id
int64
1
31k
verse_id
stringlengths
7
11
translation
dict
401
1CH_23_3
{ "en": "And the Levites were numbered from thirty years old and upward: and their number by their polls, man by man, was thirty and eight thousand.", "sna": "VaRevhi vose vana makore makumi matatu zvichienda mberi vakaverengwa, uye varume vose vakasvika zviuru makumi matatu nezvisere." }
402
1CH_23_30
{ "en": "and to stand every morning to thank and praise Jehovah, and likewise at even;", "sna": "Vaifanirawo zvakare kumira mangwanani oga oga vachitenda uye vachirumbidza Jehovha. Vaifanira kuita zvimwe chetezvo manheru" }
403
1CH_23_31
{ "en": "and to offer all burnt-offerings unto Jehovah, on the sabbaths, on the new moons, and on the set feasts, in number according to the ordinance concerning them, continually before Jehovah;", "sna": "uye napose paipiwa zvipiriso zvinopiswa kuna Jehovha pamaSabata uye napamitambo yoKugara kwoMwedzi napane mimwe mitambo yakarayirwa. Vaifanira kushanda pamberi paJehovha nguva dzose nouwandu hwaidiwa uye nenzira yavakanga varayirwa kuti vaiite." }
404
1CH_23_32
{ "en": "and that they should keep the charge of the tent of meeting, and the charge of the holy place, and the charge of the sons of Aaron their brethren, for the service of the house of Jehovah.", "sna": "Nokudaro vaRevhi vakaita mabasa omuTende Rokusangana, romuNzvimbo Tsvene uye vari pasi pehama dzavo zvizvarwa zvaAroni, mubasa roushumiri mutemberi yaJehovha." }
405
1CH_23_4
{ "en": "Of these, twenty and four thousand were to oversee the work of the house of Jehovah; and six thousand were officers and judges;", "sna": "Dhavhidhi akati, “Pane ava, zviuru makumi maviri nezvina vachava vatariri vebasa rokuvakwa kwetemberi yaJehovha uye zviuru zvitanhatu vachava vakuru navatongi." }
406
1CH_23_5
{ "en": "and four thousand were doorkeepers; and four thousand praised Jehovah with the instruments which I made, said David , to praise therewith.", "sna": "Zviuru zvina vachava vachengeti vamasuo uye zviuru zvina vacharumbidza Jehovha nezviridzwa zvandakapa nokuda kwechikonzero ichi.”" }
407
1CH_23_6
{ "en": "And David divided them into courses according to the sons of Levi: Gershon, Kohath, and Merari.", "sna": "Dhavhidhi akapatsanura vaRevhi akavaisa mumapoka zvichienderana navanakomana vaRevhi vaiti: Gerishoni, Kohati naMerari." }
408
1CH_23_7
{ "en": "Of the Gershonites: Ladan and Shimei.", "sna": "VokwaGerishoni vaiva: Radhani naShimei." }
409
1CH_23_8
{ "en": "The sons of Ladan: Jehiel the chief, and Zetham, and Joel, three.", "sna": "Vanakomana vaRadhani vaiva: Jehieri dangwe, Zetami naJoere, vatatu pamwe chete." }
410
1CH_23_9
{ "en": "The sons of Shimei: Shelomoth, and Haziel, and Haran, three. These were the heads of the fathers’ houses of Ladan.", "sna": "Vanakomana vaShimei vaiva: Sheromoti, Hazieri naHarani, vatatu pamwe chete. Ava ndivo vaiva vakuru vemhuri dzaRadhani." }
411
1CH_24_1
{ "en": "And the courses of the sons of Aaron were these . The sons of Aaron: Nadab and Abihu, Eleazar and Ithamar.", "sna": "Aya ndiwo aiva mapoka avanakomana vaAroni: Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naItamari." }
412
1CH_24_10
{ "en": "the seventh to Hakkoz, the eighth to Abijah,", "sna": "wechinomwe kuna Hakozi, wechisere kuna Abhija," }
413
1CH_24_11
{ "en": "the ninth to Jeshua, the tenth to Shecaniah,", "sna": "wepfumbamwe kuna Jeshua, wegumi kuna Shekania," }
414
1CH_24_12
{ "en": "the eleventh to Eliashib, the twelfth to Jakim,", "sna": "wegumi nomumwe kuna Eriashibhi, wegumi nembiri kuna Jakimi," }
415
1CH_24_13
{ "en": "the thirteenth to Huppah, the fourteenth to Jeshebeab,", "sna": "wegumi nenhatu kuna Hupa, wegumi neina kuna Jeshebheabhi," }
416
1CH_24_14
{ "en": "the fifteenth to Bilgah, the sixteenth to Immer,", "sna": "wegumi neshanu kuna Bhiriga, wegumi nenhanhatu kuna Imeri," }
417
1CH_24_15
{ "en": "the seventeenth to Hezir, the eighteenth to Happizzez,", "sna": "wegumi nenomwe kuna Heziri, wegumi netsere kuna Hapizezi," }
418
1CH_24_16
{ "en": "the nineteenth to Pethahiah, the twentieth to Jehezkel,", "sna": "wegumi nepfumbamwe kuna Petahia, wemakumi maviri kuna Jehezikeri," }
419
1CH_24_17
{ "en": "the one and twentieth to Jachin, the two and twentieth to Gamul,", "sna": "wemakumi maviri nomumwe kuna Jakini, wemakumi maviri nembiri kuna Gamuri," }
420
1CH_24_18
{ "en": "the three and twentieth to Delaiah, the four and twentieth to Maaziah.", "sna": "wemakumi maviri nenhatu kuna Dheraya, uye wemakumi maviri neina kuna Maazia." }
421
1CH_24_19
{ "en": "This was the ordering of them in their service, to come into the house of Jehovah according to the ordinance given unto them by Aaron their father, as Jehovah, the God of Israel, had commanded him.", "sna": "Iri ndiro raiva basa ravo roushumiri ravakanga varayirwa pavakapinda mutemberi yaJehovha, maererano nemitemo yavakanga vapiwa nababa wavo Aroni sokurayirwa kwaakanga aitwa naJehovha, Mwari waIsraeri." }
422
1CH_24_2
{ "en": "But Nadab and Abihu died before their father, and had no children: therefore Eleazar and Ithamar executed the priest’s office.", "sna": "Asi Nadhabhi naAbhihu vakafa baba vavo vasati vafa, uye vakanga vasina vanakomana; saka Ereazari naItamari vakashumira savaprista." }
423
1CH_24_20
{ "en": "And of the rest of the sons of Levi: of the sons of Amram, Shubael; of the sons of Shubael, Jehdeiah.", "sna": "Kana zviri zvimwe zvizvarwa zvaRevhi: kubva kuvanakomana vaAmiramu, Shubhaeri; kubva kuvanakomana vaShubhaeri: Jedheya." }
424
1CH_24_21
{ "en": "Of Rehabiah: of the sons of Rehabiah, Isshiah the chief.", "sna": "Kana ari Rehabhia, kuvanakomana vake: Ishia aiva wokutanga." }
425
1CH_24_22
{ "en": "Of the Izharites, Shelomoth; of the sons of Shelomoth, Jahath.", "sna": "Kubva kuvaIzhari: Sheromoti; kubva kuvanakomana vaSheromoti: Jahati." }
426
1CH_24_23
{ "en": "And the sons of Hebron : Jeriah the chief , Amariah the second, Jahaziel the third, Jekameam the fourth.", "sna": "Vanakomana vaHebhuroni vaiva: Jeria wokutanga, Amaria wechipiri, Jehazieri wechitatu naJekameami wechina." }
427
1CH_24_24
{ "en": "The sons of Uzziel, Micah; of the sons of Micah, Shamir.", "sna": "Mwanakomana waUzieri aiva: Mika; kubva kuvanakomana vaMika: Shamiri." }
428
1CH_24_25
{ "en": "The brother of Micah, Isshiah; of the sons of Isshiah, Zechariah.", "sna": "Mununʼuna waMika: Ishia; kubva kuvanakomana vaIshia: Zekaria." }
429
1CH_24_26
{ "en": "The sons of Merari: Mahli and Mushi; the sons of Jaaziah: Beno.", "sna": "Vanakomana vaMerari vaiva: Mari naMushi. Mwanakomana waJaazia aiva: Bheno." }
430
1CH_24_27
{ "en": "The sons of Merari: of Jaaziah, Beno, and Shoham, and Zaccur, and Ibri.", "sna": "Vanakomana vaMerari vaiva: kubva kuna Jaazia: Bheno, Shoshami, Zakuri, naIbhiri." }
431
1CH_24_28
{ "en": "Of Mahli: Eleazar, who had no sons.", "sna": "Kubva kuna Mari: Ereazari, uye akanga asina vanakomana." }
432
1CH_24_29
{ "en": "Of Kish; the sons of Kish: Jerahmeel.", "sna": "Kubva kuna Kishi mwanakomana waKishi aiva: Jerameeri." }
433
1CH_24_3
{ "en": "And David with Zadok of the sons of Eleazar, and Ahimelech of the sons of Ithamar, divided them according to their ordering in their service.", "sna": "Achibatsirwa naZadhoki chizvarwa chaEreazari naAhimereki chizvarwa chaItamari, Dhavhidhi akavapatsanura akavaisa mumapoka kuti vaite basa ravo roushumiri ravakanga varayirwa." }
434
1CH_24_30
{ "en": "And the sons of Mushi: Mahli, and Eder, and Jerimoth. These were the sons of the Levites after their fathers’ houses.", "sna": "Uye vanakomana vaMushi vaiti: Mari, Edheri naJerimoti. Ava ndivo vaiva vaRevhi maererano nemhuri dzavo." }
435
1CH_24_31
{ "en": "These likewise cast lots even as their brethren the sons of Aaron in the presence of David the king, and Zadok, and Ahimelech, and the heads of the fathers’ houses of the priests and of the Levites; the fathers’ houses of the chief even as those of his younger brother.", "sna": "Vakakandawo mijenya sezvaingoita hama dzavo zvizvarwa zvaAroni, pamberi paMambo Dhavhidhi naZadhoki, Ahimereki navakuru vemhuri dzavaprista navaRevhi. Mhuri dzomukoma pane vose dzaingoverengwa zvimwe chetezvo sedzomudiki pane vose." }
436
1CH_24_4
{ "en": "And there were more chief men found of the sons of Eleazar than of the sons of Ithamar; and thus were they divided: of the sons of Eleazar there were sixteen, heads of fathers’ houses; and of the sons of Ithamar, according to their fathers’ houses, eight.", "sna": "Vatungamiri vazhinji vakanyanyowanikwa pane zvizvarwa zvaEreazari kupfuura pakati pezvizvarwa zvaItamari uye vakaiswa mumapoka zvakakodzerana: vakuru gumi navatanhatu kubva kuzvizvarwa zvaEreazari uye vakuru vasere kubva kuzvizvarwa zvaItamari." }
437
1CH_24_5
{ "en": "Thus were they divided by lot, one sort with another; for there were princes of the sanctuary, and princes of God, both of the sons of Eleazar, and of the sons of Ithamar.", "sna": "Vakavaisa mumapoka zvakakodzerana, nokukanda mijenya nokuti paiva navabati venzvimbo tsvene navabati vaMwari pakati pezvizvarwa zvaEreazari nezvizvarwa zvaItamari." }
438
1CH_24_6
{ "en": "And Shemaiah the son of Nethanel the scribe, who was of the Levites, wrote them in the presence of the king, and the princes, and Zadok the priest, and Ahimelech the son of Abiathar, and the heads of the fathers’ houses of the priests and of the Levites; one fathers’ house being taken for Eleazar, and one taken for Ithamar.", "sna": "Munyori Shemaya mwanakomana waNetaneri, muRevhi, akanyora mazita avo pamberi pamambo, napamberi pavabati vaiti: Zadhoki muprista, Ahimereki mwanakomana waAbhiatari navakuru vemhuri dzavaprista navaRevhi mhuri imwe chete ichitorwa kubva kuna Ereazari uye imwe chete kubva kuna Itamari." }
439
1CH_24_7
{ "en": "Now the first lot came forth to Jehoiarib, the second to Jedaiah,", "sna": "Mujenya wokutanga wakawira pana Jehoyaribhi, wechipiri pana Jedhaya," }
440
1CH_24_8
{ "en": "the third to Harim, the fourth to Seorim,", "sna": "wechitatu kuna Harimi, wechina kuna Seorimi," }
441
1CH_24_9
{ "en": "the fifth to Malchijah, the sixth to Mijamin,", "sna": "wechishanu kuna Marikia, wechitanhatu kuna Miyamini," }
442
1CH_25_1
{ "en": "Moreover David and the captains of the host set apart for the service certain of the sons of Asaph, and of Heman, and of Jeduthun, who should prophesy with harps, with psalteries, and with cymbals: and the number of them that did the work according to their service was:", "sna": "Dhavhidhi, pamwe chete navatungamiri vehondo: vakatsaura vamwe vavanakomana vaAsafi, Hemani naJedhutuni kuti vaite ushumiri hwokuprofita kuchiridzwa mbira, mitengeranwa namakandira. Aya ndiwo mazita avarume vaiita basa iri." }
443
1CH_25_10
{ "en": "the third to Zaccur, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wechitatu kuna Zakuri, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
444
1CH_25_11
{ "en": "the fourth to Izri, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wechina kuna Iziri, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
445
1CH_25_12
{ "en": "the fifth to Nethaniah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wechishanu kuna Netania, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
446
1CH_25_13
{ "en": "the sixth to Bukkiah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wechitanhatu kuna Bhukia, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
447
1CH_25_14
{ "en": "the seventh to Jesharelah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wechinomwe kuna Jesarera, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
448
1CH_25_15
{ "en": "the eighth to Jeshaiah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "worusere kuna Jeshaya, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
449
1CH_25_16
{ "en": "the ninth to Mattaniah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wepfumbamwe kuna Matania, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
450
1CH_25_17
{ "en": "the tenth to Shimei, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi kuna Shimei, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
451
1CH_25_18
{ "en": "the eleventh to Azarel, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nomumwe kuna Azareri, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
452
1CH_25_19
{ "en": "the twelfth to Hashabiah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nemiviri kuna Hashabhia, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
453
1CH_25_2
{ "en": "of the sons of Asaph: Zaccur, and Joseph, and Nethaniah, and Asharelah, the sons of Asaph, under the hand of Asaph, who prophesied after the order of the king.", "sna": "Kubva kuvanakomana vaAsafi: Zakuri, Josefa, Netania naAsarera. Vanakomana vaAsafi vaitungamirirwa naAsafi uyo aiprofita achitungamirirwa namambo." }
454
1CH_25_20
{ "en": "for the thirteenth, Shubael, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nemitatu kuna Shubhaeri, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
455
1CH_25_21
{ "en": "for the fourteenth, Mattithiah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nemina kuna Matitia, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
456
1CH_25_22
{ "en": "for the fifteenth to Jeremoth, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nemishanu kuna Jerimoti, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
457
1CH_25_23
{ "en": "for the sixteenth to Hananiah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nemitanhatu kuna Hanania, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
458
1CH_25_24
{ "en": "for the seventeenth to Joshbekashah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi neminomwe kuna Joshibhekasha, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
459
1CH_25_25
{ "en": "for the eighteenth to Hanani, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nemisere kuna Hanani, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
460
1CH_25_26
{ "en": "for the nineteenth to Mallothi, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wegumi nemipfumbamwe kuna Maroti, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
461
1CH_25_27
{ "en": "for the twentieth to Eliathah, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wamakumi maviri kuna Eriata, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
462
1CH_25_28
{ "en": "for the one and twentieth to Hothir, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wamakumi maviri nomumwe kuna Hotiri, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
463
1CH_25_29
{ "en": "for the two and twentieth to Giddalti, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wamakumi maviri nemiviri kuna Gidhariti, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
464
1CH_25_3
{ "en": "Of Jeduthun; the sons of Jeduthun: Gedaliah, and Zeri, and Jeshaiah, Hashabiah, and Mattithiah, six, under the hands of their father Jeduthun with the harp, who prophesied in giving thanks and praising Jehovah.", "sna": "Kana ari Jedhutuni, kuvanakomana vake: Gedharia, Zeri, Jeshaya, Shimei, Hashabhia naMatitia, vatanhatu pamwe chete, vachitungamirirwa nababa vavo Jedhutuni uyo aiprofita achishandisa mbira mukuvonga nokurumbidza Jehovha." }
465
1CH_25_30
{ "en": "for the three and twentieth to Mahazioth, his sons and his brethren, twelve:", "sna": "wamakumi maviri nemitatu kuna Mahazioti, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri;" }
466
1CH_25_31
{ "en": "for the four and twentieth to Romamtiezer, his sons and his brethren, twelve.", "sna": "wamakumi maviri nemina kuna Romamiti-Ezeri, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri." }
467
1CH_25_4
{ "en": "Of Heman; the sons of Heman: Bukkiah, Mattaniah, Uzziel, Shebuel, and Jerimoth, Hananiah, Hanani, Eliathah, Giddalti, and Romamti-ezer, Joshbekashah, Mallothi, Hothir, Mahazioth.", "sna": "Kana ari Hemani, kubva kuvanakomana vake: Bhukia, Matania, Uzieri, Shubhaeri naJerimoti; Hanania, Hanani, Eriata, Gidhariti naRomamiti-Ezeri; Joshibhekasha, Maroti, Hotiri naMahazioti." }
468
1CH_25_5
{ "en": "All these were the sons of Heman the king’s seer in the words of God, to lift up the horn. And God gave to Heman fourteen sons and three daughters.", "sna": "Vose ava vaiva vanakomana vaHemani muoni wamambo. Akavapiwa kubudikidza nezvivimbiso zvaMwari kuti amukudze. Mwari akapa Hemani vanakomana gumi navana, navanasikana vatatu." }
469
1CH_25_6
{ "en": "All these were under the hands of their father for song in the house of Jehovah, with cymbals, psalteries, and harps, for the service of the house of God; Asaph, Jeduthun, and Heman being under the order of the king.", "sna": "Varume vose ava vaitungamirirwa namadzibaba avo mukuimba mutemberi yaJehovha, nomukuridza makandira nemitengeranwa nembira, kuti vaite ushumiri paimba yaMwari. Asafi, Jedhutuni naHemani vaiva pasi pamambo." }
470
1CH_25_7
{ "en": "And the number of them, with their brethren that were instructed in singing unto Jehovah, even all that were skilful, was two hundred fourscore and eight.", "sna": "Pamwe chete nehama dzavo, vose vakadzidzira uye vakava nyanzvi mukuimbira Jehovha, vaisvika mazana maviri amakumi masere navasere." }
471
1CH_25_8
{ "en": "And they cast lots for their offices, all alike, as well the small as the great, the teacher as the scholar.", "sna": "Vaduku navakuru pamwe chete, mudzidzisi pamwe chete nomudzidzi, vakakanda mijenya pakupiwa mabasa avo." }
472
1CH_25_9
{ "en": "Now the first lot came forth for Asaph to Joseph: the second to Gedaliah; he and his brethren and sons were twelve:", "sna": "Mujenya wokutanga waiva waAsafi, wakawira pana Josefa, vanakomana vake nehama dzake—gumi navaviri; wechipiri kuna Gedharia, iye nehama dzake navanakomana vake—gumi navaviri;" }
473
1CH_26_1
{ "en": "For the courses of the doorkeepers: of the Korahites, Meshelemiah the son of Kore, of the sons of Asaph.", "sna": "Mapoka avachengeti vemikova aiva: Kubva kuvaKora: Mesheremia mwanakomana waKore, mumwe wavanakomana vaAsafi." }
474
1CH_26_10
{ "en": "Also Hosah, of the children of Merari, had sons: Shimri the chief (for though he was not the first-born, yet his father made him chief),", "sna": "Hosa muMerati aiva navanakomana vaiti: Shimiri wokutanga (kunyange zvake akanga asiri dangwe, baba vake vakamuita wokutanga.)" }
475
1CH_26_11
{ "en": "Hilkiah the second, Tebaliah the third, Zechariah the fourth: all the sons and brethren of Hosah were thirteen.", "sna": "Hirikia wechipiri, Tabharia wechitatu naZekaria wechina. Vanakomana nehama dzaHosa vaiva gumi navatatu vose pamwe chete." }
476
1CH_26_12
{ "en": "Of these were the courses of the doorkeepers, even of the chief men, having offices like their brethren, to minister in the house of Jehovah.", "sna": "Aya mapoka avachengeti vamasuo, kubudikidza navakuru vavo, vaiva nemabasa okushumira mutemberi yaJehovha, sezvaingoitawo hama dzavo." }
477
1CH_26_13
{ "en": "And they cast lots, as well the small as the great, according to their fathers’ houses, for every gate.", "sna": "Mijenya yakakandwa nokuda kwesuo rimwe nerimwe, maererano nemhuri dzavo, vadiki nevakuru pamwe chete." }
478
1CH_26_14
{ "en": "And the lot eastward fell to Shelemiah. Then for Zechariah his son, a discreet counsellor, they cast lots; and his lot came out northward.", "sna": "Mujenya weSuo Rokumabvazuva wakawira pana Sheremia. Zvino mijenya yakakandwa nokuda kwomwanakomana wake Zekaria, mupi wamazano akachenjera uye mujenya weSuo Rokumusoro wakawira paari." }
479
1CH_26_15
{ "en": "To Obed-edom southward; and to his sons the store-house.", "sna": "Mujenya weSuo Rezasi wakawira pana Obhedhi-Edhomu, uye mujenya wedura wakawira kuvanakomana vake." }
480
1CH_26_16
{ "en": "To Shuppim and Hosah westward, by the gate of Shallecheth, at the causeway that goeth up, watch against watch.", "sna": "Mijenya yeSuo Rokumadokero neSuo reShareketi kunzira yokumusoro yakawira kuna Shupimi naHosa. Murindi aimira parutivi rwomumwe murindi." }
481
1CH_26_17
{ "en": "Eastward were six Levites, northward four a day, southward four a day, and for the store-house two and two.", "sna": "Kumabvazuva kwainge kuine vaRevhi vatanhatu pazuva, kurutivi rwokumusoro kuine vana pazuva, zasi kuine vana pazuva uye vaviri panguva imwe chete padura." }
482
1CH_26_18
{ "en": "For Parbar westward, four at the causeway, and two at Parbar.", "sna": "Kana rwuri ruvanze rwokumadokero kwaiva navana kunzira navaviri paruvanze chaipo." }
483
1CH_26_19
{ "en": "These were the courses of the doorkeepers; of the sons of the Korahites, and of the sons of Merari.", "sna": "Aya ndiwo aiva mapoka avachengeti vemasuo avo vaiva zvizvarwa zvaKora naMerari." }
484
1CH_26_2
{ "en": "And Meshelemiah had sons: Zechariah the first-born, Jediael the second, Zebadiah the third, Jathniel the fourth,", "sna": "Mesheremia aiva navanakomana vaiti: Zekaria dangwe, Jedhiaeri wechipiri, Zebhadhia wechitatu, Jatinieri wechina," }
485
1CH_26_20
{ "en": "And of the Levites, Ahijah was over the treasures of the house of God, and over the treasures of the dedicated things.", "sna": "Pakati pehama dzavo vaRevhi, Ahija ndiye aiva mukuru wavachengeti vepfuma yomumba yaMwari nepfuma yezvinhu zvakakumikidzwa." }
486
1CH_26_21
{ "en": "The sons of Ladan, the sons of the Gershonites belonging to Ladan, the heads of the fathers’ houses belonging to Ladan the Gershonite: Jehieli.", "sna": "Zvizvarwa zvaRadhani, avo vaiva vaGerishoni kubudikidza naRadhani uye vaiva vatungamiri vemhuri dzaRadhani muGerishoni vaiti: Jehieri," }
487
1CH_26_22
{ "en": "The sons of Jehieli: Zetham, and Joel his brother, over the treasures of the house of Jehovah.", "sna": "vanakomana vaJeheri, Zetami, nomununʼuna wake Joere. Vaiva nebasa rokuchengeta pfuma yetemberi yaJehovha." }
488
1CH_26_23
{ "en": "Of the Amramites, of the Izharites, of the Hebronites, of the Uzzielites:", "sna": "Kubva kuvaAmiramu, vaIzhari, vaHebhuroni navaUzieri:" }
489
1CH_26_24
{ "en": "and Shebuel the son of Gershom, the son of Moses, was ruler over the treasures.", "sna": "Shubhaeri chizvarwa chaGerishoni mwanakomana waMozisi, ndiye aiva mukuru pakuchengetwa kwepfuma." }
490
1CH_26_25
{ "en": "And his brethren: of Eliezer came Rehabiah his son, and Jeshaiah his son, and Joram his son, and Zichri his son, and Shelomoth his son.", "sna": "Hama dzake kubudikidza naEriezeri dzaiva: Rehabhia mwanakomana wake, Jeshaya mwanakomana wake, Joramu mwanakomana wake, Zikiri mwanakomana wake naSheromiti mwanakomana wake." }
491
1CH_26_26
{ "en": "This Shelomoth and his brethren were over all the treasures of the dedicated things, which David the king, and the heads of the fathers’ houses , the captains over thousands and hundreds, and the captains of the host, had dedicated.", "sna": "(Sheromiti nehama dzake vaiva nebasa rokuchengetedza pfuma yose yezvinhu zvakakumikidzwa naMambo Dhavhidhi, navakuru vemhuri dzavo vaiva vatungamiri vezviuru navatungamiri vamazana uye navamwe vatungamiri." }
492
1CH_26_27
{ "en": "Out of the spoil won in battles did they dedicate to repair the house of Jehovah.", "sna": "Zvimwe zvezvakapambwa muhondo vakazvikumikidza kuti zvishandiswe pakugadziridza temberi yaJehovha." }
493
1CH_26_28
{ "en": "And all that Samuel the seer, and Saul the son of Kish, and Abner the son of Ner, and Joab the son of Zeruiah, had dedicated, whosoever had dedicated anything, it was under the hand of Shelomoth, and of his brethren.", "sna": "Uye zvose zvakakumikidzwa naSamueri muoni naSauro naJoabhu mwanakomana waZeruya, nezvimwe zvinhu zvose zvakakumikidzwa zvaichengetwa naSheromiti nehama dzake.)" }
494
1CH_26_29
{ "en": "Of the Izharites, Chenaniah and his sons were for the outward business over Israel, for officers and judges.", "sna": "Kubva kuvaIzhari: Kenania navanakomana vake vakapiwa mabasa ekure netemberi vari machinda navatongi muIsraeri." }
495
1CH_26_3
{ "en": "Elam the fifth, Jehohanan the sixth, Eliehoenai the seventh.", "sna": "Eramu wechishanu, Jehohanani wechitanhatu, naEriehoenai wechinomwe." }
496
1CH_26_30
{ "en": "Of the Hebronites, Hashabiah and his brethren, men of valor, a thousand and seven hundred, had the oversight of Israel beyond the Jordan westward, for all the business of Jehovah, and for the service of the king.", "sna": "Kubva kuvaHebhuroni: Hashabhia nehama dzake, varume chiuru namazana manomwe vaikwanisa ndivo vaiva vakuru muIsraeri kumadokero kweJorodhani pabasa rose raJehovha napabasa rose ramambo." }
497
1CH_26_31
{ "en": "Of the Hebronites was Jerijah the chief, even of the Hebronites, according to their generations by fathers’ houses . In the fortieth year of the reign of David they were sought for, and there were found among them mighty men of valor at Jazer of Gilead.", "sna": "Kana vari vaHebhuroni, Jeria ndiye aiva mukuru wavo maererano nezvinyorwa zvenhoroondo dzemhuri dzavo. (Mugore ramakumi mana rokutonga kwaDhavhidhi, pakaitwa ongororo yezvinyorwa zvenhoroondo, uye pakawanikwa varume vaikwanisa pakati pavaHebhuroni paJazeri muGireadhi." }
498
1CH_26_32
{ "en": "And his brethren, men of valor, were two thousand and seven hundred, heads of fathers’ houses , whom king David made overseers over the Reubenites, and the Gadites, and the half-tribe of the Manassites, for every matter pertaining to God, and for the affairs of the king.", "sna": "Jeria aiva nehama zviuru zviviri namazana manomwe vaiva varume vaikwanisa uye vari vakuru vemhuri dzavo, uye Mambo Dhavhidhi akavaita kuti vave vatariri vavaRubheni, vaGhadhi, nehafu yorudzi rwaManase kuti vagadzirise nyaya dzose dzezvaMwari nenyaya dzose dzamambo.)" }
499
1CH_26_4
{ "en": "And Obed-edom had sons: Shemaiah the first-born, Jehozabad the second, Joah the third, and Sacar the fourth, and Nethanel the fifth,", "sna": "Obhedhi-Edhomu aivawo navanakomana vaiti: Shemaya dangwe, Jehozabhadhi wechipiri, Joa wechitatu, Sakari wechina, Netaneri wechishanu," }
500
1CH_26_5
{ "en": "Ammiel the sixth, Issachar the seventh, Peullethai the eighth; for God blessed him.", "sna": "Amieri wechitanhatu, Isakari wechinomwe naPeuretai wechisere. (Nokuti Mwari akanga aropafadza Obedhi-Edhomu.)" }