabhi. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani."
}
|
284 |
1CH_1_24
|
{
"en": "Shem, Arpachshad, Shelah,",
"sna": "Shemu, Arifakisadhi, Shera,"
}
|
285 |
1CH_1_25
|
{
"en": "Eber, Peleg, Reu,",
"sna": "Ebheri, Peregi, Reu,"
}
|
286 |
1CH_1_26
|
{
"en": "Serug, Nahor, Terah,",
"sna": "Serugi, Nahori, Tera"
}
|
287 |
1CH_1_27
|
{
"en": "Abram (the same is Abraham).",
"sna": "naAbhurama (iye Abhurahama)."
}
|
288 |
1CH_1_28
|
{
"en": "The sons of Abraham: Isaac, and Ishmael.",
"sna": "Vanakomana vaAbhurahama vaiva: Isaka naIshumaeri."
}
|
289 |
1CH_1_29
|
{
"en": "These are their generations: the first-born of Ishmael, Nebaioth; then Kedar, and Adbeel, and Mibsam,",
"sna": "Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvavo: Nebhayoti dangwe raIshumaeri, Kedhari, Adhibheeri, Mibhisami,"
}
|
290 |
1CH_1_3
|
{
"en": "Enoch, Methuselah, Lamech,",
"sna": "Inoki, Metusera, Rameki, Noa."
}
|
291 |
1CH_1_30
|
{
"en": "Mishma, and Dumah, Massa, Hadad, and Tema,",
"sna": "Mishima, Dhuma, Masa, Hadhadhi, Tema,"
}
|
292 |
1CH_1_31
|
{
"en": "Jetur, Naphish, and Kedemah. These are the sons of Ishmael.",
"sna": "Jeturi, Nafishi, naKedhema. Ava ndivo vaiva vanakomana vaIshumaeri."
}
|
293 |
1CH_1_32
|
{
"en": "And the sons of Keturah, Abraham’s concubine: she bare Zimran, and Jokshan, and Medan, and Midian, and Ishbak, and Shuah. And the sons of Jokshan: Sheba, and Dedan.",
"sna": "Vanakomana vakaberekwa naKetura, murongo waAbhurahama vaiva: Zimirani, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua. Vanakomana vaJokishani vaiva: Shebha naDhedhani."
}
|
294 |
1CH_1_33
|
{
"en": "And the sons of Midian: Ephah, and Epher, and Hanoch, and Abida, and Eldaah. All these were the sons of Keturah.",
"sna": "Vanakomana vaMidhiani vaiva: Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha. Ava vose vaiva zvizvarwa zvaKetura."
}
|
295 |
1CH_1_34
|
{
"en": "And Abraham begat Isaac. The sons of Isaac: Esau, and Israel.",
"sna": "Abhurahama aiva baba vaIsaka. Vanakomana vaIsaka vaiva: Esau naIsraeri."
}
|
296 |
1CH_1_35
|
{
"en": "The sons of Esau: Eliphaz, Reuel, and Jeush, and Jalam, and Korah.",
"sna": "Vanakomana vaEsau vaiva: Erifazi, Reueri, Jeushi, Jaramu, naKora."
}
|
297 |
1CH_1_36
|
{
"en": "The sons of Eliphaz: Teman, and Omar, Zephi, and Gatam, Kenaz, and Timna, and Amalek.",
"sna": "Vana vaErifazi vaiva: Temani, Omari, Zefo, Gatami, naKenazi; naTimina, vakabereka Amareki."
}
|
298 |
1CH_1_37
|
{
"en": "The sons of Reuel: Nahath, Zerah, Shammah, and Mizzah.",
"sna": "Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza."
}
|
299 |
1CH_1_38
|
{
"en": "And the sons of Seir: Lotan, and Shobal, and Zibeon, and Anah, and Dishon, and Ezer, and Dishan.",
"sna": "Vanakomana vaSeiri vaiva: Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana, Dhishoni, Ezeri naDhishani."
}
|
300 |
1CH_1_39
|
{
"en": "And the sons of Lotan: Hori, and Homam; and Timna was Lotan’s sister.",
"sna": "Vanakomana vaRotani vaiva: Hori naHomami, Timina aiva hanzvadzi yaRotani."
}
|
Subsets and Splits
No community queries yet
The top public SQL queries from the community will appear here once available.